Pakashata ApaNdanyara zvisngaiti munhu uyo ndomuziva
ASI makamboona kuumbwa kwakaitwa vanhukadzi here I wonder kuti kupererwa here kune vakadzi vakanaka veduwe zvivakashure zviripo haa musadaro varume vakadzi
vakaumbwa kudarika varume even voice ravo Soo I think I demon chairoVanhu vamuri ku supporter ndovanozo pedzisira vabata vana vadiki vakomana nevasikana dai vato miswa nyika ikutoenderera mberi kuwedzera kuipa nezvakadai muchizvisekerera zvopedzisira yakuita kunge SA
ndokuwanda kuchaita ma rape casesUnongoona kt demon shuwa unonakei mukosho shuwa uriwe unodzoka wakatsigana nedhodhiMurikuda kuti vakadzi vashaye varume here kwanai imiPane a repwa here, kana vawirirana movaroverei kwanai ashandisa body yako here, vaitira mumba memunhu here