History repeats itself soon. Vatotanga kukanda zvimaCards to Andile, shavi rechikaradhi re kunyenga varume rabata. Andile - young famous and African Run away from slender by scissors. Hosting Zari is yingori plan yokusvika Kuna Andile.
Kettina said Uripiko tinoroya usiku huno 🤣 Angel RueLove Ndakuuya wangu rusero rwanga rwapera peturu ndiripakati penyanza wangu ndosvika manje manje 😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅 ndimirire usabude ndisipo
Patricia Jackie said .Kety you are our national treasure 🤑 💰 wagadzirisa nyika zvanga zvanyanya.
Olinda olinda why kunyepera kamuchacha munhu we 130k rands ndamubata mugroup bring munhu akufonera iyeye tinzwe nyaya yake ndirikuuya live even if I am fighting with kamuchacha I will not lie or kubvuma nhema kamuchacha have nothing to do with your victims tipewo munhu akuisira meseji ngaabudikire.
1Ko iwe mhosva wainwa ma cocktail ese Ari 2 sei chi chakadaro 😱🙄🙄🙄 asi wakanaka hako ... Ndokudira kuti unoda Mai vako.
Mabrijo is slowly replacing Michael Jackson 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂Zvino aibva batsirai mwana uyo asati aunduka kumeso.
Kaface kakaita kumenywa nestress. Rest from social media Feridhongo 😅
Mwari vanoisa vamwe vanhu mulife mako kuti vanyatsokuburitsa zvauri chaizvo chaizvo..Mungarambe sei zvikiti mugoita noise inengei asi chokwadi chaicho ndechekuti mungori in denial😂😂😂 .Mukadzi uyu ane hutsinye and magumo acho muchaanzwa zvenyu.Ketty ramba umire pachokwadi and senyika yeZimbabwe we thank you nekunyatsiratidza vanhu zvaari muroyi uyu.Ramba wakadzvanya Ketile.Zvimishonga zviya zvoputika.One munhu atonhodza kiti😂😂😂😂Dznagoonharo.
Ndakazvireva kuti unenge watengeserwa uchinzi uite mahips wanike wave nemhasuruChangamire is 'Fattyful' 🤣🤣🤣🤣 Chitopiwa macontacts naOlinda because because very soon unenge wakuda kutapudzwa iwe😂😂😂wazarisa, wawandisa 🤦chiruoko kuita sedumbu raEvidence kudaro. Basa kuita pamuromo uchitadza kuita maexercises ugadziridze nyama dzakungoenda nenyika idzi. Chibenzi🙄
Mai Dzabu🔥🤌 kastep kemunhu asina zvikwembi💃