Monday, May 12

News News

October 08, 2023

Doreen Ofumura Huroyi Wa Ketina Akapa Maitt Mari Yakarasirirwa Zvinoshamisa Zvinotyisa Zvakaoma

Hanzi na Doreen Ketty akapa Mai Tt Mari yekurasirira... Haaaa gore rino zvirikubuda zvose.         Ivo vachinyanya mai TiT pese pese kungokumbira       Muroyi uya wamunoti Ketty ndapaunonzwa zvimwe zvivanhu zvichiti aida mai tt imi mukwame akauya kuzoparadza mura nekuda kwegodo rake           Naivo vanodawo mashamwari mai tt vaity zvinosvikepi naketty wavanozia ktt ndibest waluvness apa luvness namai tt havaonane kumwe kuzviparira nekudawo mafriends zvisina order

October 08, 2023

Muimbi Kikky Baddas Otoorwa Kevhi 2 Zvakare Izvi Zvashamisa Mazimbabwean

Muimbi Kikky Baddas Aroorwa Zvakare Kechi2 Advice To her Mutsvitsa tsvene Yake         Ko angadiyi cc wake Mai T2 vakava gadzirira nhaka uku kwatowa kudya riva renyika yepikirwa kuforowa matsiko asisi         Ane nhamo anoroora munhu ane zita rakadaro soo🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣 l think kudzikama nowadays its now a waste of time😅😅😅congratulations again

October 08, 2023

Ngoni Kambarami Muimbi Ofirwa NaAmai Vake Hatimunamatirewo

Ngoni said "Handina neremuromo. Marunga, Mwari vaita kuda kwavo. Zororayi murugare amai vangu.         🕊 🕊My deepest condolences bro may our Lord give you strength and comfort during this difficult trying timesOh no man you recently celebrated her birthday 🥲.       My sincere condolences bro may the good Lord console you and the rest of the family 💐

October 08, 2023

Tinashe Mutarisi Ojoinisa Saintflaw Zvechisatanist Chokwadi Munhu Kuuya Ari Mu Coffin Pastage Zvinotyisa Zvinoshamisa

Zvine chisatanic mukati izviAsi zvekuuya pastage munhu ari mu coffin yatova trend kani?         Chikomana chiya chekuTanzania (Diamond) was the 1st one wandakaona now zvakuZim, maiweee!!! Vana vapera shem🙆🏽‍♀️         Uuuuuum muchati the entrance was amazing Ari ma rituals arikuitwa it kinda looks demonic..... coffin here veduwee 🥺 even mukati art you should know art yese got an inspiration what inspired his kinda art ??         Y'all don't forget kuti music is the devil's playground too kubuda mmu coffin is just so wrong

October 08, 2023

Naiza Boom Director Micheal Machiona Oti Jatiwero Nemi Mese Team Makatadza Here Kuuya Kwandiri First Ndakakutengerai Mota Ndopakatanga Zvese Izvi

  Naiza Boom Breaks Silence: Candid Interview Unveils Truth Behind Low Salaries    Exclusive Interview: Naiza Boom Responds to Former Members’ Claims, Advocates    Michael Machiwona, the founding director of Naiza Boom, has addressed allegations made by four former members of his group – Terrence Chirinda (Jatiwero), Yvonne Chirowa (Vovo), Myron Muswe (Ozemwa), and Enlight Muzira (Netsai).     These former members left the group after nine years, citing low salaries and unprofessional behaviour by Machiwona.     He said "Kumashure kwese uko pasati patanga kuita madhiri emota, mari dzataiwanza kutambira like kuma range kuma200, ma300. But last year, ndopatai panana dzinenge dzasara kana tateng

October 06, 2023

Comic Pastor First Wife Yawo Yanga Yakatonaka Kukunda Waainaye Mazimba Oseka

Mukadzi wa comic pastor waakaramba vs waanaye ndopaunonyatsoona kuti varume haufe wakaziva zvavanodachinonzi mudzimai ndo character yemunhu not outlook appearance ..           mudzi means the Root ( mdzimai)..hunhu & respect ndokuti mkadzi ..zvenyu zvekuti hee Nyash and structure aaagh idrama.dai garo nekunaka zvaigarisa vanhu mudzimba aaagh kkkk maSlender akafa nestress         zvino mwari vanoropafadza pamunosvora🤣🤣Chamusiri kuziva varume nowadays havasineyi nekunaka kwemunhu pachiso but kunaka kwemoyo uye uri munhu anbatanidza hama here        Ukangoziva chakatadzisa mbizi kuitwa mhuka yepamba nemanakiro ayakaita vachitora dhongi kuisa pambaTinotarisa hunhu,hurudziro,r

October 06, 2023

Tino Katsande Studio 263 Chokwadi Zimbabwe Yaora Ini Ndinogara Kuma Sabhabhu NOT Gheto But No Mvura Patap Ndoyoenda Kutsime Mutown Imomo

Zim for us 🙌 Zvazvodayi kunana Tino katsande ko isu   This IS NOT A SKIT!!! Itori life yangu chaiyo chaiyo , sezvazviri.           The water table in our side of Greendale has dropped significantly. The well was at 20 meters just as we started 2023 winter          Now as we start 2023 summer , we had to dig a further 6 meters kuti tiwane mvura yebathrooms, washeni, and kitchen cleaning. There are soooo many Boreholes in our road now yedu yakubuda mbichana mbichana so we really cherish water in our home.         Just imagine, ini , celebrity wemuZimbabwe, every day kutsime .... ahhhh ende futi 😜🤭😅🤣🤣🤣. Apa ndinogara kuma burbs ka 🤭

October 06, 2023

Hwinza X Maloti Oti Evidence Chihera Urimuroyi Ndiwe Waiuya Kuspar Kwangu Siyana Neni

Veduwe if i tell you she came to my spa twice chete         Malloti Rose ndivo varoyi vacho who come around you vachitiko kuchiva why an old lady have so much time for an up and coming future star vasiye stay focused on the prize zvichanaka🙏         Tee Chivore kuwirirana kupi futi? I don't even know her that well ini

October 06, 2023

And Brown Kids Zvakaoma Amara Brown Oramba Sister Yake Chengeto Handichamuoni Sehama Yangu Handi Hukama Naye

Kwaaniko kutsvaga attention, izvozvi vaakuda kubura bhama nyowani              Zvevateedzani vana vanyamunhu hazvisi zvekupindira muchagadzirisana henyu inguva 🏌️🏌️🏌️🏌️🏌️         same mother ndiyo isinga gadzirisike manje becoz hamusangani kumusha.. Zvino blood will always be thicker         They share same father not mother Saka vanogona kusagadzirisanaI thought Ammara mwana wa Chiwoneso aswell all this while 🤷🏽‍♂️zviriko izvi ari wababa vangu we can sort our differences but kana ari wekwamai hayi mani tosangana kudenga tafa 🤣

October 06, 2023

Selmor Mtukudzi Nemurume Wake Only Real Couple In Zimbabwe Vasina Madrama

The one and only Real couple         in Zimbabwe. 🥰🥰🥰 Tell me one couple thats even close to this and I will     give you $100  Title of song in comments         Taura hako no drama unotoona kuti ava vanodanana ava kwete vanongoswera vachitinyangadza nemalive pano

240 241 242 243 244