Wednesday, August 13

Zanupf yambozama kuuraisa vanhu kupfura Honde yechimurenga

Heartbreaking 💔| Happened in Mutare. Sometime today, pane munhu ashaika after azvikandira pamberi peTrain. Zvaitika along Jeff road. Police quickly attended to the incident.

 

 

 

Zanu yambozama kuuraisa vanhu kupfura Honde yechimurenga some depression etcHaaaah guys as long as nyaya yako isina Jeri mukati hapana need yekuzviurayaStress inouraya aaah unoona sekunge hapana Kana one chirikufamba ukati ndoraramirei hanguYa unenge wapererwa wongoti

 

 

 

 

regai ndife zvangu ... this is so heartbreakingVanhu vakaremerwa but kuzviuraya haisi solution veduwe, zviri nani kutobva pamba pacho kna pashupa womboenda somewhere uye kungo share zviri kuitika muhupenyu hwako kunobatsira zvako than kudai

  • Share: