Nhaimi kukundwa nevana vadiki kudzikama,Kimberly nemukadzi wa Enzo zii kunge vasina mimba iro zichembere kuposter haana chipfuva nyoka uyuImagine nemazvarirwo akuitwa vana gore rino manga majaira Benzi renyu raipotsa 24/7 kwaitova kupemha kuya ajaira zvamahara munhu kushaya kana mari zvayo yekubhadhara kuzvara… nhumbu dzinana baba varipo vanoshanda murikungodziona… Congratulations Enzo once again one chibaba chakarongeka â¤ï¸â¤ï¸â¤ï¸â¤ï¸â¤ï¸Yatyra akatogona akaiparidzira dai maizongomuwana anemwana hamaishaiwa zvekutaura dai izvozvi murikufambisa bepa rekuti akatenga mwana sezvo maimuti haazvare makore ese aya ini ndoti akagona tyra akagarisa satan nezvivazukuru zvake zvepasocial media pasi🙄🙄🙄ðŸ–ï
Mukadzi mukuru kupfugamira mumwe mukadzi neva ,Tyra ano abuser mai Bee chero matambiriro avaita ruva vanga vasina mufaro , kana Camera yabviswa vachatonzi ndipei ma$100 angu ane hutsinye zvekut Tyra ndosaka maona vatanga kuchemaZvaunopfugamira muporofita achikuudza nhema wakambobvunzwa naniShe knows her position pamba apa. Chero ukadiwa sei pabasa munhu ziva chinzvimbo chako. That's why they have stayed together for a long time. Haadheereri boss chero vaite maskit vese anoziva chinzvimbo chake. Zvakanaka izvi.Mai Bee mwana mucheche here anogariswa nyangwe paasingadi? Dai vachinetswa vairamba varipo kuti havana hama here . Marwadziwaka nema usd aapihwa iwe usina kana dhora rekutenga mapapu🤣🤣🤣🤣🤣
Retraction and Apology for Inaccurate Story We, at Zimetro, extend our sincerest apologies to Prevail International Chairman Paul Tempter Tungwarara, for the publication of an inaccurate and baseless story that appeared on 19 July 2023 with the tittle "Tungwarara in Zinwa-tender fixing scandal" It has come to our attention that the information presented in the article was misleading and lacked proper verification. We deeply regret the harm this may have caused to your reputation and to the integrity of the project you are overseeing. After thorough investigation and fact-checking, we have discovered that the project in question is indeed being conducted under the auspices of Presidential projects, specifically in support of Vision 2030 and the developme
Bheura fantela🤣🤣haa asi zvekwa mwari chaizvo kwin vapera ndoona sekuti kumansion ndiko kwaive nemhiko dzavo ezvino dzangova nharoYou want her to sabotage machances ake akupiwa indefinite stay muAustria here momuseka futi? Arikuziva how to play her cards...kkk and akasosiya zveguhwa Fere asati ayenda kujeriShe's juss minding her/his own business nun mch...... Hant imi munoti makuhwa ndokurira here so kondinyu nenyaya dzevanhu idzodzo😂🤣😂🤣🤣🤣
2000 USD+ 34 thau rands + marii iya yekwamafiki mmm dzabu atori rich kupfuura ini ndine 26 yezmai dzbu vedu vatinoda tese pano 😠ukaita chakanaka wazviitira , one gud turn deserves another ....Hmmmm Dzabu is rich already , the next time I become pregnant I will name my child Dzabu struuuAmai Dzabu vanogona kutamba nevamwe zvakanaka. Chihandinzwaro hachibhadhare. ChinonyudzaVaya varikut tonto haanakumuita makorokoto asi akamuposter pabirthday
Nhai varipano, Shema wakareva here chikonzero or nhau irikuita kuti asa collecta mari kwavo Olinda. Kunyangwe ukanzi wakabhowekana nezvakaitika SHEMA TV unofana kutora mari iyeyo your fans vakakupa mari iyeyo.I like the way she kept quiet kutaridza kut Mari dzenyu dzacho dzekuwanda kwaari hadzina basa. Izuda Well done Shema keep up the good workThis is bad, mari ngaiyende kunaShema. Next time OC stop trying to help because unobatsira nemuseredzero🙄🙄Mari iri ku Go fund account not kuna OC plus Mari yakabviswa nema fund a Shema saka ndatoshaya chirikumutadzisa Oc akangobatsirqa cheteVanhu vari kuti OC drama muri kurevei bcz pamari iyi it's not OC akaibvisa mafans she just uses her platform to raise the money, this money is for people who wants to help, zvekuti kuti O
This is bad, mari ngaiyende kunaShema. Next time OC stop trying to help because unobatsira nemuseredzero🙄🙄Vanhu vari kuti OC drama muri kurevei bcz pamari iyi it's not OC akaibvisa mafans she just uses her platform to raise the money, this money is for people who wants to help, zvekuti kuti OC kutaurisa rato drama iye anongofanirwa kutora mari and help the needy haisi tori yemupocket makeNhai varipano, Shema wakareva here chikonzero or nhau irikuita kuti asa collecta mari kwavo Olinda. Kunyangwe ukanzi wakabhowekana nezvakaitika SHEMA TV unofana kutora mari iyeyo your fans vakakupa mari iyeyo.Vanhu vari kuti OC drama muri kurevei bcz pamari iyi it's not OC akaibvisa mafans she just uses her platform to raise the money, this money is for people who wants to help, z
Gore remawuta ndaifunga kuti kamwana aka kachatadza kuzvara coz kadiki kabva kazvara baba makorokoto amhlopheðŸ‘🥳Does love continue being sweet after having babies nhai guys um curiousManyara ka kunge imbwa yapinda mu bus chamaigara muchitinyaudzira chii vakakugonaiMakorokoto, handisi celeb hangu but I kept mine private too, only the closest family knew vamwe vakazoziva ndabatsirwa imimi pamunoita mimba dzenyu do you announce 🙄. Ongafuniyo kayekele it's not like y'all you'll help with diapers and shi+!!!
Nox haasi mwana wataterishasi ereVaMugabe tibetserei paNoxy naGurundoro tinzwe kuti probability yakamira seiKanaa ndimiwoo comment yamurikudaa ndeyekutii pazvinhu zviri obvious kuti wese a commenta panoo gehena straight , 😂😂😂😂😂😂😂
Saka chairman vakazoramba mkadzi uyu vave nemari nhai varume mozviitirei izvozvo munhu akakuda uri rombe wozomusiya waane zvimari😒Ukatenga Corolla nemari yemapiece job ukazoita Mari yakawanda unoramba uchingorinayo here kana kuti unochinja wotenga GD6maghost epano ane problem 1 akangoona munhu wechirume atorwa pc nemunhukadzi vanenge vakutoti vanodanana akuudzai kut aive mukadzi wake ndyanHaasi mukadzi wake haana kumbobvira akaita mukadzi wake killer t ane mukadzi wake Mai temptation na fanta