From Our DM: Guhwa ririkuti kuChiwaridzo kune mota 4 dzapiswa pakati pehusiku kudzimba 4 dzakasiyana siyana. Honda Fit, Lorry, two ma ProBox. Guhwa ririkuti apisa haasati ave kuzivikanwa. Last time kwakapiswa Mark X iye, that's the same area yapiswa Lorry. Chii chikumbonyatsoitika chaizvo? Vamwe varikuti ku Woodbrook kune 2 dzapiswa futi (unverified). Saka in total dzinoita 6. Nhai vanhu vekuBindura chii chikuitika? Source: Bindura_Gossip
Afunga kuzviuraya mkomana vanhu vaarikuchengeta vawandisaHe is really going to to unalive himself he needs rehab AsapSometimes tisatore zvinhu for granted this guy arikutorevesa kuti anoda kunamatirwa deep down something is not right but vanhu vogona kutoona sejoke iye munhu achitoda help nenguvaNdafarira kuti ataura chokwadi ,haisi nyore murume kutaura izvo . Anoda kubatsirwa zveshuwa Mabrijo
Inozombonakidza here ndege yachoBling twice if u need help Lulu aaaahI thought that cult doesn't allow alcohol consumption??Unoidya nemuseredzero🙌asarudza hake kuti Amai Maria / Yeyeyeyeyeye arikuitadza🤣🙌Unongonzi jump then you will be like how high?Mapositori nechikafu haaa huye bodo sense pakazoita tea mweya unotobudaYeyeyeye in Lulu voice, wodiiko nhai veduwe Amai Maria ,yeyeyeyeDzinopedxisira dzangova mumusoro dzema postori idzi😂😂😂😂Unogara mundege nemuseredzero woti regai ndichidya nziyo dzatanga kuimbwa non stop
Sad: Vendors and passers-by found a baby, placed in a 5-litre ice cream bucket and thrown under a bridge near Maswede Village, along Highglen Road. Details on whether the baby is still alive are not yet known , it is believed the baby was left last night 📸 Panashe Gwesu.
Terrible accident along Seke Road close to Maruta Check on your relativesTsaona yaitika muna Seke road iyo pedyo ne Maruta hatina zera nayoNeed for speed inozomboitwa muna seke Road from zuva to maruta ma1
Iwe Tresley Faith Chikafu huree re mu Pretoria Siya Kuda kuparadza imba yaJoy.Tsvaga wako Murume zvawakanaka waniKahure kemutonono akaVanenge vasangana na Tresley Faith Chikafu batai murove hakana.kukwana kamwana aka rovai hatidi vanhu vanoparadza dzimba dzevanhuNyaya iyi iri pa 2 muxana uyu ugoshaya kana v11 re voice note rawakasenderwa. Kuona kwangu vaka creator nyaya iyi vachida kukudza Kumusha Podcast Show kuti izikanwe.haungati une v11 wotiburitsira chest.kana usina v11 rakaita SE voice note achikuti babe I love u ndezvekunyepa Tipe v11 reku lodge.chero wakagara mumota yaNyathi.Waidii Kuda Nyathi achiri mumukukuKutora hake vlog ranyati kwakuti I v11 ka blue karikubudikira apo ndokaanako pa pic rake i
A Chegutu taxi driver, Alex Sinoia, was found dead with multiple injuries in an open space in the Kaguvi area of Pfupajena on Monday, in what police have described as a brutal killing. Mashonaland West Provincial Police spokesperson Inspector Ian Kohwera confirmed the incident and said police are treating the case as murder. “ ZRP Pfupajena is investigating the murder of Alex Sinoia, whose body was found with several injuries. We are working closely with CID Chegutu to understand what happened,” he said. According to police, the body had a wound on the left thigh, two deep wounds on the left leg, a stab wound on the left buttock, a deep cut on the right lower limb, and another cut on top of the left ear. Sinoia’s vehicle, a Hon
Governor John Mushayavanhu expressed an optimistic outlook on this transition, emphasizing the critical role of building substantial foreign currency and gold reserves to bolster the ZiG’s success. However, the path forward is not without its complexities. The efficacy of this strategy hinges significantly on public trust in the ZiG and the RBZ’s capacity to skillfully manage and stabilize the currency. A primary objective of the government is to eliminate the parallel market and restore confidence in the official currency. To achieve this, the RBZ must successfully navigate challenges related to ensuring affordability and widespread acceptance of the ZiG for essential goods and services, including critical items like fuel an
PLEASE SHAREðŸ™ðŸ’” | Ndinoitwawo Medelline Duri (Amai Madziva). Ndinokumbirawo help. Murume vangu akashaikira kuUnited States musi va30 June. Ayinge ayenda through maShip ndokubva azotiza kuenda kuland. Saka ayingoshandirawo mu Guean zvemuCare. Saka vanoti akaoneka Sunday manheru achiti akunorara time time vakazonzwa muRoom make muine noise ndokumhanya. Pavakasvika vakanomuona akarara pasi mumhino muine ropa nemumukanwa saka vakamumhanyisa kuchipatara ndokufa after one hour ava muchipata. So from that time we were hoping kuti tinovana mari through Go Fund Me asi Go Fund Me yacho hayisikufamba. Ndinokumbirawo kubatsirwa ndinechishuwo chekuti murume vangu auye vana vamuone uye ndimuonewo. Tava neTwo yrs ayenda tisina kum
Harare Yobhana MakombiThe Harare City Council is planning to ban Kombis in the next thre years a development which is said to being pushed by President Emmerson Mnangagwa’s notorious business cartel—popularly known as Zvigananda, so that they capture the lucrative commuter transport sector. Harare Mayor Jacob Mafume, who is aligned with opposition renegade Sengezo Tshabangu, is reportedly facilitating this agenda under the guise of “urban renewal.” The move is widely seen as a front for loot Mnangagwa’s administration.The Zvigananda cartel—so named for its shadowy blend of Zanu PF cronies and business elites—is already deeply embedded in corrupt state tenders, including the scandal-ridden Pomona wa