Heede kaSenzeni karikuglower wena kabvumwa nemereji.Chete vachiri pahoneymoon rega tigoona .Ini naMoreby takambobhebhesawo pano rudo ruchitsva asi zvakazongopera.
(Winky dzidzawo kubva kunaJah P haanyare nemukadzi wake.Takatomuona achitomukisser pastage...Iwe unoita kumuviga asi haaite kani kufamba naye??.Unodiiwo kungoita zvivindi zvaComic Pastor haatombozvitsvage zvese izvo anofamba naye mukadzi wake achitomukissa futi pajekerere zvakaoma zvakadaro.
Ngochani manyama dai Makopawo Emily na dumiso kugeza
Wandi Ndlovu southafrican pornstar and Davido Singer scandal MacG’s podcast was hosting Wandi and she made claims that she serviced Nigerian superstar Davido. She explained all the internal details of his parts but said she was disappointed as she had thought she would get a better compensation and she was only given 200usd for davido a millionare.
Something is cooking (Madamboss Riddim) Levels Production @Fantan @chillspot_recordz
Pane achiri kuti my role model here tiende kuno murapisa pfungwa? Mbavha iyo, fraudster, swindler, kuzviroora nemari yekuba. Kana achiripo hake anoti role model unofanira kuiswa kuvarwere ve pfungwa. Quincy Manzvenge Chiranga Mapenzi Wiseman Harry Bailey Smith makadiiko pano. Back and bouncing here.
Zvamamanje ndiyani ane chimuti ...mai tt bho here nekunyarara or ashaiswa re muromo ne ngozi yekwa masomera...let's vote
Holyten Pana chichachinja apa first born yatovepo kareI hate varume vasingade kuchengeta vana . Kutoendeswa Ku maintenance zvikutoreva akunetsa kusapota mwana wotoona mumwe munhu achisapota such rubbish nxa
We apologise to Tinashe as a nation.Waita basa takuzivawo side rako.Sorry zvenyu chikandamina.
Olinda unenge unonetsa Tytan iwe, shuwa mwana kushungurudzika kusvika pakushaya hanya ne life yake kudai? Obvious apo Tytan aitoti kusiri kufa ndekupi ahh dzora moyo Slender Chapel