Tisati ! Tasimuka mudzirwendo,ngatipfugamei tinamate! Ma satanist! Arikupatroller ! Achiuraya Seke Road Zupco Tsaona Veduwe December Uyu Ngatifambei Mushe mhepo Dzakasimuka Dzema Accide..ntðŸ˜ðŸ˜ðŸ˜
A ZUPCO bus involved in an accident along Seke Road Seke Road Accident irikukonzerwa Nekumhanya izvi zvasiya Vakawanda vakuwara
Holyten Iramba Kuitira Mwana Wa Chelsea Happy BIRTHDAY Happy birthday little one tipei size yebhutsu tigowana vanoti chengetawo patochembera. Vana murambiwa ava ndivo vakazodzwa nemakomborero ava💖🎉 🎂🎉 Happy birthday Nana ....sezvo Baba vako varamba kukuita happy birthday 🎂🎉🎠Holy Ten akapakwa nefoshoro na Kim 🤗
Ndopaunoona kuti kunze uku hakuna kumira mushe. Girl was allegedly poisoned on her roora day coz akabva kumarooro asinganzwe mushe and was hospitalised 2 days after. Ukuwo zviri kunzi murume akabanner all family members kupinda kuhospital kwacho coz anga avanzwa vachitaura zvekuclaimer insurance. Imagine getting married and you don't live to enjoy the marriage💔💔💔 Lately the girl has been winning, anga achiita mashows ari sold out all over the world May her soul rest in peace
Mashura Gold Mafia prophet Eurbert Angel Vakunamatira Vanhu Mumunda Me goridhe Kwavanotora. Kuita kupfugamisa Mbavha Imwe Iyo Inonzi David Munowenyu Wekuita Armed Robbery In Zimbabwe Chiyadzwa Bocha Akatiza Munyika Izvezvi Adzoka
Mashura Sabhuku vekuchipinge zvokera zpabhora masvada pahuro Mushure mekurara nemukadzi wemunhu
Enzol Ishal Wife Otenda Mushure Mekunge Atengerwa Motokari Se Christmas Present she writes "thank you santa my husband Enzol on her instagram " Bhudhi vangu Enzo vatengera muroora wangu motokari. Thank you Enzo and congratulations muroora
Zuva haasi iye wekunodzoresa beche here ku Gweru uko raiva radhamba kunge mugomo.... Raingobuda mvura achifambaNHAIWEEEEE ZUVA Ko kungotengesa MACHEMBA AKO UNYERERE😂😂😂😂 Ndakunyara , dai pasina magaro ako andinoda ndingadai ndakunanaira😂😂 SISI MAKISDHONDORO😂😂 #HOMWE_iHOMWEðŸ‘ðŸ‘ðŸ‘Kuita MAGARO PADUMBU😂😂😂😂😂😂 Olinda first wifey Yangu ENDESA ZUVA KU TURKEY ANODRENWA😂😂😂😂 ZINYINI RAKASHAMA KUNGE MAGATE EPASOWE RA MADZIBABA WIMBO😂😂😂😂 KU GORAAAAAAA Zuv
BREAKING NEWS Mushure mekunge High Court yabvisa maMP eCCC paballot Paper remaBy Elections, ZEC yati iyo Scott Sakupwanya ndiye ave MP we Mabvuku Tafara,hanzi ahwinha uncontested 😂🌚🙌🤦ðŸ¾â™‚ï¸ Saka apa basa ravachamisa nderei kana zvese izvi zvichingoitwa vakanyarara kana opposition isina chainokwanisa kuita vanhu varikutambudzirwei kuye kunovhota 2 months ago someone here on Facebook once asked a question yekuti " ndedzipi nyika dzisingafarire maZimba, dzisiri safe kugara?" the best answer that was given by a number of people was "iyo Zimbabwe yacho haidi macitizens ayo"
MNANGAGWA HATES ZIMBABWEANS HE DOES NOT RESPECT THEM,THIS IS PROOF HE RIGGED,LOOK AT THIS BROAD DAY LIGHT RIGGING. 0The best way forward now is to have the people rise up and say noBring back our MP we elected in August... Mugabe President said it before he died "embrace for more torture and pain from the guy you chanting for today"...its worse than what he said