Saturday, July 05

News News

July 01, 2023

Zvikwereti Zvese Zvachidhumokadzi Maitt Unopera Simba These Are New Victims Who Came Out With V11 Apa Haapabude Akabiira Vakawanda

This is too much achibuda zvimwe zvichitangaYaa unopera power.Shame so sorry to the victims of mbavha iyi😢😢Do not worry Mwari varikukuonai kuchema kwenyu.Hamuna million followers inokumiririrai asi Mwari vachamira nemi.Hapana hapo mari yanga ichadzoka ndicho chokwadi asi misodzi yenyu haiendere mahara .Achawana mutongo unoenderana nehutsinye hwake.Rambai muri pamabvi.God bless all the victims that have no voice and are crying silently 🙏🙏

July 01, 2023

Fifi Mwana Wa Feli Oti Hatina Kuenda Kubudiriro Tichiri Kwataidzidza Our Father Paid Feez

fifi oti hatina kuenda kubudiriro Mhuri Imwe Kwa Gogo We still At our School our fathe paid 4000 usd School feez Such hairstyles at school yeah zvima private zvisiri the traditional private schools zvinovhura hombe😳Ndandaona semadora kaa at first makurls ayo. Handisi kuti chii kana kuti chii maonero andanga ndaita

July 01, 2023

Mabrijo Ari zmukadzi Wasabhuku Wechi5 Vs Ave WaTawaz

Shuwa denga rine nyasha mabrijo apo akabereka mwana anga ari mkadzi we# 5 akaroorwa nasabhuku ndobva asiya ezvino akutogara natawaz very soon muchato isa amen uko👏🙏Akanaka akazvibira kutsvaka handikwake baa😂😂😂😂

July 01, 2023

Vanhu Voti Seventh Day Hatife Takaenda Kononamata Ikoko Nezvatinoona Masavadha Achiita Ozoimba Maropa AJesu

Kkkkkkk uko chero kukanzi kuchechi apera mu Zimbabwe handipinde savadha iniBesides maropa hakuna rimwe verse here kusavadha imboimbaiwo dzimwe pamwe togona kutendeuka🙏Azere asi ndoyanoda inopinza mumweya kkkkkkkk amen happy sabbath 🌺💞🌺🌺🌺💞💞🌺we have 300 songs plus many but munhu ane yanoda😷Ukangoziva kuti The Word remains the same yesterday, today, tommorrow and forever,u can listen and appriciate e same song a million times over, 1 iyoyo inoto tendeutsa chero ani azvipira....

July 01, 2023

Uyu Anonzi Faith Candy Zvekupfeka Zvinomunetsa Aina Maitt Zvaive Nani Haana Shamwari Here Dzinomuudza Chokwadi

Candykeke kupfeka chaiko kunonetsa anenge anotora time achigeza matako pakupfeka oshaya time Bvunzawo Tariro Gezi kuti kupfeka kuita sei Please follow Ndini Faithcandy Wacho let’s see her grow soon anenge akugona kupfekaNdipo paunoona kuti vanhu havana true love kunze uko kkkk munhu akatotora pic iro akato poster zamu rakadai sure

June 30, 2023

Mazimbabweans Muchaziva Peku Votera The Hope Is Chamisa Machembere Ayo Anotonga Nyika Akarara Tinofa Nenhamo

The hope is ontop , apo pazasi dzangova ngozi basi.Ropa remunhu rinokosha guys,munhu haangourawi sehuku.Kupisa vanhu nemaplastic,Zanu Mwari ave nemi😭saka kana wachikotsira kudai kumusangano nyika yacho tinosvikakupi chaizvo kugeza kuenda kunorara here wakomanaVanotoda ivavo vakarara wotinzwa vachiti vamwe avó avana plan ...    Ko vakarara plan yavo yacho uripi uye yabvatsorei 40yrs dzapfura

June 30, 2023

Kubva Zvakasungwa Maitt Madamboss Vane Kamwe Kamufaro So Kashungurudza Mhuri YeZimbabwe Karikubuda Hako

Kubva zvakasungwa kiti idzi dzenekamwe kakufara kakuda kubuda but kari hidden..I mean ingoendai kupage kwake munotarisa mapost ake before kiti asungwa and after kiti asungwa.Munotoona kuti pane kamwe kahappy so...None of my business

June 30, 2023

Zimbabwe Justice System Yakaora Mai Tapiwa Makore Vatambura Vakadii Kungouraya Mhondi Dzakachekeresa Mwana

Mai Tapiwa vanondirwadza vakatoti Ko vakadii kuchekeresa vana vavo chishuwiro cha mai Tapiwa ndeche kuti vagare mujeri vasaburitswe kusvika vafiraml😭Haa moyo wangu watsemuka kutsanangura maurayiro avakaita Tapiwakunodzimbira maronda veduwe Mwariii wangu kani Mwariii muripi   💔💔💔💔💔💔💔💔💔💔💔💔 M heartbrokenVaitofanira kuvauraya zuva rakataurwa neuye wekumuuraya racho kwete kuvachengeta kusvika manje mwana akarasikirwa nehupenyu ende nyaya yacho inorwadza veduwee same neya LivingstonVadiiko kungonokanda mabhinya aya ekuuraya mwana muacid or kugame park mhuri iyi izorore haisi nyore kungoiswa pacamera veduwe apo une pain mai tapiwa maziso atove red nekuchema everyday dai kune mutemo wekuti ukauraya newe unofanira kuurawa mhani😭

June 30, 2023

Why Ngochani Dzezimbabwe Dzakadai Swagger Kunge Nyoka Yabvunura Uyu Mubatei Zvichiri Padhuze Njere Dzorasika

Swagger denga unoiita rekugogler chaiko chii chakadaro chinenge ngozi😅Kuromba kwanga kwakamufita zvekuti zvino mhiko vakaikanganisaMunhu uyu akutorwa njere chaiko veduwee mugona kungonzwa kuti akutomhanya neroad yese becoz dzasara mbiri chaidzo dziri kudhonza dzimwe dzakatsva mafuse

June 30, 2023

Comic Pastor Nemukadzi Kasi Vakarorana Pahukama Toda KuonWo Vana Vavo

Chikuru rudo, munotamba nerudo imi. Kana ukanyatsodiwa unoona senge une zvinhu zvese panyikaBetter kuzviwanira chigure chako asi chichikuda nemoyo wese... Vamwe venyu iface chete but otherwise mutori maSatanist pazviito...Atori married imi mukuseka muri busy kukwidza nekudzika nemasowe

342 343 344 345 346