Saturday, May 10

News News

June 03, 2023

Chichi Bosslady Busy Kudya Hake Mari Dzemadununu Eku SouthAfrica Akabiirwa Ma Pyramid Scheme Muchadzidxa Riini Iye Na Feli Vese Imbavha So Ngaasazviita Mutsvene

Icho! Mari dzenyu dzamakavharwa papyramid scheme paya dzakutsengwa mai mwana and hanzi account yangu inochokonyoreka zvinodadisa pese pandoda kuchokonyora mari 🤣🤣🤣 And mbavha dzemazuvanoI hadzichambonyari hunhu hwadzo veduwe. Dzinotosasa yadzada and dzirikusvotesa mavictims adzo big time🤣Muchangwara zvenyu. Hanzi ndiri rich, very very sarcastic mbuya iyi.    #richn'anga   #richsangoma   #richmbavha

June 03, 2023

Zimbabwe 🇿🇼 Yese Yoti Ketty Vhura Kana 10 Pages If Feli Hack Will Follow You Uri Voice Of The Voiceless Mouth Piece Yenyika

Vhura chero 5 ma page for back up. Thank you for being the voice for the voiceless 🥂

June 03, 2023

Zvese Zvavepachena Zvinotyisa Zvinoshamisa Maitt Vonzi Gore Rino Uchafira Mujeri Mhosva Hairove Kettina Is Coming With Evidence Aiwa Iyi Shamwari Yazokuggona

Mhosva hairove shame 💔Munhu wese ukatoita court case unoto tonyora chete so chazoshamisa chii pakutonyora

June 03, 2023

Joey Nyikadzino And Mabrijo Vonzi Ndivo Varikubuda Ne Gold Mafia Tuma Agents Zvinoshamisa

Rimwe goridhe rese riri kubuda riri mutwu suitcase utwo twodzokawo twuzere madrugs.   Mabrijo naMudhoto vane ma business api chaiwo ?/

June 03, 2023

Maitt Vofumura Veku Courts Varikuiita Huori Munyika Mumkayj ay Evidence Iripo Mhosva Hairove Muchaenda Kujeri Mese Ndozvinoita Mwari Ppr E corruption

Mai Deco aka MumKayjay Kristle evidence pfeeee apa kachitotaura kega😂😂💃💃 ndozvinoita Mwari ..Murikuziva PP akadealear nenyaya yenyu iya yekuda kuuraiswa naKamuchacha dzoserai nyaya kucourt tione kuti ndiani PP achada kutonyorwa naye this time.Justice must prevail.

June 03, 2023

Kutsvaga Mari Nezita Ra Felistas Ketina Kukumbira Mastars Wanyanya People Paying Those Stars Havana Kana Food To Feed Vana Vavo Asi Varikujucer 10Usd Kukuona Uchituka Ita Sa Tatelicious Haakumbire Vanhu

Chiriku kumbira ma Stars day in day evn Tatelicious daznt do this much of kumbiring sakamuchaita sei🌟🌟✨✨✨✨✨✨✨✨✨✨✨You deserve this starsBarbra Mutogo ukaziva social media is a devil vamwe vakutenga 10 us data to watch munhu achituka apa vana havana porridge

June 03, 2023

Tinashe Na Ketty Want To Destroy Felistas Because All the Audios Abva Kuna Tinashe

. 1Tinashe na ketty ndovarikuda ku destroya felly or ketty akanyengwa na tinashe bcz MA audio ari kubva Kuna tinashe fanika panzi musikanaakati batsirai pamuchato wedu huye bodo  

June 03, 2023

Evangelica Sandie Oti Kofi Olomide Muroyi Mudhure Mekunge Asina Kubhadhara Guru Raakadya

Evangelica Sandie said Moyo wangu unoda Kureurura asi wakaremerwa hawo nekuti murume wamuri kuonapa uyu Ka ...... Muroyi

June 02, 2023

Jahprayzer Otatarika Nemasong Ake Aka Blue Tikwa Nevanhu Otadza Kusvika Million Views Apera Mukomana Dzangove Nharo Dai Ari Winky Atosvika In A Week

Jah wotatarika nemasong ake akutadza kupinda 1 million n 2 weeks .apera murefu dai ari winky atomu 1 million views kudhara

June 02, 2023

Tocky Vibes Toziva Unopiwa Hembe Be Jan Jam Asi Usanyare Kutaura Kuti Ka Trouse Kadiki Sure Kusvinya Mabhora Mukatight Ikako Chamakuvangu Musanzwaro So We Love You

Toziva munopihwa hembe nana JamJam asi usanyare kutaura kuti katrouse kacho kamandipa kadiki karikushinya plus kasockspedzisa. Unokuvara wega.Dzidzawo kutaura munhu usangokumba zvese.

313 314 315 316 317