Zvakaoma ‼️uyu anonzi Taku akadirwa mafuta nemukadzi wake mushure mekunge abatikana nekurwadziwa nekuhurirwa kwaaitwa nemurume uyu,,zvinosiririsa veduwe atove bofu haachaoni⁉️
Uyu anonzi Taku akadirwa mafuta nemukadzi wake mushure mekunge abatikana nekurwadziwa nekuhurirwa kwaaitwa nemurume uyu,,zvinosiririsa veduwe atove bofu haachaoni⁉️