‘Zimbabwe must expand abortion access
EXPERTS are calling on the government to review the Termination of Pregnancy Act, enacted in 1977, to expand the circumstances under which safe abortion can be offered in Zimbabwe.
Yes finally lets legalise abortion. Asingazvide unongorega stick to that anenge achida there should be given the right of choice . Please if you do not have a uterus this question is not for you .Zvitori nane pane kuzvarira vana nhamo
Better to legalise pane kuti azoraswa mutoilet ava mwanaMopenga here,our country is a Christian Nation ,hatidi zvinhu zvakadai,kana usingade mwana shandisa family planningMutemo wekuuraya wavemo here musati mataura zvekut nhumbu cz kwese kuuraya