Shadhaya akangwadza varume vakawanda vana vava kuchema chema 🤣🤣🤣 keep going mr learn or perish🤣Uchimboitireyi dependent remurume or boyfriend. Rukwa nemari yako mhani. Have dignity in taking care of yourself. Zvino ma expectations enyu aya motogerwa bvudzi nebhodhoro kana nebanga
Ketty Masomera siyana na tallyn ugeze wewe waitinhuhwidza weti jozi yese gongomutoto ziva zvedhungetunge pamawigi ako upe mbuya masiriri sezvo vari zim care plz siyai tallyn next time uchamamisika
Mopower ane face yemurume chaiye🤣🤣Pedzisa 🤣🤣🤣 ko achaiwanepi shampoo yekugeza zvinhu zvakareba kudaroMama havapo aakunyatsoita murume manje. Kwete zvake zvekuda kuita mukadzi achichengetwa.Zvirechi zvema harahara zvese zvikupra izvi🤣🤣🤣
Lullu Edwards nhai zvako ka mutac tic kemhuno dear ndachembere ndinoda kufemaBata mhuno dear ingoti tamuka mamukawo teteZvine nharo pakubata mhuno paye mumwe achazvisafoketaVese vakangofanana ,the more fans get in their dirty corner the more they become bully
Kurota mumwe munhu achinditi yes Tete Mildred ini ndikati ndeipi .zvikanzi ko musoja wenyu arikupi ndione nda Mai Nandi ini aaa ndobva ndamudira clove kumeso kudai ini ndiye pepu.Tete Midhu yu are slowly becoming ka drama Kwini, muri ku Master chigame che Facebook manje manje munenge makutonzi "Clove Family" matova nezvima Bridesmaids zvenyu.
Ketty is slowly becoming another mai tt, at one point mai tt vaityisa pafacebook vachitira munhu wese live bullying everyone thats how it startsShe did not start it now but kudara echituka munhu worse who was against mbavha yenyika
July is always a bad month for Nokusi, last year he trended for the wrong reasons azadzana njovhera naTarini.. Gore rino hoyo apindana nedzimwe 🙄🙄 Mamwe mamhepo emari dzemaring ezvitunha zvaibirwa naTarini iwe uchidyawo.. Rewururai mupone naamu ex vako NokuMuudzei asa pinda mundege back to zim that will be the last ever time he will see uk
Tarini kuona zvawakaita nhasi wakaratidza Nox vakomana vana Cards mbavha kuti vagadzirire Nox size kuti asunge apa Nox come sept after sendedzi visa ropera door re Ukeyi is closed . Tarini Nox apaziva zvema credit card kupi and akamuendesa ku boys dzako. Usadaro Tarini suwa kuuraya munhu basa international kudaro .Kuitwa ban yacho ndeye Europe yose after munhu aita card furaudi ijeri chairo Haa Tarini mwari Ava newe. Takamuona uko zuro anyone macard mbavha champion eUK. Vachimupukuta misidzi.Who introduced Nox kuMaNigerians promoters ekuIreland kusingaendwe endwe nemamwe maartists from Zimbabwe, this seems like a set Up .But Nox awanikwa asina mhosva, mhosva ndeya promoter🙄 iye atonzi to continue to tour anodzidzisa vana vekupi kupiwe nezve music yake saka zve ban ratongovewo dram
No problem my besty OLINDA Rega mundevere arove pasi. Unowana mumwe. Tytana is very weak ,mapeche edu vanhu vane DENDA anoda mabhidha emboro🤣🤣🤣🤣 THIS TIME USUNGE CHIBEREKO kwete kuita hwebere iro reku Ireland rinozvara gore mwana gore mwana kunge imbwa🤣🤣🤣🤣🤣🤣 Love you my sister , IT IS WELL â¤ï¸ YOURS TRULY #KIRI â¤ï¸ #HOMWE_iHOMWEðŸ‘ðŸ‘ðŸ‘Pane aka mutsiura kuti a deleter zvaakanyora a kuti aida kutinzva hedu but chirikuitika chiripo
Ndakambokuudza kuti siyana nezvekutedza nyaya dzemastreet Swaga chiona manje wakuwumburudzwa naKetile ðŸ˜ðŸ˜ðŸ˜ðŸ˜Iye kettina wacho mamudza here kuti akamirirwa kutiktok ukooo nanacaptain hanzi hakutsike kutiktok vakuda kumumamiraaKachinyanya kamama kaduzvi kemunhu ngazvimarane ikoko iye swaggers wacho pindurawo utuke Ketty mese mutu mhuttur