Eeee munhu uyo afa chitambudzikaBt vanhu avo vari kutaura shona its somewhere here in Zimbabwe gyz ???????
Asi vanhu chiii haaa ndarwadziwa guys ????Uuumm zvakatooma hazvo kuparira vana vako ngozi nemaziso evanhu anokwanisa ktora Mweya wemunhu ndiMwari vamwe vese ingozi imhosvaregai mvura inaye zvairikuita izvi mwari havasi kufara nezvirikuitwa munyikaSo after this
vanotoenda kumba vonorara hope dzotouya????????? makadii kupfura nepfuti pane kutambudza mweya wamwari kudai denga munoriona here ?Ndkanganisa kunzwa hre kuti hanzi pisai ishona yekuno kuZim here iyoo iiiiih mazim vana mai chaivo moyo wekubereka makaisepi