BUT pafair she is a real Celebrity that Award she got from America rakasimbisa n qualified her to be a real celebrity....vamwe vese maCelebrity shungu vepafb chete chete... guys Nditeiwo makorokoto nhasi it's my first time to leave a comment panyaya yaMadamBoss dzimwe dzese nyaya dzinondiitisa nungo commentingKungoti haachaite maskits mazuva ano asi ukawana nguva imbonoona maskits ake ndopaunoona kuti ane tarenda risiri rekufungidzira..Senge paaiactor naTsitsi nanaAndy Muridzo nemamwe aaiactor naMerinda sister yaNgoni she is good this one.Thats why uchiona kuti fan base yake inoramba yakamira naye even now when she isnt doing any skits coz vakabva naye kure and vanoziva kuti chinopedza masports.She has some good short dramas achinzi madam boss na maid wake merinda naamwene vake,there w
Matemai dzangoonharo.Mapera kuti pepepe.Mazimba ndomadira chinhu 1 vanoku supporter uchibuda musaga zvakooo watambarara vobva vachikupa havo position yakoVachadzoka havo don't worry Wasu chengeta vanaShe is doing just fine. Just because munhu haana drama it does not mean apera. She is doing something more productive than iwe chipoko.
Kusvika muguva tapa 7years ma sisters manyama🥵❤️Ketty MasomeraTallyn Ndudzo page kana vashaya nyaya they spread manyepo!🤣🤣🤣🤣 tinonzwanana zvekudaro tisu here ticharovana here 🤣🤣 mike Tyson vs paradzai wauya gore raticharwa mufare varoi! Dai matoti vakabetserana kurova mbuya hobvuNow murandakadzi ari kujeri wave kuda kutangana naTallyn uchambotora makuhwa 🚮🚮🚮🚮Mwari vasandipe friend yakaita sewe handidi zvekufira mujeriManyepo aya namai tt taimboziva uchadaro here ini hangu handiite friend inenge iwe ndozoswera ndafumurwa hangu
Uko ku Germany Jah haachauyi takapanzwa , ma tickets aidhura kunge show ya beyonce , chidzoserai vanhu mari dzavo zvekuti the ticket it's still valid until next show ratove drama Dzosai mari dzevanhu chete tickets where from 95€ dzosai mari dzedu Vanhu va canceller ma flights ,hotel booking and train tickets they are going to be charged dzoserai mari dzedu tiri ma students Next time dzikisai mari plus itirai pari Central kwete kumagaro kwenyika honai vanhu vakatenga ma tickets havana kuzowanda
Uk women tsvina chete aaah vanohwina 🤮Ndo dressing ye Gig hre iyi🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣Ukarinzwa richitsvinya unoti roziva zvese. Sasikamu remunhuAne pink should give the1 ane black “mahidra 👞 Ketty give pinky deki ne bag Then ketty ngaaphihwe zvima sandals 🩴 na Rose.🤷🏿♀️😏😏
Handifungi kuti ihama yechokwadi.Angazotamba nemunhu anotuka mai Murata kudaroI don’t think mai vangu or Hama yangu ikarwa kunext door munondiona ndichidya sadza ikoko maybe icousin yepafacebook ketty chose her sister iwe busy ikoko ziRoseSaka Rose atokushaisa peace manje akararama zvamoda imi life yacho inenge ichiri yake hereNyangwe isiri hama,if you call me a friend and if I fight with my enemies ,you talking with my enemies you were never a friend but a evil monitoring spiritCousin Rose munyatsori hama yaFeridhongo here imimi???🤔🤔Asi kazeni uyo ihama yafeli zvekurevesa here???
Iwe usataure mashura rose Ari wrong hake beside Mai tt what about kutaura nemunhu akatukirira maiguru na bkru vako chii chakadaro Ketty akamira na Doreen which she was right ko Rose chichakadaro Rose is true definition of a sascam handidi kupikiswaVanhu vari kuti Cousin Rose ari kutambirei naKetty, munofanira kuziva kuti Rose haahotspot nyaya dzevanhu. Namai Titi havatorina hukama, vaingoenda kuchurch one and happens kuti vanemutupo one. Rose is someone who is so cool and Felly anoda munhu waanotonga or asinga muintimadate like Rose. After all mai Titi had blocked Rose kudhara, so zvikiti let Rose atambe newaanodaNgaanyarare asati miss my blood ketty akachooser waamai vake ko iye ..plus ndiye akaudza ketty kuti tt anonwa mapiritsi pane ropa chaipo hausiye munhu achituka dzinza rese sezvaka
Tsitsi naRoreni muchanzwa butter netwuma pics makafuratira camera muchida kuratidza vanhu mhatur dzenyu kuti munyengwe nembinga😜😜. Ko kuitawo mapose seana Poky nana Tanya munobveiko.. Twuma bhishu twe2 centsAko kamunoti tsitsi face yacho inogara yakaita semunhu abva kumukaI notice kut mazimba vanofarira kutambura kwemunhu ma socialite anotambura haambouyiswe pano
The suicide note left by the man who killed himself coz his wife was bedding a Madzibaba.. Dai vakadzi mafa tazorora😢😢😢Dai varume vese vapera kuzviuraya tazororaDai arimukadzi ahurirwa maiti namata tsanaya etc and the cycle keeps on repeating itself and she will still be standing tall iwe bhangu kungobata message chete otozvisungirira aaaah varume dai mambotsanya nekukwira makomo 🤣🤣🤣🤣🤣 anyway ripAaH varume mutikwanire kufira munhu anechinhu chake wuine chakoImi pamunot hurira kunodzi nani ifai muzorore
Chikiti akasvika pakuenda kujere asina kana picture naJah Prayzah ndozvirikurwadza zvimangoyi 😂. Kutombozama kuda kutenga attention yake nekuEndosa music akapiwa cold shoulder zvinova zvakasvika pakurwadza Bete Mumukaka nezvimwe zvikitinyana zvake Jeyline Makomborero vavakuita zvePhoto grid 😂