Wednesday, December 31

News News

June 12, 2023

Olinda And Madamboss Vonzi Hapana Hushamwari Kungosanganiswa Nekuti Vakavenga Maitt

Hapana hushamwari kungosanganiswa nekuita one enemy chete mumwe akaita enemy enemy yake yobva tatotanga hushamwari ne enemy ye enemy yake🤣Vanotamba vese vasangana chete..havaite zviya zvashamwari yangu wadya here.

June 12, 2023

Murakashi Chiranga Mapenzi Tallyn And Lorain Guyo Makore Avo Haachinje Forever 29 Tallyn Its 3 Years Now Uri 29

Tallyn is forever 29... it's 3yrs now ari pa29Murakashi, chiranga mapenzi 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣. Musaone kunyara these days. Tadzo anorova, very controversial but kana ati pandokubata ndokumamisa anotokumamisa. Keep that in mind.

June 12, 2023

Uk Millionare Olinda Dai Une Mari Usiri Muma Streets Husiku Senge Urikumbare Who Does A Meeting Midnight Humbinga Muchiri Kure

Dai uineDai uine mari OLINDA usiri muma streets husiku. The problem is unofunga kuti uno skipper ma stages muchiri kure amai mwana pahu mbinga. Bhora pasi dai uine mari waka sender P.A wako kuti atange awoma kuti kuna ani, at least Mai Tt vana Wasu saka we can say she’s higher than you 😂😂😂 kudhaiwa kunge uri ku Mbare 😂😂 E no easy, get well soon Poor Auntie ma streets husiku. The problem is unofunga kuti uno skipper ma stages muchiri kure amai mwana pahu mbinga. Bhora pasi dai uine mari waka sender P.A wako kuti atange awoma kuti kuna ani, at least Mai Tt vana Wasu saka we can say she’s higher than you 😂😂😂 kudhaiwa kunge uri ku Mbare 😂😂 E no easy, get well soon Poor Auntiebut who agrees to have a bus

Fungai Mutisi And Maitt Kusekana Kwana Kamba Munotora Hari Dzofanzirofa Vakadzi Vakuru Kuri Kuda Nhonho Chete

Kusekana kwana kamba mese muri desperate/​​​​​​​  

June 12, 2023

Olinda Oudza Vanhu Ndiyani Akamboti Mapiritsi EEdzi Mukondombera Anopengesa Educate yourselves

Ndiani akamboti mapiritsi e edzi anopepengesa before it was public knowledge that she is also living positively. ????? The same person now runs the Do not discriminate me card.  Well someone has to tell u- get off tht high horse. Wats makes you think u can say mapiritsi evamwe anopengesa and ako haapengesi nokuti ndiwe wakoshei? Live with wat you say. In case u didnt knw 1 in every 5 people is living positively and havana drama serako. Dzikama

June 11, 2023

Anotsvinya Olinda Oti I Can't Do Business I Can't Be In The Same Room Na Tallyn Hatizi Ve Same Level I'm Rich Next Time Tallyn Nyatsomamisa Munhu Kubvisa Mazino Ayo

/Anotsvinya mkadzi uyu hanzi I can't be in the same room naye I can't do business with her we are not on the same level, iiiiiiNext time Tallyn nyatsomamisa munhu kwete kushedzerwa mapurisa rubbish. I think ndozvinongoda ma celebrity edu coz kudheererana kwanyanya pamasangana mamisanai ma gradge apere   

June 11, 2023

Anna Na Lorain Guyo Makutibhowa Everyday Nyaya Dzevarume Ndochega Here Zimbabwe Varume Vanyengeiwo Pliz Especially We Girlchild Uyo Ukudzidzisei Vanhu

Hanziiko naAnna naRorini , everyday nyaya dzevarume , chanetsa chiiko nhai? Ndochega here, fanika iwe Anna wekuzviti Girl Child Ambassador unodzidzisei the Girl Child kana wongotaura zvekudemba sex hee ndatovata ndakabatwa nezvidhori zvangu 🙄You are now behaving like sex starved bhichizi vakadzi vaviri imi. Kwanai uko, makutibhowa manje. Kana zvanetsa onai ka sekuru Banda maybe muri vakadzi vezvikwambo. Makunyatinyadzisa please 😕

June 11, 2023

Jahprayzer WinkyD Akakuposta Wa winner Award 2016 Iwe Hausati Wambomuposta Unorwadziwa Godo Even Kana Na Producer Akuitira Song Pamwe Ndomishonga Dzako

/Winky akakuposta 2016 wahwinha Award asi iwe hausati wamupostawo nanhasi since akahwinha yake International award..Une godo iwe Jah Prezha.Uyu anorwadziwa chero naproducer amuitira song mayb ndomishonga yacho

June 11, 2023

Ketina Onzi Akafita Kugara Neinda Muchiuno Hutsvina Wainyadzisa Maitt She Is Classy Cat Family Yomuundura

Ketty uku ndiko kwako uku kutsvina akafita kugara neinda muchiuona mukadzi uya vsripadhuze naye imbotarisai mapants ake nematrouse munodziona inda nemazitsvina ake wakafumura mai Tt vakafa here wakapihwei nhasi ndandri kupage kwako macomments 8 ko vanhu vanokuti go Ketty go kana uchituka Murah varipi tanga wanogeza inda dzako dzaunadzo wozodzoka uchiitira noise munhu asinganzwire mvura kunge Dumbo remusango

526 527 528 529 530