Muromo wese kuita kunyonderwa mumukanwa ....congratsZvinofadza izvi kutaura chokwadi mkwasha kutodonha ne joy ari kuzvivhunza kt ndini ndakaunganirwa hr unoshaye step kwakutodonha munhu wese ziso rinonga riri pavariTete maromo chinoita kuti vasawirirane nehanzvadzi yavo tytie inyaya yekuti bhudi vakabata bata saka
tytie anzi hatidi kuona tsoka yako pamuchato ndosaka muchiona asipo chero kuposter hana avawonane vana vanyamunhuVagona tete vachata public nekupedzesa roora public toda kuona maromo kuti achazotuka achiti chiiUsanyepe Kuti tizive tete its because of tytie, tete Ava vagara vatori ne competition Na bhuti plus Kuda kuwirirana nevanhu vakamakana Na
tytie izvezvi vazadza ma content creator Kumba tytie haasisina privacy vakadii kunochatira kwavakaroorwa vanotonga murume nekwavakaberekwaZvinofadza izvi kutaura chokwadi mkwasha kutodonha ne joy ari kuzvivhunza kt ndini ndakaunganirwa hr unoshaye step kwakutodonha munhu wese ziso rinonga riri pavari