Haaaaaaa vane secret baba. Vakamastrr game yacho Recently pane chipoko chaituka kuti ngaachiitewo hezvo azongo zvara ka Kushaya munhu 1 aizviziya wowMakorokoto, handisi celeb hangu but I kept mine private too, only the closest family knew vamwe vakazoziva ndabatsirwa imimi pamunoita mimba dzenyu do you announce 🙄. Ongafuniyo kayekele it's not like y'all you'll help with diapers and shi+!!!Manyara ka kunge imbwa yapinda mu bus chamaigara muchitinyaudzira chii vakakugonai
Mukando Murata Urikutotigonera ufunge sesnake family because the more she gets posted , the more she stays relevant.Madam Boss haana mascandal nenoise so for her to trend for all these years ndimi nezvinyaya zvamunenge muchingocreator iye ari zii zvake.kkk.Bvunzai vese vari muIndustry umu vanotoita stress kuti voita sei kuti varambe vachitrender but pana Tyra they do thega.Vamwe maceleb vanotouya kuzozvituka pano vega kuti vatrender mombozviziva here 😅 Cherechedzai kuti gore rese rapera asina kana kumboita any skit just adverts nekuposta mimba yake asi still she remained trending thanks to people like you. Handisati ndamboona mimba yakarira zvakadaro muZimbabwe.kkk.Mutori a valuable asset to snake family saka we thank you.Thats why muchiona kuti even kupage kwake she wont e
Zvabva kunaMai Maketeni hakuna mumwe👇👇👇800 bha bha Hana kana kurova uchitambidza landlord usina pako vanwe vanhu vanezvivindi ,,I'm paying 1000 Rands imba yangu yava pawindow level. Only kufunga kosiyana ...7 point 8 yacho unotoshandisa zvimwe paimba yakooo$800usd rent iwe usingaende kubasa kwaaaa ndopanotangira hudofo 😂😂😂😂 learn to live within your meansAsi futika hey. Ma bridesmaids a Mura you will never see heaven. Kukuza munhu kupa munhu ka life kusvika pakugara imba ye 800 usina permanent job that pays you well.ibvai apa a lot of pipo rent and unenge uchida kugara kwakanaka waina hako kuti you can't afford imba of your dreams , saka you sano rent than kunzi vaka imba kwausingade
Dea chelsea don't be shaken chengeta mwna wako zvekuti anodiwa nababa vake or haadiwe ngazvisakudye moyo wangu zvemapush present zvineropa ufunge take care of that bby dnt forget kuzoratidza mwana iyeye all these vids kana akura azive kuti baba vake vaimuda kusvika papi nekuti vana vakomana vanokanganwaPersonally I think you guys ndimi makutomu Stresser, having a child with someone doesn't guarantee Kuti they will love you or take care of the child some change along the way but,at the end of the day,we mother's do our best to make our kids feel safe and lovedAt the end of the day vana vese ndevake achamuchengeta hazive ndeupi meso evanhu akanaka chaizvo malove nema likes haachinjise Mwari maplans avo ramangwana revana ivava rozivikamwa naMwari ...in most cases dombo rakaraswa n
Handiti tiri busy nana tete midhu nevana vana holy tenHasha dzandinonzwa kah 💔andina zvekuita chete asi iiiih deno Mwari arangarirawo Zimbabwe tabhoooooSaka amaroads mukuda agadziriswe nemari yani ngaribude gold harife rakaperaZim is free for gold mining u just go and register your claim wotsnga kudya marii saka hapana kubirwa apa kana une claim yako boo gold unongoriwana zviripamutemo
Vatsigiri veuyo weinzwi gobvu vomupandukira vachiti ko sei achitengera mota mukadzi wake wevurongo achisiya mukadzi wake uyo waakabvisa humhandara achidya nhoko dzezvironda nemwana wake wehunzima😓😓😓Pamota agona but ndopataona kuti he can afford to give his first child a proper upbringing. Ngasaite zvekutevererwa kuti achengete . Chelsea nemwana ngavasatambure aripo.Hazvisi rightMunhu anofanira kuda vana vake zvakafanana,izvo zvekutengera mai mota hazvina basa newaakasiyana naye.Chatinokumbira kuna hoyoo kungoitirao vana zvakafanana coz ramangwana hariziikanwe ,mwana iyeye anozova mumwe munhu mangwana, akatochengetana nevana vababa vake.Vana havasarurwi coz mbeu ndeyenyuKazhinji varume anodanana nemunhu wetype yake chaiyo asi akazongoona seakudziya kwete kupisa ba anobva aona kunge
Jowi usatinyenge mukanwa hakuna business woman anoenda UK kunoshanda CoS. Mabusiness woman atoziva vanoenda UK for holiday and shopping. Sis Zodzwa Noma and Pokello.Ahhh imi Vanhu vanouya kuno vachiita malive in . Musanyepere Vanhu imi.Imi business is everywhere stop comparing Zodzwa nezvisina basa Siyanayi nevanhu vaite Life yavo
I knw hamudi kuudzwa chokwadi asi zvekuita mwana zvoda kana iwe mukadzi wa ready financially. Mukadzi ndiwe CEO wechibereko chako you have the final decision. Urikunyatsoona kuti vakadzi hobho varikuchema yet iwewe unonoita nhumbu so you can join varikuchema already? It has been proven kuti kuita nhumbu usina kuroorwa will end in tears so instead of kunzwira tsitsi Chelsea,, why cant we teach her and the rest of ladies out there abt this harsh reality.Like it or not but anosara nevanga ku mjolo kazhinji mukadziHolly ten ngaava responsible achengete sperm rake,kumitiswa kwagara kuriko unenge uri murudo nemunhu not knowing kuti urikutambiswa,achawana anomuda achamupa rudo kukunda Holly ten uyoBut iye wani kim anewo mwana wake saka sei mukunhoti nangà nanga nàchelsea achà
But Pafeya Tyra unofana kunoona Feli kujeri ...just to support her ...You always say kuti you have nothing against her , Well its time to prove it.....show her love at her lowest.Mai titi lost a good friend kuna Tyra...right now Tyra could have been assisting her big time nevana ...cz she already had a bond with themProve it for social media never i guess she has better things to do Feli hasi hama yake worse knowing dat woman she will turn and say angachiwuya kuzondilicker s never Tyra chenjera
Havatorina Instagram app yacho uko kukange nani ita vaende ku Twitter Mai vacho handifunge vane Page ikoko ndaa hakudi dzungu uko mowundurirwa Mai venyu mukatadza kuva defenderIko kuchirungu weee ,munoti kunomboda dzungu here ravanoswerera pano vachituka vanhu kuti varoiMozvionaka kuti mamaids followers akiti haazive zveinstagram😂😂😂😂😂inorema koda vanhu vanenge vemutv sen'ale.Pakuzoti The Advocate for Justice apo . Inziri yekuda kudya nezita rekuti justice . Haaa Kamuchacha So