Nice makeup Nice dress Queen vangu ndimi ishe ndokunamatai Makachena mami Zvekuzoti ndokunamatai zvabvepi muchitadza kunamata Mwari busy kunamata munhu
Asi Mbuy.avapiyason kai not Mbavha iyo
Zvanzi mai tt vakatuma vanhu kunorova some1 munhu uya ndokurohwa pakaipa akatandadza ketile ati nyaya iyi akayiudzwa nemunhu aipinda naferistas mumachira akati zvee tinashe akarambira feli kuti aneropa mumaoko ake azopedzisa achiti kuti ndimire kutaura nezva chikiti ngandipe mari yangu yakaenda kwaforget plus mari yema wig akapisa nebhachi nebhutsu akangondipa ndobva ndasiyana naye heyo nyaya feristas
Chero mukatuka Ketty asi mura Ari kuziva kuti Ketty akamugarisa mudhish ndosaka anyarara kuto nhodzwa Kwa charuvika Ish
...Tirikunyara senyika ne dressing yako iyooo Faith Wadi kuramba kuenda kuma Awards kwacho....takambokutsiura kuti usatambe naTariro Geziiii hona manje iye ndiye akumhanirwa nembinga iwe uchingoita kunge garikuni kudaro.
Muhari vamwe tichimo takatorelaxer hedu, tinoda kuziva munhu akauraiwa ne zita rake. Seyi asiri kutsvagwa as a missing person. Ketile usati tiite matofo iwe huya ne solid V11 ukadaro ini hangu mumbiya ndinobuda pasina ndofiremo ndokubhejera.
Hesikani muroora wangu mbuya waPiyasoni pauno namata wakurara upote uchinamatirawo Mai tt hachazvigonewo ari1 kana zvichibvira ita hako shamwari yavo Mai tt
FIVE ZIMBABWEANS DIE IN BOTSWANA ACCIDENT THAT CLAIMED 22 LIVES Five Zimbabweans were among the 22 people killed in an accident in Botswana on Thursday when a Sprinter minibus they were travelling in collided head-on with a haulage truck. The five Zimbabweans comprise of three males aged 52, 56 and 66, and two females aged 37 and 49. The sprinter was headed to Maun while the truck was in transit from Zambia to South Africa. The bodies of the deceased are still in a mortuary at Nyangabgwe Referral Hospital while awaiting to be repatriated to Zimbabwe. #IsaacPinieloLive #DailyTrendingTopics
Waona hako mhikicha yakadai ungambofunge kuti zasi uko kune gunguwo🤔Nyangwe makat guru gunguwo hapana chinobva paari plus hazvisisina basa rwatingovawo ruzha chete rwamavakutaura chatinoziva ndechekut zvakatodarika zvakaitika tatomirira zvimwe kut muwane basa rekuposta fut pasina Mura hamuposte chinhu
Aya malegends aya..I think mudhara akatofa nestroke 😂😂😂 Shuwa kunyepera munhu vana 3 haa vakadzi denga renyu motopinda iroro ramunoona pamunotunda paye muchiti "ooh guard im coming".Mainini vati maresults ari right chaizvo hatingati mushini wanyepa vana vatatu vese havasi vakule avo haa vamugabe one day muchafendegwa nemunhu vakadzi zvivindi izvi mozviwanepi🤔😒