Friday, July 04

News News

July 09, 2023

Shadaya Oti Kubva Olinda Zvaakachekwa Nyama Akuona Tytan Seasiri Chinhu Type Yake

I agree with Shadhaya......Olinda kubvira zvaachekwa nyama akuona kunge Tytan haisi type yakeOlinda does these things to spite Tytan all the time odeleter hake post or deactivate account.. Attention Seeker chaiyo Tytan odzokazve oti I love my wife bla bla zvinhu zvacho  Pane zvinenge zvichiitika kuseri uko but Nkomo ane mapaper here or ndozvanenge achinyengerera and OC plays this card always with intentions to show who is the King in this relationship.. It’s sad asi vachadzokerana vochatazveAsi zvekti vanhu muchinetsana munoisireiko pasocial media munotadza kugadzirisana kuseri here kna kunyarara ,ndosaka ndichida Madam boss ane hunhu haunze zvemarriage yake pasocial media

July 08, 2023

Polokwane South Africa Tavengwa Mujoko Akashaya Akafira Mumvura 6 Days Now Hapana Hama Yati Yauya Kana Paine Amuziva Tibatei

Makadii mhuri yeZimbabwe..kana pane anoziva mukomana uyu anonzi Tavengwa Midzi Mujoko akashaya kuno kuPolokwane South Africa.. Akafira mumvura akazowanikwa after 6days .Saka Ari kuMortuary .. hama dzake hadzisi kuwanika.. plz helpDambudziko maraster akadai aya zvizhinji zvavarikubata zvisakarurama muno musouth Africa anyway ripHaana kupondwa here akakandwa mumvura veduwee chinyika Chino chapedza vana veZimbabweMaybe vakamuposera mumvura killed him so that you can have a wrong information yekuti afira mumvura

July 08, 2023

Maitt Vachitsanangura Nhoroondo Yehupenyu Hwavo Mujeri Akabva Kure Mukadzi Uyu Zvavekunzwisa Tsitsi

Zvekuti akaba akazovedzera magaro and so forth haaa zvatozviroto mukadzi uyu akabva Kure veduweTese takabva kure just that our lives are not displayed on social media.  This is nothing compared to some of us here. Just that uyu akazoda fast soft life apa mumusoro hamuna chiro apa usimbe.....Imi asi munofunga kuti akuna vanhu hobho who have been through a lot. Ngaafe uyu vanhu vazorore mbavha inoba because of zemo rembga pahwahwa. Get away. Ngazvife sevarikufa mazuvano avaMunhu anotangira pasi achisimuka,,, ava vanotanga ne kusimuka kuromba,,,, there's nothing wrong abt 2017 aitobaka by that tymPachembere yakabika mabwe iya mukati hatina kunyeperwa here namuchembere anenge akabika nyama akazoisa matombo mumuto kuti vazukuru vasanetse

July 08, 2023

Lorain Guyo Onzi Ita Wako Mwana Womupa Zita Rako Wa Madamboss Uda Azotore Varume Vevanhu Nekunyepa Makore

Zvara wako nathomas umupe zita rako kuda kupomera mwana hunzenzaIiiiii hazvibude mwana agotanga kunyepamakore ake kuchikoroAhh adanane nevarume vevanhu Mwana akura mweya yezita inoteverekaKo iwewe ingoita wako kaa umupe zita ra madam boss usiyane ne ktaura

July 08, 2023

Mafavours Arikuitirwa Maitt Kuchikurubhi Acho Akatooma Kuiswa Panumber 1 Pakudya Matemba Asina Mafuta Nekupiwa Bucket Reweti

Zvikunzi vari kupihwa special treatment kujeri here ava? Mujeri hapana chinonzi special treatment  Ma favours emujeri ndeekuendeswa ku canteen kuri kubikwq muriwo usina mafuta  Kuiswa pa number 1 parikupakurwa matemba asina mafuta akasangana nemasaga  Imwe yema favour ndeekuti unonzi umamire mu jug husiku ukabatwa nemudumbu vamwe vonzi weti chete , SAKA Ndoinganzi Special treatment here iyi?Zviriko kazeni ndaiveko zvangu kuChikurubi uko kujeri kwevakadzi bhoo wena kunotonakidza uko magadhi jeri bhoo vanhu ivavo kuvarume ndokunoti netsei

July 08, 2023

Kusiyana Kwemalevels Ehumbavha Tally Anobira Zvitunha Zvakafa Kubasa Avo Vanobira Facebook Fans Masocialites Edu

Kusiyana kwa level rehumbavha, Tallyn anobira zvitunha kubasa kwaanoshanda iriwo team rinobira vapenyu nesocial media .Vaya vanombowanzo zoomer shoka vuyaivo muti zumirevo mapepa ayo tigonevo kuverenga tifamvirane navamweAnoseenza kupi nhy chipoko inga chipoko hachizorore sengozi

July 08, 2023

Vanhu Voti Ketina Ndiye Akaudza Samaz Hapana Hushamwari Apa Maiit Vaikwirana Na Kcie Chikomba Cha Rose Ndozvakaparadzanisa Macousin

Hapana hushamwari masocialites Ketty ndiye common denominator apa Cousin Rose chabvondoka zvese zvakubuda Loveness dzoka nyaya dzanga dzakubuda dzonakidza Kaycee mukonowetsambarufuta arikudya all socialitesWho is this Kaycee, what is the name of his page. Akapinda mumaguru amai Tt ane zvivindi ko even rakadambuka.

July 08, 2023

Chihera Oti Hatisati Tamboona MaNdebele Anoita Seanopenga PaSocial Mefia These Shonas Kushaya Hunhu

Nop stop that nonsense pama ndebele ndo reactor very fast,mashona ndisu totofanhwa kunopihwa ma lesson erudo nema ndebele,vano minder business ravo vanosimudzirana vanoshanda vachigona kuzoshandisa Mari yacho,vakasangana kune dzimwe nyika vanobva vatoita hama ne hama that's muchiona kuti ma streets kids echi ndebele mashoma cz vanotakurirana mutoro, it's very Rey kuona mundebele anonhuhwa hapwa vanogesa, remember the believe in working hard Saka nguva ye kuswera pa Facebook vanoiwanepi vanozoita va Free, plus isu mashona tinenge tisingadi kuti business riitwe neumwe akaitawo moti akopa, Saka mandebele vanosimudzirana and havakwati, Saka Havana chekuswerera pama live vachitukana bcz vanodanana nekutakurirana mutoro vanenge varimo muma teresi vachiona tichipenga tichitukana ,tichi to

July 08, 2023

Vanhu Voti Mbutu Chinena Cha Lorain Guyo Chakagara Pachakagadzikwa Hakuna Mabasa Zvokwadi

Mbutu yakagara payakagadzikwa zva jahBut mbutu ndokuti mudzimai hakuna asina i love iyoyo inodhidha ndopataka gadzikwa unoda kutibvisa?Saka mazuvano ndoyatova life style yedu kungofunga zve bonde cheteTozvoziva kut mabasa hakuna but hamusi makuzonyanya kushaya zvekuita hereUopenga and pfungwa dzako dzakaora..if you see yourself uchidai I think you need Kuvharirwa Ku mental institution.

July 08, 2023

Celebrity Shungu Patricia Jackie Why Uchingoda Kuzvikwanisa Pese And Ndiwe Unofarira Kutamba Nembavha Dzese

Iri remazamhu anenge arikuyamwisa chiremwa remwa anongohakira  Paaiwirirana na mai tt aiva defender muma streets even achitoona kuti zvaive wrong but because ai benefiter something now akuna Joey waari kuziva kuti arikuba just because akapihwa mari ye start yekuhodha mabhero akatengerwa mubhedha ndosaka ari ku defender joey  Uri mh@t pab@ch pakoKuda zvemahara kunge honye 🤣🤣🤣...fambai naye musikana. Nxtym asuzumirire zviri mubin ndazive zvinenge zvaora....anomirizikira Zvipande achifakaza zvaasingazive kuti zvidii fokofu .Muchishona urikuda kuti Ano farira Kutamba ne mbavha hre munyoriShamwari ndoyacho munyika ino Iwe tsvagawo zvokuitisa mari shaar Siya kutarisa madhiri evamwe .you just wasting time apa

336 337 338 339 340