Kune vanoyenda kuchurch yevaviri ava.. Do they even preach about adultery? Nekuti idzi ndidzo mhombwe mbiri dzaka wanirwa nyasha🙄🙄. Kapo iyi yakaita zvinorova kana tazogara.Vakawanirwa nyasha that's why they are still married sometimes karma is lazy let's focus on what we have paground 😆😆😆😆Chero zvikanzi VP vavhura church unotowana kwakazara vachit man of god mazimba takaroiwa neaka sureIt would help to realise noone is a saint, just because you are a Christian it doesn't make you immune to sin if at all makes you more vulnerable and prone to sin.Maybe they preach to ama 2000😀😀😀
At least he ain’t trying to be fake🤞by wearing zvikwereti nema advertisementI don’t know who has time to be checking all this…people are proper ill or have nothing to do some of us a busy working and you busy finding out how much is his outfit and then what after that 😎It’s actually close to a 1000 rand , I really don’t know where the problem is. Plus besides munhu haachapfeke hembe yaafarira nekuti yakakuchipirai here.
Wakadii kuchengeta mari wakapa Chelsea akatenga hake mapamper .Uchamufunga mwana wauri kuneglecter uyu iwe Holy 10.KambwaaaMmmmm feeling ichanzwa mwana uyu akuma 18 years akuziva kuti baba vske vakamuramba pachaunga haaaaa hamusikuiziva😩😩😩😩🙌🙌🙌🙌🙌🙌🙌Zvirinani zvingonzi baba vako vakaramba nhumbu hatizive kwavariAkagona mari yemunhu anotaurisa haitambirwe better kufa hako nenzaraKo mwana adii hake nhaimi 😞 mwana akanaka wani atori namoms vake he looks good 😊Mwana arikupihwa wani 150 yuwesi maida aende kunogara naye kumba kwake here
Full time zimbabwe 68-Singapore 40 Maimba mapuranga hafaniri kushaikwa mhani anoita kuti zvinhu zvinakidze sepaya panoti feli you're beauty vasikana vanonzwawo manyuku nyuku💃💃💃These are real heroins of our time.Whetr was the president and his entourage to see the history making towers of revolution. Vote CCCI don't know but I'm just having goosebumps All the time seeing this video All the best famâ¤ï¸â¤ï¸â¤ï¸
USED COFFIN FOUND IN A ROOM AT GIRLS HIGH 02 Aug, 2023 - 00:08 MYSTERY surrounds a used coffin found in a room at Girls High School in Harare. This has caused serious concern and confusion among education officials. The coffin was found by district education officials who forcibly broke the door to the room in question after Girls High authorities had refused them access. There are now ongoing investigations to determine when the coffin was placed and by whom. No reports were made about it and it is yet to be disposed of. Questions are now focusing on the following: What happened to the body which was in the coffin? When was the room closed and by whom? Why were some former staff members visiting the
Zvipoko chimbotipai matambudziko amukusangana nawo nebhazi iri ( ini ndoti dai rambovhariswa )Problem yekusiya ma customer achisvirana mubhazi.. Vamwe vakazosvirana panext pangu ndikazobonyora from jouburg to limpopo..Tamuka kupemberera n 'anga ne ino bata mai paya mamhanyiro arinoita ka unozongorara kuti ndifirw hangu kuhope ewoo .Apa harimire kutenga chikafu unotenga uchitya kusiiwa vari rude especialy bhazi re Sun pana driver 1 akanyarara haataure haikona mamwe mazirume ariko akachenama .ukaita zvekutamba unosara uri mutereti tofira iyo samusa ine curry ne mvura .Zvakaoma kuona kuipa kwemukadzi we kutanga nekuti waroora wechipiri, mukadzi we kutanga haambofe akaona problem yake nekuti anongofunga kuti moyo wava kumukadzi wepiri. Ndobvira Tamuka mukadzi wepiri
Tytan rega kudya gambi raOlinda rakaora nemukondombera wa Stunner muromo watsvuka uya .uende kunotora mapiritsi utange kumwaHaisi hiv chete inofunura miromo munhu kana ane ma acids miromo inokwapuka chero sugar inozviita saka tisangoti akwapuka miromo muzvezve,,,, muchatadzisa vanhu kuenda kuzvipatara kunorapwa achingoti pamwe i aids yandibataSome naturally vakangodaro vamwe ndovatsvuka miromo nekumwa ma zvibhodhoroKumashure kweghost kunemunhu hako anofema, anotofamba ,anofanira kunge anemoyo ,anofanira kunzwa hana ichirova kuti apa ndazonyanyawo apa chero ndiri ghost hangu asi apa ndanyanya.
Kamuchacha karikunya kujeri uko.Haisi kids game.I know Patricia haasi kunyeba nekuti pane vandakatuma zvangu kunocheka masettings.Pakaipa.Unotozoguma wakunzwa tsitsi zveshuwa asi wozoremember kuti ndiko kanhu kaye kaiganza pano .Unotonzwa mumwe achiti jeri rakagadzirirwa vanhu imi ityai Mwari hamusi kukuziva kuChikurubhi kana mhuka haigare muya.Next time hakabechemunhu futiVanoshayawo nyaya ava kujeri kwakambogarikwa rinhi Dai tese takatopererako zveeAne dzungu hake Patricia but ndakaona nyaya dzake dzakawanda ndedze chokwadi.Ndiye akatanga neyekuti kamuchacha akurohwa na Tinashe tikamu attack kuti anonyepa.kkkkk chinobata dot com ichiHameno vanomufollower sekune dzidziso yeFuture muchidzidziswa kuzunza magaro;kunyenamira varume vese nekuzvara🙄isu tiri kwaJoy zveduIt's high ti
Pressure kuenda ku page kwemunhu uchino downloader mapikicha ake wouya woisawo pa page pako kuti paite trafficMB urikuzvikanda muno mu MK nekuzvipundura ku page kwako wozvidzosa zve pano aah imi faka mama pressure faka😂😂😂😂pane ghost rakati ukunyepa ndosaka kwazouya mareply MaNyama ayo zvipoko kaaà ndakutadzaiHamenowo vanobatikana nezvisina basa . Baba vedu va Munangagwa vakati make money kwete kusweroita zvisina basaApedza zvake musikana😜 Vanhu kuda nyaya tumachi mhaniHameno vavaita pressure isu zvedu taizviziwa kt hapana kukuendwa bcz step father waDzabu Ngoni akaita move on ....Hameno vanomufollower sekune dzidziso yeFuture muchidzidziswa kuzunza magaro;kunyenamira varume vese nekuzvara🙄isu tiri kwaJoy zvedu
"Mwana waamai vangu...buda muchiwanano icho kana chisina rufaro" 😂😂😂😂😂Snake family is peaceful 😂😂😂😂😂The truth is single people are more happier than those in a marriage institution. ( this is a generalisation and not backed up by statistics). Make it a goal not to aim for marriage by fire by force. Aim to get a partner who loves you for who you are, respect you and an honest person. What you do in private must be a yardstick for how you regard your boyfriend, girlfriend, wife, husband or partner! #FibroidAwarenessMonth #AuthorOfYourStory #talksense Changamire is peaceful! The Queen is peaceful âœŒï¸ ðŸ¦ðŸ¦ðŸ¦If you are single and happy just thank