Tuesday, May 13

News News

January 11, 2024

Bee Wezhira And Apostle Sean Voti Tinomora Newe Tytie Urimurume Chaiye Pane Vamwe Kikky Haana Kusvotora Nhumbu Akachengeta

I salute that guy He is a man kukunda chembere zhinji dzisingazive kuti love chiii iyaaa mwana mudiki mukomana uyo but He handle situation zviri calm and gentle .          

January 11, 2024

Zvinoshamisa Nekurwadza Varoyi Kana Tete Vachafemda Tytie Na Kikky Va Blesswa Vakuitirwa Muchato For Free Ne Well Wisher

The way these guys love each other kaaa dai maigona mazviteedzerawo uone kunakidza kwazvo🫶🏽let love lead,mukazowana mukana wekuvaona           muvaudze hanzi naBecky kana mazofunga kuchata gore iroro Gown remuroora of her own choice it's waiting for her❤️           How about seeing them smiling eating lunch together today! Most people should learn from these two! And let's learn to remove bitterness from our mind

January 11, 2024

Mashura Chaiwo Aimbova Murume Wa Kikky Oti Arikutsvaga Kunogara Tytie Kikky Akamubiira Mari And Varikumunyepera Kuti Aleakisa Ma Sekisi Tepi Varivo Vazviita Vega

Aimbova murume wa Kikie uya weku likisa mavideo akukumbira kuti anoziva Panogara Tytie amuudze anomupa R5000 .         Achitaura na Baba titi tolker Iye arikupomera Kikie kuti akamudyira mari yakawanda akatiza. Now the man is seeking to get his money back.          Tytie l think it's better ubhadhare mari inodiwa zvipere unofurwa nepfuti mahara.           Akatotadza kmuuraya kare now hazvchabude and ft ngachiziva kt takuzomupfachura isusu tichade zvmadhodhi ake izvo ngasiye mnhu aite zvelife yake

January 11, 2024

Madamboss Vofumurwa Hunhu Hwawo Hwehunyoka Snake Undergrass Why Vachida Munhu Wese Akavenga Maitt Zvobuda Zvese

Uyu anedambudziko uyu Mai tt uyu ndiye munhu anokuparadza uyu haabve kumaghost kusanyara mwana wako                 kudii kuudza kuGhost kutsvaga dzvene ndiro dofo remukadzi iri haafunge anofunga nekumashureeeHandimufarire mukadzi iyeyu,haaite Tyra,anofarira wese anovenga Felly

January 11, 2024

Nyika yese Haizi Kufara Nekupfeka Kwa Yokozuna Voti Chaplin Phiri Dai Vadzidzisawo Mumwe Wavo Aita Zvinoenderana Ne Body Yake

😂😂😂😂its not body shaming but zvimwe zvoda kutanga wamira pa mirror before u live the house pama tops dai achipfeka peplums top ane frill aya they're so good for her not body top         Shuwa mukadzi mukuru kutogeza kwakupfeka sooo, apa anonyatsoziva kuti body yake yakaita sei.Unonyatsoshaya kuti dzotora mushe here?         Uuuuuumm Yoko imboenda kunoita brand ambassador kuma boutique clothing udzidziswe kupfeka zvinoenderana ne body yako 🚴‍♀️🚴‍♀️🚴‍♀️🚴‍♀️🚴‍♀️

January 11, 2024

Zvakaoma Ma Accident Anyanya Bazi Re Zimbabwe Teachers Association Raita Head On Collision Munhu Akafa

 A Zimbabwe Teachers’ Association (ZIMTA) bus was involved in an accident in Macheke on Monday where the driver died after a head-on collision with a haulage truck. ZIMTA Chief Executive Officer Dr Sifiso Ndlovu confirmed the accident.         He said the driver Odreck Ndhlovu, born on 22 March 1973, passed on in a head on collision with a truck in Macheke. “We report sadly that our ZIMTA bus (Harare) was involved in a fatal head-on collision with a haulage truck in Macheke area this afternoon (Monday).           “It is with great sadness that we lost the driver Odreck Ndhlovu. Ndhlovu was a dedicated worker who lost his life while on duty and we mourn the loss of one of our own.

January 11, 2024

DSTV Yabisa Content Yese Ya TB Joshua Mushure Mekuzumurwa Kunzi Vai Bata Vakadzi Chibharo

Multichoice DStv has informed viewers of its intention to stop the broadcast of the religious TV network, Emmanuel TV. Emmanuel TV was set up by the late founder of the Synagogue Church of All Nations, SCOAN, T.B. Joshua.       The development follows a controversial documentary against the clergyman by the British Broadcasting Corporation, BBC. The viral documentary features individuals purported to be former members of the church who confess to having experienced molestation and torture at the hands of the late prophet.           In a message on screen, Multichoice said the discontinuation will take effect from January 17, 2024. The message read, “Dear viewer, please note that Emmanuel TV will exit on t

January 10, 2024

Sad News Black Coffee Oita Accident Ne Ndege Va Confirm Pa Instagram

BREAKING:DJ BLACK COFFEE INVOLVED IN A                Just In – Grammy award-winning star DJ Black Coffee involved in a severe travel accident on a flight en route to his scheduled gig in Mar Del Plata.         DJ Black Coffee is making headlines after confirmed reports made it known that the Grammy award-winning DJ was involved in a severe travel accident on a flight en route to his scheduled gig in Mar Del Plata. However, against the news, his management confirmed the accident through his official Instagram account.           Confirming the accident through Instagram, the management posted, “Black Coffee was

January 10, 2024

Zimbabweans Oti Aiwa Chiweti Cha Kikky Chiri Clean Kukunda Cha Shashl Wa Levels Chizvionai Zviri 2 Mocompare

taura zvako even chinhu chake changa chiri clean not chaShashlKulikiswa kwaitwa mavideos aKiki kwachinja zvinhu zvese🙌             Magona manyadzisa vavengi nxaaaah l hate EX anedrama.awwww🥺🥺 Sorry guys,we were judging not knowing the truth The baby daddy is bitter             Thank you Kuku for standing up for her and loving her🫶            And also let it be a lesson to someone out there kuti nguva yeintimacy haisi nguva yekubata camera nomatter how much you love that person, like you said kuti waifunga kuti vachava baba vevana but people change Anyway you are a strong woman and you deserve each other 💗

January 10, 2024

Tytie Omira Na Kikky Mushure Mekunge Ati X Boyfriend Irikuburitsa Ma Sekisi Tap Aida Kutomuuraya Arikuxviita Kuparadza Relationship Yake

Tytie Defend His Girlfriend Kiki, “Bitter Ex Leaked Videos” But In The Videos Are Different Guys.           The questions is why was she only explaining about her ex husband of which we have seen one of the videos she is doing it with a different guy             Hazvina kupera kusvika maitawo renyu sekisi tepi uchingoti maziromo saka tattoo richaitwa sei ndipeiwo vidho racho ndionewo ndahwa kuti hachina kudhonza nzeve chinjapisi ichi

191 192 193 194 195