Munyaya inosuwisa💔💔
Pane mwana we grade 6 akazvisungirira mushure mekutadza kuenda ku trip yema prefects.Musikana uyu aigara natete hanzvadzi yababa.Baba vake vakashaika mai ndokuroorwa kumwe.Zvinonzi mwana akachema zvainzwisa tsitsi bus parakange rosimuka kubva pachikoro
nemamwe ma prefects.Hanzi akabva aenda kumba ndokukwira pama buckets mu toilet ndokuzvisungirira.Mwana uyu hanzi yaiva shasha kugona.Zvinorwadza.
❌️⭕️‼️Ma teacher dai vakamu torawo kuti aendewo ku trip yema prefects