Vanhu vakuvhura hombe kunze uko , haa vanoidya
Pavanhu vandainwa navo nezuro pane akashandisa mbiya dzaiva pa kirawa kupakurira mazondo huya kuseri madzibaba vasati vaita mhiko 🙌🙌🙌 Ukaenda kutelegram unoona vachidyanana varipa live ndipo paunoona kuti nyika ma1
kuda kwangu nyaya ndiri busy kukwidza nekudzika kutsvaga nyaya yacho Mwari kna ndiri tsikidzi ndiendesei zvngu kumbare ndinosveta fantan zvipere🥺
Akomana munotaura nyay mobva maita semunokanda humbovo zve tionewo