Matauriro emurume uyuwo vachatozouya ndazoo zvikazoo heish anyways zvakaoma hazvo mhepo dzinombotishaandisa shuwa kutouraya amai chokwadii Ndichanoroora mudzimai wangu...ndichanoenda kumasowe ndichanoudzwa Kuti Mai vako vakasunga nhengo yako....ndichanotama pamba pamai vangu iiiiiiiiiii🙌 But sometimes unenge usina option amai vakashungurudza vana vese nekuromba kwavakaita jus imagine vana kupera nezvisina kana tsarukano Iye vaimushandisa futi
Iri zibaba iri haritonyari kutsoma mwana, Holy Ten anokuremera iwe braveman zidzoro ndosaka ukutadza kuchengeta mwana wako. Ndosaka wakarambirwa collabo na Winky Ini holy ten ndakatadza kumuteerera hangu handizive kuti anoimba zvoshata hre or zvovava. Uuuu Shamwari, Baba Harare panapa tinotovadhifenda same same defence yatinoita Winky D. Saka unakwana zvako. Kana zvakubhowa huya ndinogara munaMukumbadzetse.
Tendai Biti Caught in CCC Controversy After Leaked Audio Former Finance Minister Tendai Biti has found himself in the midst of a political storm as a leaked audio recording reveals his alleged involvement in the ongoing Citizen Coalition for Change (CCC) debacle.supporter, Biti made startling admissions regarding the leadership of the opposition party, suggesting that CCC leader Nelson Chamisa had been “expelled.”The explosive audio leak, obtained by The Sources Media, captures Biti in a revealing conversation. According to the publication, the call occurred at 16:37, shortly after Sengezo Tshabangu appointed the former Finance Minister, co-interim P
BREAKING; I have just spoken to Harrison Nkomo the lawyer of Zimbabwe’s political prisoner and CCC politician, Job Sikhala. He confirmed to me that Sikhala is seriously ill and that he is passing blood in his stool. “He complained of a rumbling tummy and he asked me to bring a doctor today,” Nkomo said a few moments ago. Job Sikhala has been in Chikurubi maximum prison for 483 days without bail and without any custodial conviction. Bail is a right under Zimbabwe’s constitution, but it has been denied to Sikhala who many have said is being persecuted for his political activism using the police and judi
Iyi mhata inofunga kuti ichapiwawo zvimota manje dololo uchamama nenzara uchiti kushata kunge mboro yaMnangagwa ine sick😡 Imi baba va ten cents kuda zanu its yr choice uye haurambidze nemunhu but rega kuzoita kunge unofungira vanhu vese nekuti muono uyo ndevako ad it will be yrs forever pliz....usataurire ruzhinji kungevana vako ita zvako nemukadzi vako ndiye vaunomirira nevana vako pliz Iwee TOM Jones chakubata apa chiii siya munhu aite nekutaura zvaanoda,zvawataura iwe zvemboro watukwa naani uchafa nebp iye achitoenda mberi,gore rino unofa chete party yako yakadyiwa,team yako iri kudyiwa,mukadzi wako arikudyiwa woda kupedzera shungu pane munhu arikuzvitaurira zvaanod
Tengera murume bhutsu iwe mari yembanje nebrongo ukuyisepi dumbu rinenge chigubhu chamamirwa nahwindi Nhai iwe Tom ko murune wa Dorie adii ko kana riri gumbo rake raka tsveyama zvinei nekutengerana butsu siyayi murume uyu taura na Dorie kwete kupinza hubby wake . Wapiwa marii na Ketsina usadaro waidiika zvino same fanana na Ketsina . Leave you life u are good like that zvekutsvaga content ye mhuri mangwana unosara wega. Kana wagwadziwa ne shangu Tenga kaiwe unayo mari change ye MOTA Don't be hotspotted Tom Jones vanhu avaa masisters mangwana vachawirirana iwee vanenge vakutokuita benzi blood is thicker than water
Cooking show live coming beefstew mixed with potatoes 😊😊 The transformation of my mukuku 😠👌Ndikuwuya askana ndichiri kupedzisa kubika sadza nyama tobika tese vanangu ðŸ˜ðŸ˜ðŸ˜ First time kubikira sadza mupoto yebhonzoHamuchiwonaka nhai axana poto new1 plus stove nyowani combination bho zvokutiðŸ˜
Ireland Queen Of Njuzu Mudiwa Lyon Oramba Dziva Waive Rombe Randaichengeta Taitofunga Kuti mjolo unonetsai Mai tt chete isu tikanzwa muchitaura Munozvinyanya,ko kungopedzera nyaya dzenyu ikoko,isu tinei nazvo,manjuzu apiko anongozvishambadza hakuna njuzu inopwatika kunge maputi arikutsva,respect vanaChemadziva iwe unotinyadzisa iwe,unotishoropodzesa nenyika,njuzu inozvivanza, inosema matuzvi,inoda chokwadi but yako iyi hamheno yakaita sei inongozhozhorodza siku nesikati,inopindira nyaya dzekubedroom kudziita public,handizive hangu kuti yako iyi ndeyerudzi rupi inoda ruzha,RESPECT,chivanhu iwe,usatisvibisa
Pamusoroi hama vadikani ndangoti since iri Sunday kudai zuva rakatendeka, zuva rekuti vanhu vanenge vakarerutsa moyo,vakazadzwa nemweya mutsvene pane ari kukwanisa here kuPledger Fridge yaMummy vedu vatinoda tese pano. Kitchen yedu irikubuda sweet tavanemapoto manyowani nestove nyowani semhuri kwangosara fridge.Musakangawe kuti kupa kune mufaro kunokunda kugamushira munotendwa nedenga. Huyai henyu nemapledge makasununguka 😊Mama vanodika kani Apa vari clean Kwete kangozi i Kaye Ndaka svipaSviden anodika ndomuda hangu kukunda katsambarafuta aka Swagger STFZ Nation kanoswererq life in Mazepes voice. Sviden anos
Weight loss surgery is not a solution to weight loss. Eat less and move more . Ukasagadzirisa nhapfu pachikafu unongofuta futi Ukatarisa Olinda unotoona kuti love chaiyo hapana anotodawo zimbinga riri musame age group naye but hakuna murume anodzinodhonza ane mari anombomunyenga kunongoenda mastreet kids iwaya anaTytan nemastreet father ana Stunner vane nzara vanenge vachida kuchengetwa vachihura netumwe tumababie twavanoda kuside. Apa akufuta futi.Tru murume ane 2 dzinoshanda haagarire zvakadai. Mate acho anotoperaka uchinanzva munhu pane kuenda zvako kushift and upgrade pane kuswera uchimhanyiswa.