Saturday, April 27

Seh Calaz Oganza Mukadzi Wangu Akundida Zvakapfurikidza Ndirikukuweshwa Tsoka Kusheedzwa Nemutupo Dhewa Wo

Mafia nhai nhasi Kunei,vana madam nevana vedu vakutida zvakapfurikidza nhasi ,kushedzwa nemutupo Kubva ndi chakarara kunzi

 

 

 

 

 

Dhehwa Rarai mushe mutsipa usarwadze, Moyo chi Mukai ndikuweshei mazino ndikugezesei ,hembe ndakusarudzirai kare ,Munoda kudyei nhasi Bvumavaranda .

 

 

 

Dhehwa nhasi Makachena makabuda wena baba vekwangu ,Daddy kana mukasadzoka nhasi tichangogara takiya door,Moyondizvo Endai henyu munofara neshamwari dzenyu mumwe zviri responsible chete๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚

 

 

 

 

 

Kwakanaka here nhasi kuneiko kwaita tiwedzerwe rudo? Kwenyu zviriko?Izuva renyu rekupihwa Trophy๐Ÿ† kucity ngoma ska tangoti senyika tiriite zuva hombe ska vanamadam varikufara

  • Share: