Friday, November 14

News News

June 14, 2023

Zimbabwe Yese Yamirira Tete Tilda Kuti Vaendesere Maitt Mapads Kujeri Vachiudzwa Humbavha Hwese Chitsotsi

Tangomirira Tilder azouye achibvunza kuti ko makapinzwa mujeri nenyaya yei😂😂😂😂😂Tete Tilder : Zita munoitwa ani?    Mura: Ndinonzi Felistas Murata.   Tete Tilder : Ani? Taurisaka nhai shamwari iwe asi wakatsamwa?    Mura : Ayewa, Ndinonzi Felistas Murata.   Tete Tilder : Wakadii hako Felistas?    Mura: Ndinofara makadiiwo tete.?   Tete Tilder: Aiwa ini ndiri right zvangu. Felistas, imhosva yei yakakuunza kuno kujeri?   Mura: Humbavha, chitsotsi, mukando. Kuba chaiko mabrera evana vekuMt Hampden, magumbezi nemari.   Tete Tilder : Ah! Imbonyatsotirondedzeraka kuti zvakafamba sei kusvika uzosvika pakusungwa nekuzotongwa kuti uzogara kunouku?  

June 14, 2023

Olinda Arikupembera Oti Kusungwa KwaMaitt Hakutitadzise Kudya Sadza Isu Toti Ndiwe Imwe Mbavha Manje Manje Uchasungwawo

Mbuya tea hobvu, usanyanyofarisa,your day is coming urimbavha newe. Kamuchacha zvaiwana ngwarati 🤭And OC arikupembera kani hakusi kufara kwaari kuita hanzi Mai Tt thoko!

June 14, 2023

Felistas Murata Ukapona Apa Gadzirisa Hunhu Wako Hapana Kana One Munhu Arikumira Newe Kuwengwa Nema Celebrity Ese Zvakaoma

Ukapona apa Feli chigadzirisa Upenyu hwako nokucorrecta all your mistakes. Siya pride, regera fake life and rarama nezvaunazvo.

June 14, 2023

Maitt Fans Are To Be Blamed Ndimi Munoti Go Mura Muchimupa Pressure Mukadzi Uyu

Vanhu vanomuti go Mura hee anorema muchimupa pressure look what you've caused. She does things to please her followers kuti vagoti anorira now she's in trouble vamwe venyu still muri kungoti go Mura. Kwanai imi kupiko kwaanoenda. Kupesvera munhu zvinhu zviri wrong

June 14, 2023

Gilbert Maitt Boyfriend Abudisa 10 000usd Kuti Abude

Ehe Hanzi Gilbert abudisa $10 000 US dollars and Amai maketeni vabudisa $20 000 so ma tt vari kubuda mangwana ….

June 14, 2023

Zimbabwe Yese Yotenda Ketina Ndiye Aite Ma PP Arambe Huori Maitt Vasungwe Ketina You Are The Best Pasi Nembavha

All because of Ketina Ananiah ma pp akaramba kutengwa….. Sando bread of war …..

June 14, 2023

Mainini Wasu Maitt Housegirl Face Yake Kunge Munhu Arikunzwa Period Pain Vachienda Zvavo Konosungwa

Mainini wasu wasn't feeling well pamwe iperiod pain hamenoWasu face yacho kunge nunhu akunzwa period pain😂😂😂😂Wasu anga atori busy kufunga hake ma g-string aMura kuti nhasi anoyenda kuchihuree akapfeka ripi, dai naiyewo avharirwa vasungwa vamwe varara vari pakisimusi naye achingoti mazimhino seedhongi

June 14, 2023

Ma PP Akuramba Mabribe From Maitt Cause Leaked Voice Notes Ekwa Ketty Muromo Unoparira

Aftr audio iye yekuti ndaibhadhara Pp haaa I don't think pane achada kumira nenyaya dzake kumaPp ikoko vabudisirwe basa zvisina basa mhuri dzavo dzigoparara nenzara bodo plus vanenge varimo zvavo mumastreets imomu vachidinzwa nyaya dzakeVanhu vacho vakuramba mabribe ndipo pakunetsa.Ezvino vakufukunura mhosva dzake dzekare kuti hee akamborega kuita community service dzaimbovepi pese apa mhosva idzi? Zvikiti you underestimated Ketty but maAudio aKetty aye anga ari maone.

June 14, 2023

Izvi Zvakuda Vakuru Vanofamba NaJesu Amai Bwanya Makangoti Zi Why Musinganamatire Feli

Pakuda mai Bwanya apa namatiraika Mwana Wenyu munomuda Muchitsvaga clout nevanhu vanouya Kuchurch here

June 14, 2023

Mai TT Hanzi Vane Mhosva Yekurova Munhu Yavakatongerwa Community Service Vakatiza Saka MaPP Arikuti Ndaende KuJeri

A Harare Magistrate has remanded convict and social media celebrity Mai TT in custody for another day pending sentencing after the State said the comedian could have skipped community service in a previous crime. Mai TT, real name Felistus Murata, was Tuesday convicted of theft of trust property. She was remanded to today for sentence. Harare magistrate court prosecutor Monalisa Magwenzi, Wednesday revealed that Murata could have defaulted community service in a previous assault crime she committed and convinced magistrate Munashe Chibanda to move her sentence further pending verification. -State media

476 477 478 479 480