Hanzi vakaita 3some tete apa vaine nzara mumba mavo futi 😂Mai crush vane zvikomba zvavakanorara nazvo Ku Vic falls Mai crush vakabhadharira Mura Mari yekubuda mujail Mai crush vakurara na solid Mai crush vakachatisa solid nemumwe mukadzi iye ane mukadzi wake nemwana kuzim Mai crush vakasenda matsotsi kuti auraye kettina panga ariku joza Mai crush vakaenda namecky ku Mazowe kunotora mushonga Mai crush vakavhara munhu 7k pounds Mai crush vakavhara munhu Mari dzema solar Mai crush vakapa aunt masibanda Mari yekutenda nabase ravanga vanzi endai munokwirana NE zvikomba Mai crush vatinetsa😂😂😂ð
Wakatuka munhu wamwari Yoko chiona manje munhu wese Ave agnest iwewe waiti yoko chidumbu chii ichi mother Mai Mazoe mukwane mahwa Vakandibhowa chavaitukira Yoko wandofarira chii. Ivo vanaro wan zidumbu nxaaaa That's a true sign of being a woman for some that tummy is manageable but for some it's beyond their control, hapana need yekusekana apa mai Mazowe was wrong to point out kuti zidumbu nokuti ivo vanarowo and there is nothing wrong apa
Four time Mr Ugly Zimbabwe winner Mison Sere collapsed and died while he was relieving himself at a family house in Mabvuku, with his death linked to the abuse of drugs and alcohol. A family spokesperson, Danny Sere, told H-Metro that the 51-year-old had been showing signs of mental instability recently. Mison has been abusing drugs and drinking illicit alcohol for some time. At one time, he would show signs of mental disturbances due to drugs,” said Danny. Known as a larger than life character, Sere was now reportedly going around the neighborhood in search of funerals, where he might get free booze. “ &n
Four time Mr Ugly Zimbabwe winner Mison Sere collapsed and died while he was relieving himself at a family house in Mabvuku, with his death linked to the abuse of drugs and alcohol. A family spokesperson, Danny Sere, told H-Metro that the 51-year-old had been showing signs of mental instability recently. Mison has been abusing drugs and drinking illicit alcohol for some time. At one time, he would show signs of mental disturbances due to drugs,” said Danny. Known as a larger than life character, Sere was now reportedly going around the neighborhood in search of funerals, where he might get free booze. “ &n
A day after Philippines based Zimbabwean filmmaker Violet Avoid reportedly committed suicide by ingesting rat poison, her husband, Tichaona Madzikanda has claimed that his wife is still alive and has only been ill after suffering from a bout of food poisoning.day after Philippines based Zimbabwean filmmaker Violet Avoid reportedly committed suicide by ingesting rat poison, her husband, Tichaona Madzikanda has claimed that his wife is still alive and has only been ill after suffering from a bout of food poisoning. Avoid has been trending following a story that she had allegedly committed suicide only a day after she celebrated her 33rd birthdayViolet did not commit suicide, she only took poisoned food. All
Prophet Makandiwa vanopa President ED Mnangagwa warning yakasimba maererano ne 2024 budget iyo yavari kuti ma Zimbabweans anofanira kuratidza kusafara nayoUnited Family International Church (UFIC) founder Prophet Emmanuel Makandiwa has cautioned President Emmerson Mnangagwa against making life tougher for ordinary Zimbabweans just trying to make ends meet. Makandiwa’s warning comes hot on the heels of Finance Minister Mthuli Ncube unveiling the 2024 national budget, which has faced widespread criticism for being ‘anti-people’. The budget introduced a slew of taxes, including a wealth tax and a sugar tax, leaving many discontented. Also Read:&
ko nhai Docas unonoona munhu arikurwara nehembe yefuneral policy?
Kurera imbwa mangwana inofuma yokuruma . Wakangopinda mulife yemai mazowe Kuda kuvaparadza Ngadzoke hake Ku Africa vadzimu vako havasikuda kuti ugare mu uk Some friends inyoka iya inonzi Tsvukuviri & ukasavangwarira they will pull you down they come to your place & applaud you yet they envy you & wish it was them who have what you have or who are in the position that you are hence they now go around creating stories & backstabbing you , tikangogona kuonera izvozvo sevanhu vatema zvehushamwari izvo hatizviite Nyaya yacho ndazoibata mecy ndonyoka tsvukuviri chaiyo nyaya dzacho kuti dzibubude ndeye apa taikus
Inini hangu I wouldn't date someone I'm doubtful of theya gender ðŸ¤£ðŸ™†â™€ï¸ Kwaingova kuvhara vanhu takuzviziva kut Mhosva inhochani inga akazvitaurira ega wani Back view yakada kufanana neya Sphalaphala saMarothiHandipo paka zorwa mukomana ere apa nasis
Ketina Oti Mai Mazowe Problem Yenyu Ndi Mecky Ndo Downfall Yenyu Ndiye Arikuita Makuhwa Ese WHY kurasira Mecky Nyaya Nekuti Haana Mari Murikuzvinzwawo Sei Apa 😳😳😳💔💔🤪🤪Hezvoo Haisi nyore kugara mumba nemunhu especially kana uri mukadzi mukuru, pane zviri kuitika pakati pa Mecky naMai Orosi... Mecky ari kutaura nevanhu behind Mai Mazoe... Asi Tatelishasi akazvitaura kt mumba ma Mai Mazoe hamugarike vanoshusha dai Mecky abuda vachiri kuwirirana ....Mecky, Mai mazowe na tete masibanda vese zvavo hapana mutsvene vese makuhwa. Asi mecky na Mai mazowe hapana hushamwari zvapo because chese chaitika anoburitsa kumba. Mecky