Monday, December 29

News News

September 04, 2023

Muchanzwa ED Ave Mupositori Chokwadi Vanhu Vechirch Dzechipositori Havatombofungi Ndivo Kaa Vanobata Vana Zvibharo Kuti Vasaende Kujeri Vototi Ofee

Muchanzwa kuti ED wave kuporofita rimwe zuva          Asi mapositori munonamata ED here kana kuti Mwari nekuti dai mainamata mwari handifungi kuti mayizovhotera muroyi akadaiMapostori mhosva dzenyu dzakati meche meche           1.you support the man who's against 80%of Zimbabweans 2.child abuse is common , you're the most Brain washed fellows and poverty is your daily bread         Ndinovimba Murewa,Negomo neDomboshava haipo apo zvimasangano zvemadhunduru zvisina mazita netsananguro izvo zvakazara vadzorwa nemagumura vanofunda kuuya kwababa johwani paFon fockoff mhani             Asi mapostori awo mapostori chaiy

September 04, 2023

Only 3 Presidents Africa And Whole World Wide Ndovauya Ku Inauguration Ya Dambudzo Zvinonyadzisa Izvi

3out of 16 Sadc countries 3out of 36 AÜ countries 3out of 54 countries in Africa 3 out of 195 countries in the world         Ramaphosa is happy with the status Choe ye Zimbabwe they benefiting zvino SA hatibve ndichisungwa nhasi mangwana ndichidzoka           Ma President mangani auya ku kuzoona zvichigadzana mustadium umo🎤🎤Ah shamwari dzakeka ndodzauya plus zvatopera so tatomirira 2028 kna trivapenyu zvanachamisa ngavachitotsvaka zvimwe zvekuita

September 04, 2023

Chatunga Mugabe Oti Handiite Zve Inauguration Topembera Chii Nyika Yese Yakasuva I'm My Father's Son

Musha wega wega haushayikwe anopikisana nevamwe ...pane ambomuonawo ere mkomanaAkabatike zvekumhanya kapfana aka muchakaona kachivhura hombe patwitter zvako karohwa nemutoriro           Aka ndiko kamwana kababa Chatunga manje aka 🤞Aiwa mkomana hako zvisina basa anombozvida here Chatunga, hadi Nonsense uyu             Uyu ane level rake ega kupenga anopenga but ane kamupengero kake egaChatunga akafanana nababa vake Bob zvake             Hanzi Munoti Chatunga Haana Mari ,icho chakuti kana Ndabroker ndinenge Ndava mu class Yana Strive Masiyiwa ,Ichi chakapenga

September 04, 2023

Grace Mugabe Orambidza Robert Junior Kudya Chikafu Ku Inauguration Votya Poison

Grace was in the system she really knows kuti zanu pf haibviswe mu power finally she found way back homeGrace is on a mission watch the space 😁She's now getting old .

September 04, 2023

Zambia President Oti ZANU-PF Bribe SADC Presidents Ne A Total Of 1 Billion Usd But 3 Chete Ndovauya Shane

Muna 2013 ZANU-PF yakanga iine US$1 Billion budget to bribe vatungamiri ve SADC Chair nema Liberation Movements ose emu Africa to endorse ma election avo avakabiridzira.         This time, havana kubudirira ku tenga new SADC Chair vaHichelema.         VaHichelema havasi kuuya ku inauguration ya Dambudzo yaachange achizvigadza. Dambudzo haana zodzo haana kusarudzwa akazvigadza.         Tinokudendai nerudo President Hichilema ne kumira nesu vana veZimbababwe👏🏾👏🏾👏🏾

September 04, 2023

Baba Harare Votsamwa Imi Handione Maitt Kujeri Kuti Ndifadze Imimi Maclout Chaser I go To see Her But Handiite Zvecamera

Father city ko rudo makaisepiMai Titi was the Main Highlight for many at the just ended Zimbabwe Agric Society. She told me to tell Baba Harare to visit her. Baba Harare pliz pliz!!             Okay well don ba harare Baba Hararee shuwa vanhu vakutsvaka mbiri nekuda kwa feli thank you so muchI True friend vamwe vakutsvaga following nekunyebera kuvada varimuhusungwa asi vari panze vaisavada         Baba Harare Respond              will not be gaslighted to discuss my visit or not visiting Feli pasocial media. Husungwa hwakafana nehunapwa. Saka using her name and mine as well for clout was very low. Feli is going through a very difficult time and I don

September 02, 2023

Muimbi Haitham Kim Tanzanian Wekuimba Hello Mwari Na Jah Master Oshaya Mhsrip

Muchiitiko charwadza vazhinji pasi rose,muimbi mukuru uyo akaimba kambo kanonzi Hello Mwari Remix na       Jah Master aizikanwa nezita rekuti Haitham Kim ashaya tichiti azorore murugare  May Her Soul Rest In peace 🙏 

September 02, 2023

Monday Hakusisina Inauguration Nelson Chamisa Azvidira Jecha Zimbabwe Haina President Kusvika Zvaita

Mutungamiri we CCC va Nelson Chamisa vanotora matanho ekumisa inauguration yava ED Mnangagwa iyo yanga iri kufanira kuitika musi we Monday         Date re inauguration ratovapo ukuwo CCC yabva yati hazviko zvichapera mushe here apa see comments for details🙌

September 02, 2023

Seh Calaz Voti Moira Handimukumbire Ruregerero Sezvo Vanhu Varikuda Kadzokererane

Ndirini Mubhanditi ndainokumbira hangu ruregerero apa pride haibatsire.         Appearance is not everything ..Outside Appearance is like a bikini 👙 doesn't reveal everything..vakaita maroad runner ungadyaa unodzoka wegaa even kasinyarina mubhedhaa ...Even muchero unowawa unoita maruwa anoyevedza           She is from the streets..Shadhaya was Zim men masimps kungoswero mhanyira nekusimbisa mahure asina sense what she did mokanganwa heeee anobleacher hero mazobharanzi ekuZim kumhanyira🙄🙄🙄🙄🙄

September 02, 2023

Tytan Otaura Problem Yekuita Murume Hauna Wekuudza Matambudziko Ako Uye Hapana Anoteerera Side Of The Story Yako.

Problem yekuita murume hauna wekuudza matambudziko ako uye hapana anoteerera side of the story yako.           That's why I always encouraging all man to listen to shadaya,, he will definitely build you to be a better man,,A man enough , moves on . . Than kuita musoro we Nyaya , year in year out .           Roorai musaroorwe period .Problem unoita usazoteererwa the other side of your story chihure too much..too much lies comes out em mouth

473 474 475 476 477