Ngoni oti Acharacle Gomba Rake Ndiye anoviramo After zvakamboitwa Mukadzi Wake nenyaya yemanudes who had The last Laugh
Stunner wife She belonged exactly where she is 🙆♀️See what happens wen u get married before u mature..u jump a stage🤣🤣 know she is compesating e stage Deep down ndikutodawo flat tummy negaro raanaro mari chete ndoyandisina🤣
Zvino zvikiti kana makuti maoko ndeaKettina saka kubva Felistas akange achibonyorwa ka na Kettina, coz guru ndera Feridhongo u can't run away from that fact 🤢🤮🤣... Remember raKettina it's not peach black kunge masusu/maguru akatsva pabraai kudaro🤣🤣🤣Ketina For President 🤎🔥🔥🔥👏🏾👏🏾😅😅🙌🏿🙌🏿🙌🏿🔥🔥🔥I
Satan anouya nenzira dzakasiyana shame but zvanga zvakarongeka hazvo...❤️❤️❤️❤️❤️❤️❤️Baba ava vanogona kusekwa kuti vakashata or vaienda kutoilet kasingapere but pavanhu vaakadanana navo he seemed genuine and mature and he was so calm
Dzangova nyadzi chizorora sorry hako hatina Gara pasi utsvake chikupedza bvudzi mumusoro nemafuta anopedza zvin'anga.🤣🤣🤣🤣🤣 hapana chinhu chinorwadza waizviita Gindagoriya uchigarisa vanhu vese pasi wozowana asingagarisike pasi ma dhimoni 5000 emu bhaibheri aye aripa munhu one zve zvemutemo zvarambaka yah mutemo haugadzirwe kumba kwemunhu kusvika pakutsvagana nevakomana vemutoriro vakuimbire imba zvako culture love uise Mari muhomwe yemutoriro match made in heaven 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣1
Kana guru risingas rakwe why akaenda kupolice bcz musana nemagaro takaratidzwa naObina.akatadza nei kuenda kupolice paya.Chasimudza kuenda kuporis Haris guru meaning nderake 🏃🏃🏃🏃
Anenge apora moyo mudzimai wemufi. Azoita move on zvake neavo vari mubhutsu dzetani 👞 Ikozvino vari kuDhubhayi zvavo kumbofurwa nemhepo. Zvinofadza
Icho! Mari dzenyu dzamakavharwa papyramid scheme paya dzakutsengwa mai mwana and hanzi account yangu inochokonyoreka zvinodadisa pese pandoda kuchokonyora mari 🤣🤣🤣 And mbavha dzemazuvanoI hadzichambonyari hunhu hwadzo veduwe. Dzinotosasa yadzada and dzirikusvotesa mavictims adzo big time🤣Muchangwara zvenyu. Hanzi ndiri rich, very very sarcastic mbuya iyi. #richn'anga #richsangoma #richmbavha
Vhura chero 5 ma page for back up. Thank you for being the voice for the voiceless 🥂
Mhosva hairove shame 💔Munhu wese ukatoita court case unoto tonyora chete so chazoshamisa chii pakutonyora