Wednesday, October 15

ZRP Police officers misconduct Vopanda Driver Pa Roadblock

budiriro police inomira muna higlen road ikurova vanhu nhasi

 

 

 

 

 

 

 

Ngaaende ku HQ kwavo anoenda kumbaMupurisa haufaniri kurowa munhu nefight ndoosaka wachifamba nemboma

 

 

 

 

Camera man nevaivepo why mairega mupurisa achirova munhu makatariraMapurisa ayo akasangana neanoziva mitemo bho vanoda kupinzwa busy yes hatirambe bt handiwo mabatirwo acho kune vari kupara mhosva chaidzo kwete itwo tuma small small

 

 

 

 

This isn't the right way to inspect a civilian. I am not happy with thisMAKAROHWA GUYZ DZOSERAI VANHU AVA......... SPECIALLY TUNYAYA TUSINA BASA....... TWEKUTIMISA MUROAD PAMOTA YANDAKATENGA......

  • Share: