Tuesday, July 01

News News

February 11, 2025

Bertha Mwana Wa Douglas Mwonzora Nhai Ishe

Mwana waDouglas Mwonzora anonzi Bertha posted on X (formerly Twitter) achiti “zvinondibhowa kuwona maZimbabweans anofunga kuti zvinoshamisira kutorwa photo         kuBackground kune varungu.” Pasina maMinutes pane munhu abva awana photo raDouglas Mwonzora ane varungu kuBackground. 😅😅😅

February 11, 2025

Pokello Achiseka Lullu Mukadzi Wa Wicknel Chivhayo Mai Mnangagwa Vane Guhwa Zvinonyadzisa

Pokello achiseka Lullu zvayenda ku private school …babe ra Wicknell rakabviswa ku Marondera kuiswa mu private jetAsi Pam bere ririkuseka muridzi wemurume here haahhaha           balance me kutoenda pechi7 nehu slay hwake akamushaya wani anomuendesa around the worlld zviripachena for us all to see kkkkZvakanaka zvinengei Lullu looking young and fresh ❤️akagereswa musoro

February 10, 2025

Harare Mbinga Armed Robbers Opinda Mumba Mavo Ku Borrowdale Voba 16 550 Usd Vachibva Varepa Mudzimai

A COUPLE lived through its worst nightmare in Harare on Wednesday night when armed robbers raided their home and raped the woman while her husband was trapped in the other room in Borrowdale.   COUPLE lived through its worst nightmare in Harare on Wednesday night when armed robbers raided their home and raped the woman while her husband was trapped in the other room in Borrowdale. The couple also lost cash and property worth US$16 550.           The family was awakened by some movements in the house, at around 3am, and saw two men, who were wearing masks, in the passage. One of the robbers pointed a pistol and ordered everyone to lie down.         They tied the hands and legs of the husband, dema

February 10, 2025

Ku Highfields Madzibaba Magrazi Votakwa Nematombo Vachitohwa Ne Siwe Rese

Yanga ingori Huhaaaaa Maihweeee Yohweee kumasowe ku highfields when some unknown men attacked popular highfields prophet Madzibaba Magrazi.. Camera man 1/10 let us down but         checker video in comment sectionYanga ingori Huhaaaaa Maihweeee Yohweee kumasowe ku highfields when some unknown men attacked popular highfields prophet Madzibaba Magrazi..   #reelsviralfbzvichirikuitwa#funnymoments

February 10, 2025

Tafadzwa Chidawa Osungwa

Lets send our prayers for Tafadzwa Chidawa, he’s arrested for a crime he committed 2 years ago nyaya yaanga afambira nhasi kunoivharisa docket         akanzi ne police “rato drama raangaotaura” Tafadzwa Chidawa kwakusungwa zveipapo ipapo

February 10, 2025

Mike Chimombe Oitwa Kafira Mberi

THE trial of business partners Moses Mpofu and Mike Chimombe who are facing charges of fraud involving US$7 million in a botched Presidential Goat Pass-On Scheme has hit another brick wall after its postponement this Monday. The trial, which was set to resume this Monday, hit a snag due to the absence of Mpofu’s legal counsel of choice, Advocate Tapson Dzvetero, who is attending his brother-in-law’s funeral. The matter was thus postponed to the 20th of this month and will run for five days.         The State is expected to lead three witnesses on the 20th. The trial, which was supposed to start last year in October, was delayed after an application by the duo for referral of the matter to the Constitutional Court.    

February 10, 2025

Tadzimbikana moyo Mutsa auraiwa ne tsaona ye motorbike tichiti azorore murugare

Tadzimbikana moyo Mutsa auraiwa ne tsaona ye motorbike tichiti azorore murugareImika and that's what my man wants to do we actually paid mari yekuti           aende nhezuro veduweeka😪😪😪😪Chonetsera motorbike ndiwe unenge uri body saka pakudonha anotanga kusvika pasi ndiwe

February 10, 2025

Tom Jones Nhai Tenzi

Hapasisina kumira mushe vari pedyo na Tom Jones tokumbira mumhanye pachipatara tapotaI have a mixed feeling about this ,guys tsveya Thom jones atori pa oxygen as we speak ,malungs akazara mvura ,but nemamiriro aita         nacat mom ,hatina kana watamboona kucat family even ana Maria na Marita vachiti donation for uncle ,Thom jones ukamuka ipapo ndokuti Uzive matrue colours amoms vako and you family ,,but I wish a quick recovery hanzi ari kutadza kufema !!!and Mukaona pic yake zvaava munotya imi!!!

February 10, 2025

Biker Mutsa Nangombe Video Achimhanyisa Bike Asati Adonha Vakomana Anga Achifamba Haya

The body of the late biker Mutsa Mangombe has arrived at his home in Mabvazuva. Bikers escorted the body from the First Mutual Parlour to his             house. As bikers, we are in deep pain over the loss of a family member, and we say, "Rest in Peace"   #ripmutsa  #zimbikersMa Biker Achimhanyika Ma Bile Pafira Mutsa Mangombe Ndizvo Here Veduwe Hama Dzinobzwa Sei Zvirizvo Zvamuuraya 😢😢😢😢😢💔💔💔

February 09, 2025

Wicknel Chivhayo Oti Winky D Arikurwadziwa Nekupiwa Kurikuitwa Vamwe Mota

@sir_wicknell mucomment section yeViral video remusikana aiti Winky d arikurwadziwa nekupihwa kurikuitwa Vamwe mota 👀Winky D is richer than sir wicknell. He hs peopl he hs valuable asset (people)   Jabhuna anozadza ari ega nema 20 Mari.. Chiitai maths dzacho megaThe entire world riches cannot buy self dignity. Fools think highly of themselves, arrogant and boastful.A lie always           spread faster than truth but the truth remains forever.Problem inotanga pakufunga kuti everyone needs a luxury car modhibha pane vamwe vasina bsa nema handouts remember Winky akasvika paari asina kna help yemunhu           .no radio station,no shoutouts no handouts no anything from anyone now makuti anoda mo

111 112 113 114 115