Vanhu varikutoda nezvake uyu , videos coming soon yevanhu varikuchema naye mkomana wepa Zimra Park apa. Tinomira nevanhu
Man Confronted
Tuma ghost twako hobho kunyangwe tukauya tuchitaura zviri positive uchaona hako action ???Ndamboona zvichinzi munzwirei tsitsi gombiro iri,zvamamanje hapana cz anovhara nana home boy vakeSekuru musundagore inii senii
ndakazvimirira andina hangu chekuta bhora ndoramupedza manje muri chibaba sekuru rambai makadaro tanga tanzwa nekutambudzwa asiii makazvipedza ndokutendai inii muzukuru wenyu??