Mbuya tea hobvu, usanyanyofarisa,your day is coming urimbavha newe. Kamuchacha zvaiwana ngwarati ðŸ¤And OC arikupembera kani hakusi kufara kwaari kuita hanzi Mai Tt thoko!
Ukapona apa Feli chigadzirisa Upenyu hwako nokucorrecta all your mistakes. Siya pride, regera fake life and rarama nezvaunazvo.
Vanhu vanomuti go Mura hee anorema muchimupa pressure look what you've caused. She does things to please her followers kuti vagoti anorira now she's in trouble vamwe venyu still muri kungoti go Mura. Kwanai imi kupiko kwaanoenda. Kupesvera munhu zvinhu zviri wrong
Ehe Hanzi Gilbert abudisa $10 000 US dollars and Amai maketeni vabudisa $20 000 so ma tt vari kubuda mangwana ….
All because of Ketina Ananiah ma pp akaramba kutengwa….. Sando bread of war …..
Mainini wasu wasn't feeling well pamwe iperiod pain hamenoWasu face yacho kunge nunhu akunzwa period pain😂😂😂😂Wasu anga atori busy kufunga hake ma g-string aMura kuti nhasi anoyenda kuchihuree akapfeka ripi, dai naiyewo avharirwa vasungwa vamwe varara vari pakisimusi naye achingoti mazimhino seedhongi
Aftr audio iye yekuti ndaibhadhara Pp haaa I don't think pane achada kumira nenyaya dzake kumaPp ikoko vabudisirwe basa zvisina basa mhuri dzavo dzigoparara nenzara bodo plus vanenge varimo zvavo mumastreets imomu vachidinzwa nyaya dzakeVanhu vacho vakuramba mabribe ndipo pakunetsa.Ezvino vakufukunura mhosva dzake dzekare kuti hee akamborega kuita community service dzaimbovepi pese apa mhosva idzi? Zvikiti you underestimated Ketty but maAudio aKetty aye anga ari maone.
Pakuda mai Bwanya apa namatiraika Mwana Wenyu munomuda Muchitsvaga clout nevanhu vanouya Kuchurch here
A Harare Magistrate has remanded convict and social media celebrity Mai TT in custody for another day pending sentencing after the State said the comedian could have skipped community service in a previous crime. Mai TT, real name Felistus Murata, was Tuesday convicted of theft of trust property. She was remanded to today for sentence. Harare magistrate court prosecutor Monalisa Magwenzi, Wednesday revealed that Murata could have defaulted community service in a previous assault crime she committed and convinced magistrate Munashe Chibanda to move her sentence further pending verification. -State media
Mai TT SENTENCE UPDATE: Submissions by Prosecutor Monalisa Magwenzi: I understand accused person was supposed to be coming for sentencing but information we have received is that she may not be illegible for community service. According to H-Metro Mai TT to spend another night in Remand as she awaits sentencing