Tuesday, July 15

Celebs News

July 18, 2023

Chelsea Oti Kim Zvako Ini Wangu Mwana Ndakafamba Naye Muzuva Tichibva Kugomo Hospital Kuemda Budiriro Holyten Uchazomufunga Mwana Iyeye

Shame it must be painful for Chelsea kuona all the love Kim is being showered apa Holy 10 akangokumitisa ukaswera uchimusonera mari yemaintanance.Muchadzidza kuti kutrepa murume nemimba kuzvitrepa.Unosara wakabata mwana ane ziguma rakafanana nerababa iye aenda hake kune mukadzi waanoda chaiye.

July 18, 2023

Chelsea Anechigumbu Mumoyo Make Chokwadi Varume Hamuite Iwe Holy Chengeta Mwana Kubudiriro Uko Not Kuitira One Side

Men only love kids of the women they love ndosaka ochiwona kt mrume anogona kunochengeta vana vemvana vake asingachengeteTakazvisiya kare zvekubatitira chigumbu kumunhu asingakude apa life yake will never stop moving nekuti ukuti akakrwadziswa zve Karma zviye hakuna kana yanga isiri soulmate yako move onShame it must be painful for Chelsea kuona all the love Kim is being showered apa Holy 10 akangokumitisa ukaswera uchimusonera mari yemaintanance.Muchadzidza kuti kutrepa murume nemimba kuzvitrepa.Unosara wakabata mwana ane ziguma rakafanana nerababa iye aenda hake kune mukadzi waanoda chaiye.

July 12, 2023

Atete Lorraine Guy Kupembera Dzabu

Congratulations Mr & Mrs Mhofu . Madzitete we are happy. Madam Boss ❤️❤️❤️  

July 09, 2023

Olinda Chapel Oramba Tytan Mushure Tytan Abatwa Achihura

Olinda Chapel just posted that she is walking away from Tytan after rumors of Tytan getting caught cheating. Olinda Chapel posted the post below.

July 09, 2023

Olinda Chapel Owudza Mahure a Tytan Kuti Kana Muchidanana Naye Chimuchengetayi

Olinda Chapel Owudza Mahure a Tytan Kuti Kana Muchidanana Naye Chimuchengetayi. Olinda Chapel posted the message on her Instagram page. If you are dating my “husband”. Please keep him 🙏.  

June 30, 2023

Mellisa Makwazha Onzi Akaroorerwa Chikwambo Here 2 Years Dzese Asati Aenda Kumurume We Blame Zondwa Na Joseph Madziire

Akaroorerwa chikwambo, 2 years dzese asati aenda kumurume achingoimbiswa kuPraise.Zodwa usadaro mwanaMwana makore arikufamba unobva wanzwa tsitsiShame 😢 haa , rine nyaya dhara riya iye airibvumawo shuwa aifunga kuti nguva yese raive richishaya here?Queen Tatelicious vakazvitaura wani payaZivaiwo mune maslow learner pano.. Ehe Zodwa Zangalewa ipapo ndanzwa adiii

June 26, 2023

Zari Haana Kuenda Ku All White Party Vatakadza Kumubhadhara

Promoters were not able to pay Zari and she did not attend the event. Zari posted on her social media account that she was in her hoterl and did not attend the party when promoters did not meet deals arranged. Zari posted a video below.  

June 25, 2023

Prophet T Freddy Hanzi Ini Ndomira NaMai TT Chero Vakatsotsda Mari Dzevanhu

Goodness and Mercy Ministries leader and musician T. Freddy, has posted a solidarity message following the arrest ofcomedian Mai Tt Writing on Facebook, the prophet consoled Mai Tt who was sentenced to nine months in prison yesterday. “This is just a moment in your life, and it does not define you as a person. Don’t allow fear or shame to control your thoughts, as you have the power to take control of your circumstances,” he wrote. He said the experience is transforming and rebuilding Mai Tt’s life in a positive direction.

June 24, 2023

Olinda Zvaatotengawo VIP Ticket Rekunoona Zari Asi Ayinyepa Kuti Ndiye Arikuunza Zari

Ko nhai zvipoko sisi Olinda zvavaiti ndivo vaku hoster party wani Zva Olinda🤣🤣🤣🤣🤣🤣even her high tea was not high.

June 24, 2023

Vanhu Voti Olinda Chapel Ndiye Abrokesa Cynthia We JanJam

Olinda ndiye akabrokesa Jan Jam.Cynthia akutengesa mazitye nekuda kwake.Rine hutsinye zimbuya repakona.Rakatora hembe nebhutsu kushop kwake kwakutozoita zvekuitirwa live naTatelicious kuti ribhadhare 3years later.

23 24 25 26 27