Saturday, May 10

News News

February 29, 2024

Pakaipa Zvinoshamisa Zvinonyadzisa Zvofumurwa Zvese Muridzi Weimba Ya Madamboss Mansion Teresa Joramu Oburitsa Humbiwo Hwese Go Gund Yakasimudza Mhepo Zvayo Yoyooo

Takakudzai kuti kuvaka imba haizi kids game iye haungomuke uchiti ndine imba yangu yavakwa nguvai kupi rini nani                     Vanhu toda kungoitiswa so ivo off the camera vanonzwanana vodakuitiswa mari nesu tichingonetaana sina basaIni hangu handina kuty team nhingi pqfacebook but apa manyanyawo idzimba two dzakasiyana idzi

February 28, 2024

Wicknell Chivayo Oti Munhu Wese Ukaona Ari Ku Drivers Aquar Vhura Door Upinde Mota Haisi Yake And Hasna Mari Yaakashandisa So Munhu Anoda Anongopindawo hahaaaaa

Wicknell Chivayo's Extravagant Car Gifts: The Intersection of Philanthropy, Politics, and Entertainment                 Wicknell Chivayo, a controversial businessman, gifts brand new Mercedes Benz C CLASS cars to musicians Diana Samkange, Mathias Mhere, and Andy Muridzo. Delve into the motivations behind his generosity, which may include political ties and genuine gratitude.

February 28, 2024

Tavhunduka Mama Vee Mhosva Achikisana Na Lorraine Guyo Ndinyengeiwo Taifunga Mama Vee Ingito

Lorraine Guyo & Mama Vee Kiss in Public ๐Ÿ˜ hanzi Varikudyanana , Ko How Far Na Peter Dhewa Moyo ? Zvizere mu comment             Lorraine Guyo & Mama Vee Kiss in Public ๐Ÿ˜ hanzi Varikudyanana , Ko How Far Na Peter Dhewa Moyo ?           Zvizere mu commentNdaifunga kuti mhosva ndewe bakers yonini , manje tonyarirepiko ๐Ÿ˜‚

February 28, 2024

Pakaipa Vakomana Vekuuraya AKA Votaura Muimbi Akavatuma Akavabhadhara 800 000rands Zvakaoma Tavhunduka

Seven suspects have been arrested in connection with the murders of well-known South African rapper Kiernan Forbes, popularly known as AKA, and his close friend, celebrity chef and entrepreneur Tebello "Tibz" Motshoane. The two were gunned down outside a restaurant in Durban a year ago, in a killing that shocked South Africans.           Police said hitmen were paid to target AKA but no motive was revealed. In his career, he had a string of hits including with Nigeria's Burna Boy.The suspects, all aged below 36, are due to appear in court on Thursday. "It was clear that AKA was monitored from the airport and Tibz was not the intended target in the murder on Florida Road in Durban," Lt Gen Nhlanhla Mkhwanazi, the Kw

February 27, 2024

Aikaka Amara Brown Vanhu Vomujamukira Zvaakaita Ku Birthday Ra Lorain Guyo Zvinova Zvainyadzisira Achikoira Akashama Asina Kupfeka

Zvimwe Zve Zvinonyadzisa zvakanga zvichiitwa Na Amara Brown ku Birthday ๐ŸŽ‚ Ra Lorain Guyo Musikana Anga Ave Kusvotesa               

February 27, 2024

Mashura Mu Harare Step Mother Vouraya Mwana Wemurume Kumusungirira Pa Durawall Ne Zambia Jira Vamuponda Ponda Vakadzi Chengetedzai Vana Charlene 5 Year Old Apondwa

Mai vane hutsinye ava, ndiye ayinzi mwana wemurume kuCharlton ParkSad ๐Ÿ’”๐Ÿ’” Vana amai kuranga rudzii uku ??? Indava mune hutsinye kudai ?           Ngavasungwe no bailAsi vakadzi chiiko nehutsinye pamwana asiri wako.Nekuti haasi wako unonzwa husatani hwekuda kutouraya chaiko.we have to stop this madness ๐Ÿ˜            Umwe munhu anenge avakusemeswa nemwana wako ngatidzidzei kusasiira varume ava vana pliz vanowana anowanikwa wacho anenge asingadi mwana wakoVarume togona kutooinza vana vasiri vedu varsity tisina kana Mweya wakadai.....           Mhandu yemukadzi ndeumwe mkadzi.....this gender ๐ŸšฎZviri kukonzerwa nana baba vasiri kuchengeta vana vavo vana bab

February 27, 2024

Sekuru Tasvu N"ANGA Ya Jahprayzer Yachata Muchato We 50 000 Usd Tavhunduja Zvimwe Zvangazvichiitika Ikoko Izvo

Tendai Chara SEKURU Tasvu’s nuptials with his sweetheart Talent Qeliwe Mpofu last weekend were rare in more ways than one.Not only was it a spectacle to have a traditional healer opting to have a white wedding, but he also splurged more than US$30 000 while at it.           The wedding reception was held at the exquisite Mumvuri weDombo venue in Hatfield, Harare. Residents watched in awe as the cavalcade of luxury vehicles made its way to the venueIn order to make the more than 500 guests at the ceremony extra comfy, Sekuru Tasvu roped in high-flying musicians Jah Prayzah, Andy Muridzo and Sasha Amadhuve to serenade them.             The Gogo Gwenyambira Crew brought in a traditional f

February 27, 2024

Zvakaoma Hazvo Scott Sakupwanya Mabvuku-Tafara MP Otaura Imi Makamboona Munhu Anopenga Achitamba Snooker Here Haasi Kufara Opopota Murimarombe Anoita Mutoriro

BUSINESSMAN and Mabvuku legislator Pedzisayi 'Scott' Sakupwanya has scoffed at rumours circulating on social media that he has gone insane.             “I heard rumours that I am losing my mind. Ndekupi kwamakawona munhu anopenga achitamba slug. It is those people who have nothing to do and are abusing drugs who have the time to spread rumours like this," he said - H-metro     #TheSundayMail             Kupenga kunotangira pakuzviti mp usina kusarudzwa nevanhuKkkkkkk iko kutamba slug is a sign of madness coz hakuna munhu ane dzakakwana anopindura in such a useless response.           Here in Vamboland kune b

February 26, 2024

Nyika Yose Yovhunduka Mai Damien Mukadzi Wa Freeman Zvairi Mhenya Voti Musamusaiza

Aewa zvakanaka titende Mukadzi waFreeman Ariku Glower and haana kumboshata mukadzi uyu kwaingovewo kutadza kupfeka...               Tinokudai tese pano Mai Damien you're very humble makhotiโค๏ธโค๏ธโค๏ธ             She's cute hke chokwadii nd kupfeka hatisi tese togona munotofana kutidzidzisa veduwe๐Ÿฅบโค๏ธโค๏ธโค๏ธIyo bhutsu inotoda maJumper cables kuti ifambe.

February 26, 2024

Madamboss Vojamukirwa Nema Fans Iwe Une Murume Ari Ku Europe Unodya Zai Ne Bavon Woda Futi Kukumbira Varombo ziwe Tipe Mari Hatidi Hatisi Kuzokupa

Hanzi numbers don’t lie ๐Ÿ‘๐Ÿ‘๐Ÿ‘๐Ÿ™         1,6 Million followers ndokumbirawo dollar Dollar dakutogadzira go fund me ukanyara haugwaze mari ndikutoida guys ah . 9 years ndiri mu industry let’s celebrate,dola pamunhu ๐Ÿ™๐Ÿ™๐Ÿ™thank you in advance. How do you go about it ,Ndigadzirirewo ๐Ÿคช๐Ÿคช Olinda Chapel The Queen of Peace                 People cant organise a go fund for our hospitals konzi bvisai ma dollar for munhu ane zvese?lets not be self centred zvakadai!I think it's wiser kuti imi madam boss mupe mafollowers enyu $1 each. To show your gratitude.           Or rather go do charity work ku orphanage,n

167 168 169 170 171