Friday, July 04

News News

July 05, 2023

Joining Fee 20usd Yemikando Yechikafu Like Seriously Dyirwai Mari Mazimbabwean Wozopiwa Food After 6 Months

Richingofashuka richiita midhoto muhombe richidhota nemari dzenyu, ndege richingokwira idya dzamarema jowi hameno vanhu kwavo kuda kunzi vanotamba round najowi,,,sure munobvisiswa joining fee 20us yeround regrocery yekudii,,,,,muchizotengerwa henyu marabroy salad,,, Go Jowi GoUngaita Six months uchimirira togrocery 2 itotu changmukai imi ASI mkavharirwa muhari kaniChinota ndisa joiner maround egrocery aya kusada kuzotengerwa mariana ne cremora 😭shuwa kutengerwa ma case maviri emariana🤣🤣🤣🙌Chero ndikava ndini mubati wehomwe mota dzakatakura grocery maiti dzobhadharwa nei vakakwidza zvinhu mumota vakabhadharwa nei zvimwe fungai msati mataura.

July 05, 2023

Waida Kupa Maitt Mari Uchitadxa Kutenga Curtain Penelope Kumukuku KuSouth Africa Iketeni Remunhu Ane Olevel Here Iro Kokumbogadzirisa Mumba First

Curtain remunhu ane O ne A Level zvese, curtain remunhu akafunda maningi. Curtain rahomeowner. Mumba memunhu ane maflats ake muserefu , maviri. Mumba memunhu ane mari dzake . Zvagara vanhu vane mari vanodawo zviri simple havasi flashy 😊akati mastairs ake emugoti , akati sviketeni svake svakashorta , osvisungirira patubing yemagetsi , haanei nemacurtain rails zvake. Simple ,simple iyoyo ndoinofarirwa nevanhu vane mari. Penelope , the most educated Zimbabwean pasi pezuva, living her best life muCapetown, South Africa!  ❤️❤️❤️Sa Penelope she deserves it.....akabuda achizhamba pano achiti vamwe vanhu ku UK and diaspora vanoita mabasa "asina basa"......zviya zvekusvoora ma nurse and carers eku UK .....ndaikamuvunza mu c section kuti nekudzidza kwako kwese, UK ya

July 05, 2023

Gospel Singer Diva Mafunga Rest In Peace

💔endai naizvozvo mudzidzise marudzi ose muabhabhatidze muzita rababa ,neromwana komana nere mweya mutsvene bye Dive vata zvakanakaKubata kwaMwari kunoshamisa, panoperera pfungwa dzedu dzake ndopadzinotanga . Good music. Shall be missed. Rest in peace Dhiva

July 05, 2023

Imi Vanhu Vanoti Madamboss Mbiri Yake Ndeyechi She Is A Musician Best Commedian In Africa E Award Winner Musavhiringika

BUT pafair she is a real Celebrity that Award she got from America rakasimbisa n qualified her to be a real celebrity....vamwe vese maCelebrity shungu vepafb chete chete... guys Nditeiwo makorokoto nhasi it's my first time to leave a comment panyaya yaMadamBoss dzimwe dzese nyaya dzinondiitisa nungo commentingKungoti haachaite maskits mazuva ano asi ukawana nguva imbonoona maskits ake ndopaunoona kuti ane tarenda risiri rekufungidzira..Senge paaiactor naTsitsi nanaAndy Muridzo nemamwe aaiactor naMerinda sister yaNgoni she is good this one.Thats why uchiona kuti fan base yake inoramba yakamira naye even now when she isnt doing any skits coz vakabva naye kure and vanoziva kuti chinopedza masports.She has some good short dramas achinzi madam boss na maid wake merinda naamwene vake,there w

July 05, 2023

Homwe Yenyika Tatelicious Dzangove Nharo Aiwa Azopera Swagger Akatova Nani Mazuvano

Matemai dzangoonharo.Mapera kuti pepepe.Mazimba ndomadira chinhu 1 vanoku supporter uchibuda musaga zvakooo watambarara vobva vachikupa havo position yakoVachadzoka havo don't worry Wasu chengeta vanaShe is doing just fine. Just because munhu haana drama it does not mean apera. She is doing something more productive than iwe chipoko.

July 04, 2023

Ketina And Tallyn Voti Kusvika Muguva Hatimbofa Takanetsa 7 Years Tichitamba Tese Tasiyana Namaitt Vasingagone Kutamba Nevamwe

Kusvika muguva tapa 7years ma sisters manyama🥵❤️Ketty MasomeraTallyn Ndudzo page kana vashaya nyaya they spread manyepo!🤣🤣🤣🤣 tinonzwanana zvekudaro tisu here ticharovana here 🤣🤣 mike Tyson vs paradzai wauya gore raticharwa mufare varoi! Dai matoti vakabetserana kurova mbuya hobvuNow murandakadzi ari kujeri wave kuda kutangana naTallyn uchambotora makuhwa 🚮🚮🚮🚮Mwari vasandipe friend yakaita sewe handidi zvekufira mujeriManyepo aya namai tt taimboziva uchadaro here ini hangu handiite friend inenge iwe ndozoswera ndafumurwa hangu

July 04, 2023

Jahprayzer Germany Show 8 July Cancelled Vanhu Voda Mari Dzavo Hanzi Tickets Expensive Yet Vakuramba Kudzora Mari

Uko ku Germany Jah haachauyi takapanzwa , ma tickets aidhura kunge show ya beyonce , chidzoserai vanhu mari dzavo zvekuti the ticket it's still valid until next show ratove drama  Dzosai mari dzevanhu chete tickets where from 95€ dzosai mari dzedu  Vanhu va canceller ma flights ,hotel booking and train tickets they are going to be charged dzoserai mari dzedu tiri ma students Next time dzikisai mari plus itirai pari Central kwete kumagaro kwenyika honai vanhu vakatenga ma tickets havana kuzowanda

July 04, 2023

Uk Zimbabwean Women Kugeza Bekupfeka Zvinokunetsai Chokwadi Idressing Yevanhu Carikuenda Kugigi Here Iyo

Uk women tsvina chete aaah vanohwina 🤮Ndo dressing ye Gig hre iyi🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣Ukarinzwa richitsvinya unoti roziva zvese. Sasikamu remunhuAne pink should give the1 ane black “mahidra 👞  Ketty give pinky deki ne bag  Then ketty ngaaphihwe zvima sandals 🩴 na Rose.🤷🏿‍♀️😏😏

July 04, 2023

Ketty Choose Doreen Pana Maitt Cousin Rose Haisi Hama Yamaitt Yechokwadi Hakuna Hama Yakadai

Handifungi kuti ihama yechokwadi.Angazotamba nemunhu anotuka mai Murata kudaroI don’t think mai vangu or Hama yangu ikarwa kunext door munondiona ndichidya sadza ikoko maybe icousin yepafacebook ketty chose her sister iwe busy ikoko ziRoseSaka Rose atokushaisa peace manje akararama zvamoda imi life yacho inenge ichiri yake hereNyangwe isiri hama,if you call me a friend and if I fight with my enemies ,you talking with my enemies you were never a friend but a evil monitoring spiritCousin Rose munyatsori hama yaFeridhongo here imimi???🤔🤔Asi kazeni uyo ihama yafeli zvekurevesa here???

July 04, 2023

Cousin Rose Ari Wrong Kutamba NaKetty Nematukiro Aanoita Ana Mbuya Murata Wasu Otaura Ngaarege zkutsvaga Clout Achiti Maitt My Blood

Iwe usataure mashura rose Ari wrong hake beside Mai tt what about kutaura nemunhu akatukirira maiguru na bkru vako chii chakadaro Ketty akamira na Doreen which she was right ko Rose chichakadaro Rose is true definition of a sascam handidi kupikiswaVanhu vari kuti Cousin Rose ari kutambirei naKetty, munofanira kuziva kuti Rose haahotspot nyaya dzevanhu. Namai Titi havatorina hukama, vaingoenda kuchurch one and happens kuti vanemutupo one. Rose is someone who is so cool and Felly anoda munhu waanotonga or asinga muintimadate like Rose. After all mai Titi had blocked Rose kudhara, so zvikiti let Rose atambe newaanodaNgaanyarare asati miss my blood ketty akachooser waamai vake ko iye ..plus ndiye akaudza ketty kuti tt anonwa mapiritsi pane ropa chaipo hausiye munhu achituka dzinza rese sezvaka

339 340 341 342 343