A shocking scene yaita vanhu vese kushamisika yakaitika kuHighfield apo baba vakabatwa kamera vachitsika mwana pahuro vachirova zvine hasha mushure mekunetsana nemukadzi wavo.
video iri ku WhatsApp https://whatsapp.com/channel/0029VbCCsfy4o7qRozfVkM0h/101
Vapoteri vakasvika vachimhanya, vamwe vachichema vamwe vachitora ma video sezvo mwana ainge asisagoni kunyunyuta achingovhundutswa. Vanhu vari kutaura kuti hasha dzevanhu dzava kudarika mwero uye hazvifaniri kusvika pakukuvadza vana vasina mhosva.
Nyaya iyi yasimudza debate nezve child protection uye kuti vanhu varikuda rubatsiro rwekudzora hasha dzavo. Mapurisa anonzi atanga kuferefeta nyaya iyi sezvo zvichinzi mwana aendeswa kuchipatara kuti aongororwe.