Saturday, July 05

News News

May 07, 2023

Maitt Ghost Roti Ketty Na Doreen Mese Munonyadzisa Baamai Venyu Ketty Maitt Vakakurwadza Waida Hushamwari Ndobva Wasvipwa

Ketty Masomera Unoewadziwa Shame πŸ˜„πŸ˜„πŸ˜„πŸ˜„πŸ˜„πŸ˜„ Live after live πŸ‘πŸ‘πŸ‘ unoda kuzvipa mbiri yekugona kutuka vanhu iwe hapana chaunogona Dhaka boy chaunogona kuti # Gongomutoto kungwarira zvinyadzi . Hanzi Heeee neni tinopedzerana kuda kufadza chaunga . Olinda wakataura asi zvakazodiiii uchimira mira uchida kuti asungwe uchifonera vanhu vaiti vakabirwa naye mari asi akazosungwa here?? Kana wakapenga ne energy iya yawaiita akaregerei kusungwa πŸ˜„πŸ˜„πŸ˜„πŸ˜„πŸ˜„πŸ˜„ Ko izvi zvawakutaura zvekuti akarara na Baba Harare zvinei newe ?? Ko asi urikuda kuti baba Harare vakuravidzewo here 😠 ko vane hombe kaaa hatizozive pamwe unoidawo yavo 🀞 Mukadzi mukuru zvinonyadzisa kushaya nyaya uchitaura zvisina maturo .... Ketty iwe uri normal usanyepedzera kuda kudzungaira mazikumbo as

May 07, 2023

Ketina Siyana Na Madam Boss Waimutuka Rough Nhasi Wakuda Dzvene Rei Naiyewo Tyra Haana Basa Newe Pedzeranai Nashamwari Yangu Wamama Here Ikoko kkkkkk

Ketty Masomera siyana na Madam boss waimutuka rough nhasi wakumuda nei???? Wakuda kutavaga dzvene manje haana basa newe Tyra . Uridofo haufunge nematukiro awaiita Tyra nhasi wakuda kuzvinatsurudza iwe imbwa iwe . Buditsa Tyra muzvinyaya zvako pedzerana na Murandakadzi . Ukaona munhu akudzosa nyaya ye girl friend ya Ngoni yakadarika ibva waziva haasisina chekutaura .Wakutsvaga ushamwari kuna Tyra πŸ˜„πŸ˜„πŸ˜„πŸ˜„πŸ˜„πŸ˜„πŸ˜„ unonya chete tamba wega nevana vako iwe chibhonda chemukadziKetty Masomera siyana na Madam boss waimutuka rough nhasi wakumuda nei???? Wakuda kutavaga dzvene manje haana basa newe Tyra . Uridofo haufunge nematukiro awaiita Tyra nhasi wakuda kuzvinatsurudza iwe imbwa iwe . Buditsa Tyra muzvinyaya zvako pedzerana na Murandakadzi . Ukaona munhu akudzosa nyaya ye girl frien

May 07, 2023

Uk Gilbert Walking Grave Muzvezve Wasvika Kugotsi Gidza Chikomba Chamaitt Uchinyanya Chihure Murume Mukuru Mhuri Yako Nevana Vachinzwa Chokwadi UK Yese

Hahaha ndaseka maiwe zvangu weduwe mmmm moving grave. Apa baba wanemhuri vana wacho wachinzwa baba wacho wachotukwa kudai mmmm ko idzo hama dzaGilbert dzinonzwa sei weduwe. Dai kamusikana kacho kari kasvinhu zvirinani.

May 07, 2023

Joey Nyikadzino Oti Chimwe chichatiuraya Takavarairwa Pano PA Social Media Ipressure Yevanhu Vanonyepa SaMaitt!! Mwari Tibatsirei Sis Varikuside RaKetty

Joey Nyikadzino azvitadzawo zvamaitt she is standing with Kettina Zimbabwe yese yomira na Ketty our national treasure joey Nyikadzino said  Chimwe chichatiuraya takavarairwa pano pA social media ipressure yevanhu vanonyepa!! Mwari tibatsirei tigone kuona manyepo neasiri tigutsikane nepatiri & know kuti pictures are just memories not reality🫠Problem is we left proper inspiration from our communities and families in real life, people we see hustle everyday and followed people we don't know on social media!

May 07, 2023

American Millionare Rutendo Samaz Celebrating 4th Anivesary Nekasekuru Kake Kamurungu Oti Musanyeperane Hapana Asingade Kudiwa Imi Vanhu

Rutendo Lovenes Samaz  said "Musanyeperwe hapana asingadiwo munhu wake anomubata bhooo . Ndinodiwa ini mhani plus ndinochengetwa . Happy anniversary to us . Ankele venyu munhu bhoo munhu mhani . Counting down to 4 years of being together . Blessings to you all . Be with someone who adores you and celebrates you even with your flaws ❀️❀️❀️

May 06, 2023

Gogo Musalad Ndovachakuroya Ukaita Mushe Maitt Wasangana Ne Match Yako Vati Uchafa Zvinosemesa

Ava ndovachakuroyA ukaita mushe  You met your match this time.. Ketty anoziva paunogara anogona kutotumira vakomana ukatyorwa tyorwa.. This time waenda kamuchachilo you can’t control everyone waifanira kunyarara

May 06, 2023

Fungai Mutisi Madam Boss Sister Oti Maitt Muroyi Vainonyenga Mudhara Murungu Wawo Kuseri And Telling Lies

FUNGAI MUTISI MADAM BOSS SISTER SAID Maitt A witch - kupusa ungaita secret nemurungu ! She inboxed baba Changamire and told him lies and unbelievable stuff. So Baba Changamire started asking me questions and I told him , if you keep on asking me about what this person told you then , I am going to block you.    The following day I blocked him and send him back his ring.    She gets into baChangamire’s tik tok to reply things. Now baChangamire is depressed because he never saw it coming , he never thought I would call it quits. I warned him and he was manipulated by this fake celebrity !    Udzidze murungu haana secret ! I can’t post an open email details because ndoswera ndasungwa.   I am not desperate for marriage !

May 06, 2023

Zvinoshamisa Zvinotyisa Fungai Mutisi Madam Boss Sister Oti Maitt Vane Zemo Vakakwira Kumubhana NaGuard Wekumba Kwangu Ndikanyara

Maitt Munonyadzisa fungai Mutisi akanyarawo  Hanzi ne sister yaMadam Boss Changamire is peaceful Felistus akakwirwa naguard we kumba kwake kumabanana.   Zvinonerei mega handizi kunyepaπŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚β˜ οΈβ˜ οΈβ˜ οΈβ˜ οΈπŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚β˜ οΈβ˜ οΈβ˜ οΈβ˜ οΈβ˜ οΈβ˜ οΈ   Banana Family AHOIπŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚

May 06, 2023

Ketina Oudza Maiitt Unotora Marejects Evarume Vanenge Vasiiwa Nemunhu Wese Marutsi A Samaz Zuva Patricia Olinda Uribharanzi Zemo Tsukutwa Chiweti/

Maleft overs nema rejects ema socialites ese iwe ndiwe wega unovabvuma wakachipa gara pasi sit down madam zemooπŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚ akana kutsukutwa nxaaaa kutoswera kutipa pressure tichiti kane upenyu bhoo izvo kungodhonzana nemarejects nxaaaa .chasara kumuka kakazvimba yonini iyoyo ...

May 06, 2023

Ketina Was Paid Na Lovenes Samaz Kuti Ashamwaridzane Namaitt Fungai Mutisi Madam Boss Sister Is Part Of The Syndicate Ketty Was There To Collect Information For Her Master To Destroy Maitt

Dhiri ririapa nderekuti KETINA Haasi Dhaka boy wa mai tt, Master wake chaiye chaiye ndi LOVENESS.  Ketina Ananiah akabhadharwa kuti ashamwaridzane na Mai Tt, mari yakapihwa mai tt yakabva kuna LOVENESS.  Changamire Is Peaceful is part of the syndicate. KETINA’s mission was to collect as much information as she can to destroy Mai Tt and ari ipapo obva aparadza ma close relationships ese a Mai Tt, that’s Tete Mildred and Cousin Rose.  Pavakaona kuti haasisina close friends and relatives, vakabva va tuma Doreen to start the fire.  They are creating fake stories nemamwe echokwadi just to destroy Mai Tt.  Please note, Madam boss is not part of this.

386 387 388 389 390