Zim for us 🙌 Zvazvodayi kunana Tino katsande ko isu This IS NOT A SKIT!!! Itori life yangu chaiyo chaiyo , sezvazviri. The water table in our side of Greendale has dropped significantly. The well was at 20 meters just as we started 2023 winter Now as we start 2023 summer , we had to dig a further 6 meters kuti tiwane mvura yebathrooms, washeni, and kitchen cleaning. There are soooo many Boreholes in our road now yedu yakubuda mbichana mbichana so we really cherish water in our home. Just imagine, ini , celebrity wemuZimbabwe, every day kutsime .... ahhhh ende futi 😜ðŸ¤ðŸ˜…🤣🤣🤣. Apa n
Veduwe if i tell you she came to my spa twice chete Malloti Rose ndivo varoyi vacho who come around you vachitiko kuchiva why an old lady have so much time for an up and coming future star vasiye stay focused on the prize zvichanaka🙠Tee Chivore kuwirirana kupi futi? I don't even know her that well ini
Kwaaniko kutsvaga attention, izvozvi vaakuda kubura bhama nyowani Zvevateedzani vana vanyamunhu hazvisi zvekupindira muchagadzirisana henyu inguva ðŸŒï¸ðŸŒï¸ðŸŒï¸ðŸŒï¸ðŸŒï¸ same mother ndiyo isinga gadzirisike manje becoz hamusangani kumusha.. Zvino blood will always be thicker They share same father not mother Saka vanogona kusagadzirisanaI thought Ammara mwana wa Chiwoneso aswell all this while 🤷ðŸ½â™‚ï¸zviriko izvi ari wababa vangu we can sort our differences but kana ari wekwamai hayi mani tosangana kudenga tafa 🤣
The one and only Real couple in Zimbabwe. 🥰🥰🥰 Tell me one couple thats even close to this and I will give you $100 Title of song in comments Taura hako no drama unotoona kuti ava vanodanana ava kwete vanongoswera vachitinyangadza nemalive pano
Moira mari yanga ichida kuuya kumba kwenyu kuzoroora imbopa Naiza Boom ape ma actors ake team raramwa ndopanoti Naiza ipapo usadaro sooo Murume anehutsinye uyu achingoti kumeso kunematambudziko sekwezizi Aaah Moira kudanana neiyeyu anoisa polish mumusoro knge ngozi apa kamwana kadiki yoooh she stoops so low
Imagine i was their subtitle editor aibhadhara 50cents for every episode i edited, vovo must be telling the truth. Haaa naiza yatopera zvayo kana yadai ndovanhu vaitoita tide kuona naiza ivava...kungoshandisa vanhu usingabhadhareBreaking News: Jatiwero,Ozemwa,Netsai and Vovo leave naiza boom😠Naiza Boom Scandal Erupts: Former Members Expose Shocking Salary Secrets and Unprofessional BehaviouOzemwa, one of the departing members, revealed to Chibanda Media that he and his colleagues had brought these issues to the public’s attention. He accused Naiza Boom of paying them significantly low wages, describing the pay as peanuts. &nbs
Audio yandatumirwa ka mmmm guys vanhu vane godo kunze uku.Vanhu vachaurayana pano🙌 Chakanakira Mwari haasi munhu zvobvondorana iye asipo hake ndozvaanoita. Nemha dzotungamira asi chokwadi chichizobudaNo weapon formed against Fellistas Murata shall prosper in Jesus' name ðŸ™ðŸ™Isu yangwe vaite cei tovada cat mom vedu. Haakuita kurwadziwa veduwe aah munhuKuzere varoyi kunze uku ini ndiri kungofarira kuti varikuita kufumurana zvavo vamwe vacho ini ndotokuchidzira kuti zvirambe zvichi kwengana. Kudenga kunaMwari
Prayers up for Mura🙠Kunze kune varoyi. Muchengeti ndimi Mwari.ivai mboni yeziso yaFeli,ur covering ..ur protection pana Feli Mwari...hakuna zvombo zvingagadzirwe nemunhu wenyama zvingamuparadza.muchengeti ndimi Mwari Aifana kumboita lay low felly pple r bitter out there because of zvikweret zvavo .manje oye she z like bragging Abt jail life .ma charges ndaona awedzerwa wedzerwa
This is not it mhani, munhu ungaite mai vako content vachitaura zvinyadzi pamberi pevakwasha, vazukuru etc haaa Ketty watopera zvekudaro here?? Mhuri yakafumuka inonyadzisa fokExposing her mother to social media was the worst she ever did Haaa uyu haafunge uyu,ndoshamisika vanhu vanozviti vanemari uye vanoshanda asi content yavo paFb yekutsvaga mari yeFb here ko iya yekuwanda vanenge vaisepi
Ketty Masomera wakabata pasingabatwe .l know wakanetsana naFelly bt waitukirei Mai Bwanya nevaBereki vacho . avana day ravakapindura vakaramba vanyerere. Kna tazogara vatumwa vaMwari sana Mai Bwanya adzisi typ dzekutuka nhsy tarira makuzvifumura ummm munonyadzisa imi haunzwire tsitsi mwana wamai vako tsitsi tongoti Ketty go Doreen go Gogo musalala goMungatii zvenyu but pakutuka munhu mukuru zvinounza minyama vakamutadzirei Mai Bwanya hongu she is not God but uuum zvimwe zvinhu ityai Mwari