Chugera one murume akachi master chigame cheku bhilivhisa mabhebhi 😂😂😂😂. Anna akagereswa mparavara, sister veDubai vakano pamhidzirwa mataquo.. Huye nikisi Anovapa luv yepa ghetto kaluv Kari intense Kari personal kasina Mari mukati kanobhirivisa zvakaipa😂😂😂😂😂
Our heavenly father is the greatest physician ðŸ™ðŸ™ðŸ™ðŸ™ðŸ™ Boss Mukaka naGenarari dai matanga church muri 2 makabuda muguva imi. Yaaa vakadzoka kuvakafa chokwadi 🤔 ngava vhure church vatiudze kuti kwakamira seyi kudenga uko. Uyo weku hwedza anehutsinye akapazisa imba ya T fredy dai akafuma akafa nerwu pipe rwakaiswa pahuro
Dai angovharwa ma bus acho, 2021. I was with my younger brother ne vana vangu 2, ages 3 and 7, tichichibva Harare, mwana kwakuti anoda kuita weti, vakaramba kusvika tave ma chivi, ndokubvuma kt tiburuke, ko tagoziva kt tatosara, apa ndingori ne $10 mu pocket, ma bag asara ne brother yangu nemwana ane 3 years, apa hatina foni. Unopusa, kusiwa muroad. Hanzi bus rese rakapopota asi vakaramba kumira, so brother yangu akazokumbira kuburutswa, then we met again after 30mins. Inter Africa haina customer service. Zero zvayo.Haa zvehutsinye izvi regai Mwari vatonge wega.....rimwe gore ndichibva Joni tasvika mumasvingo boys rekuchinja marands ramhanya rapinda handei pakunosimuka bhazi team rajairaka kuti rinozodzika bhazi rati fambei ndo
Mudiwa Hood Onyengwa Nemusikana Otinmy king Nyangwe Ukanzi Une Edzi nfongokuda zvakadaro Chii chakonzeresa kuti vanhu kadzi vafumuke zvakadai inzara here anyway nhamo irimunyikaa
Being Mai Ruva must be very hard. She keeps talking about kuenda kumba kwavo, clearly she misses her family esp mai vakewo. Hanzi munin'ina wangu wakawanikwa vaive vati ndimbouyawo😢 payazve about 2 months ago vaiti kwakaita nhamo tanzi tiuye kuzobata mawoko. Ndohwa kuda kumbonovona vanhu vokwedu 😢 But it seems hapaendeki zvekumhanya and it's obvious kuti zvinovarwadza. Soon baRuva vanenge vakudzokera kubasa and pamba patorongwa kuti mai Ruva vasare vakabata musha vachichengeta sekuru. Mai Ruva vane lifewo here kana pakadai? Akashinga mukadzi uyu, mukuva mentally challenged imomo , Mai Ruva is a very strong woman. I would like to believe Kuti some of the
Happened in Gweru, Mkoba 4. Murume uyu anga ane shop paBahadur yemaSatellite dish. Akaita 2 days achingoti ndonzwa kuda kuuraya then akazouraya mwana weMukadzi anga ane 1 year 2 months. Apa murume uyu anga ari step father wemwana uyu. Vakamborambana nemkadz vakadzokerana pavakadzokera mkadz aane mwana wake uyo azourawa. Murume uyu akatanga amubaya neScrew driver paaona kuti mwana akunonoka kufa abva amudzipa mai vaenda konochera mvura. Pakazodzoka mukadzi akabva ati mwana wake ari grade 1 ndiye abaya mwana ane 1 year 2 months. Via @crimewatchzim Veduwe vamwe vakadzi face dzatogara nadzo mudzimba umu chivindi tochiwanepi kuipa face kudaro kungoti type dza
Honaiwo kufara kuri kuita Tytan Skoko. For the first time kunyatsoona achinyatsofara zvisina kumanikidzira with his real friends vaakanga apesaniswa. Ndahwa tsitsi, money doesn’t buy happiness.Njabulo Tytan mnawami as much as I like you, your voice is just for talking and crying leave music for singers 👨🎤 🎤 🎶 ayi mani cut cut ✂ï¸
How far muchato 💒 wacho nhai zvava papi? Ini handikanganwi promise because a promise is a credit and ini chikwereti ndinototevera zvekurevesa. Oya , Tarisai come answer me, where is the muchato ? Muchato unofanira kuitwa muna October coz November hakuchatwi December Tari arikuenda jemeni zvikakona Oct zvinenge zvave zvegore rinouya
Stepmom vakarambira pfuma dai vachimutengerawo hembe semunhu arikuvaka Zviri health futi kumbopota uchizvinyepera . Selmor She is very beautiful she's humble zvekuti hembe rato drama ndosaka muchitedza makuhwa pa social media musina kana brugwa re50c
Breaking: Small aircraft crashes A Rio Zim small aircraft crashed on its way from Harare to Murowa Diamonds. All on board, including the pilot died on the spot.-Star FM Indian business mogul Harpal Randhawa, who had vast gold, diamonds and coal mining interests in Zimbabwe was among the 6 who died yesterday in Mashava plane crash