From trusted source Hie Pamelah please hide me and help us make noise for murume wamai maketeni akavharirwa mumba akatorerwa phone he no one pa hama can get hold of him nenyaya yekuti anga akuda kuenda UK ,she knows havachadanane but haasikuda aende anyway,inini personally I believe arikupiwa poison mu food achangonzi afa because ndirikungorota rufu kubva paitika noise yacho achizotorerwa passport,Mai TT vanozviziva vakatoti siya murume aende hauchamudi but hapana chirikubuda.not sure if this move might save hama yedu
Fungai nyaya dzaFeli anotodawo kukwana kwana chaizvo padzinoitika nyaya dzacho anodii kugara auya nadzo kuti Feli adai anoda kumirira kana vanhu vapesana ouyawo netwake twunyaya
Zvinoshamisa Zvinotyisa Felistus anocollecta kamaSperm evarume vese ava kushandisa mushonga. Ndooanoshandisa kuvhara vezvikwereti. Akatemerwa nyora yemasperm.
Mweya Wamaitt Wegodo Nehutsinye Ndirikuita kubuda musodzi nemufaro..Zvese zvirikungobuda pachena like play like play..Taizviziva hedu kuti vamwe vanhu kukutuka kwacho it wasnt even normal, nhasi nanaNdodo vese vakutaura chokwadi chese chekuti vaibhadharwa shem..Mwari uyuka..Chokwadi hondo hadzisi dzedu kurwa.Ramba uripamabvi Mai Miki.You are loved❤️❤️
Baba Harare muchirikisvira herr Felistus Murata. Hamutye kuzopigwa strain yeHIV yaFeli yakazanganiswa nemasperm evarume 500. Musadaro Baba Harare. Ndanzwa kukunyarirai😢😢😢😢😢😢
AnaNDODO dzidzai kuna Swagger STFZ Nation haaswerere nyaya dzevanhu kuita makuhwa kutengwa ndaimbomuvenga ndichiti Swagger haana kukwana but haabaye live button anoita live achiita make up yake nekuenda kutouch line kunotengesa mkoshooo wake. Musangotumwa kuvenga vanhu vasina mhaka nemi ramba wakadaro Swagger naBigSam The Comedian uyu haana drama asi NDODO unobvuma kuhotspotwa kuvenga vanhu dzidzai kune vamwe
Complaints which are coming from various artists and public figures are saying that Ku Gava restaurant kwaita huroyi hwemuchetura muchikafu Food poisoning chaiyo Plot akarwara botsakufa mazuwa maviri apfuura aya
Shema TV Thanking vanhu "Thank you very much for supporting Baba and Mai Ruva's Family. This is one of the best project l have done ever since l started philathropic work. I personally learned many things: be it communication skills, personality traits, biblical & traditional beliefs both from the public and on the ground. Just to mention but a few, my gratification goes to all individuals, viewers, pages and groups like People's General Shellaz, Ladies of Zimbabwe in Australia, Let's Help Zimbabwe, ZimCelebs, Pahushamwari, Mafirakureva, Zim Social Media, Zimbolive Tv, NashTV, Mbingaldo TV, TEO Events, Madam Boss, Olinda Chapel, Tatelicious, Sis Melly's Diaries for supporting this project. May God Bless You🙏❤
tinoita setino joker kuwanzirana pano but this person is a professional conwoman ..after nhema dzose dziya kuti i have houses ,trucks and cars...now im starting to believe kunyepa futi kuti baba titi ndovakaunza chirwere .....aka kakangozvarwa kane shavi rechihure ....
The whole country Not Happy why maitt Capping Graduates. Angava magraduates erudzi rupi anodaidza special guest isina kugraduator iyo? Inspiration yacho irikundivhiringa.Cap of knowledge vanhu havachai respecte🙌😫😫