You deserve better uchatoona kuti anga achitova handbrake yako wanga usisanyanyo concentrater with you bussiness waingoita zvake I noe that ndozvandaiita ndakasvika pakumira kuita bussines achingoti huya even 11pm akati huya ndaienda ndichimhanya nemwana kumusiya but wakabuda muhari at least iwe ukataura now zvonzwika cause most of the evil deeds zvake zvabuda panguva yandakabuda muhari ndakavengwa nefb yese hapana I believer ndakaita kuita start 1 .people are now believing after how many years?
Maitt voiswa pakana na gogo statement ra gogo mu salad hanzi iyeyuyu akaroorwa nemurume ane magaro akadarika ake ππππππππππ
Ndabva ku Live ya Tete Mildred Mmm ndanzwa tsitsi I hope and pray kuti tete nevanhu vari kuda mari dzavo kubva kuna Mai Tt somehow vachaona mari dzavo. Tete Mildred, fambirai nyaya dzenyu mega nevamwe vakadyirwa mari. LOVENESS especially will make the story loose value. LOVENESS na KETINA vacha tadzisa kuti vanhu ava vabatsirike because these 2 are after drama and content. LOVENESS ane bitterness yekurambwa na Tinashe na shepherd. KETINA arikurwadziwa kurambwa na Mai Tt.
Maitt Mbavha iyi yakabva kare honai ...kana kuchikoro ndizvozvo aibira vamwe malunch box akambozvimbiswa dumbu aba nzungu dzemuzukuru aive nambuya vanoroya
Mmmm felistas Kah ndakutya hangu haaa sei usingazeze Mari dzevanhu kudaro everyday unouya uchi preacher hee Mwari this Mwari that asi moyo wako wakasindimara kunge webereππππZvimwe zvinhu zvaurikuita uchipembedzwa nemafans ako zvichadzokera vana vako pachokwadi chaipo Don get carried away nemafans epafacebuk aya think about your own kids mangwana tese isu tetisipo zvichirikunakidza iye zvino uchipiwa nyembe nekunzi cat mom hausi kiti iwe felly urimunhu . dambudziko rikutangira pakuti wakutofunga kuti irikatsi iwe urimunhu, you think you own everything panyika pano ndozvinokupa Kutora zvinhu zvevanhu without remorse coz you think you deserve kuva nezvese muhupenyu wadii kurarama zvaunokwanisa wasiya nekuda kurarama kalife kepamusoro kausia kushandira vanokukuza avo ch
Comic Pastor vopinzwa busy Comic Face....kushata kunge cheni dzegejo dzakaunganidzwaBt seni ndatomujaira akandinakira as time goes on uchahozviona kuti akanaka ndaimboonawo sekudarπ€£π€£π€£π€£
Saka gogo Masiriri mati ndege yakauraya pilot in Harare . Ndi cat mother vakazviita kuti ndenge iyite crush. Imi saka muri kuti Cat mother vakaita temper enjini here muri kuti chii. Next time musawawata nekuti very plane has a black box which records every thing. Mune dambudziko rekuti u know everything apa chozikamwa makuhwa chete. Anyway tamirira ma audio acho amataura. flight recorder, byname black box, instrument that records the performance and condition of an aircraft in flight. Governmental regulatory agencies require these devices on commercial aircraft to make possible the analysis of crashes or other unusual occurrences.
Patricia Jackie oti Saka maitt waida Kundiuraya cozy ndati bhadhara Zvikwereti Akashata kumeso nemoyo rush ne flue zvisingapere ndozvimwe zvinomupa uroyi vekuda kuuraya...midzimu ya Patrícia ikat unonyepa vanyangira yaonaHaaa hazvishamise kana ari iye aida kuuraya madam boss Pa accident
From trusted source Hie Pamelah please hide me and help us make noise for murume wamai maketeni akavharirwa mumba akatorerwa phone he no one pa hama can get hold of him nenyaya yekuti anga akuda kuenda UK ,she knows havachadanane but haasikuda aende anyway,inini personally I believe arikupiwa poison mu food achangonzi afa because ndirikungorota rufu kubva paitika noise yacho achizotorerwa passport,Mai TT vanozviziva vakatoti siya murume aende hauchamudi but hapana chirikubuda.not sure if this move might save hama yedu
Fungai nyaya dzaFeli anotodawo kukwana kwana chaizvo padzinoitika nyaya dzacho anodii kugara auya nadzo kuti Feli adai anoda kumirira kana vanhu vapesana ouyawo netwake twunyaya