These are blood sisters ndosis vamaitt ava not hukama wekubatanidzira.Iwe cousin Rose dai ari blood wako waizosvirwa here na sponsor aikwira feli.
Rose Hauna hukama namaitt number 1number 2ane mareal sisters ake haatode kuvaona mumwe answerable achitengesa mabhero mu Harare Umu. Blood ndi Doreen na Ketty fungai Mutisi na Tyra zvako izvo clout chaser
Rose Dai watonyarara hako ukutowedzera salt pazvironda zvine vanhu vakabirwa mari membavha yekumba kwenyu maitt.
Nox Guni Onzi uyu Freeman dai mato recorder naye Panze panemhepo munokaura nemunhuwi weweti makaunganidzana mustudio. Zvakoma Mazimbabwean kaa munomuvengereiko.
Tazogara Toyeuchidzana Elcee Gweja kuti Hapana collaboration ichauya ichidarika ya Tatelicious speaker remakihwq.
Dj Mel urege kutipa confusion uchinyepa kuti waroorwaiwe zero tuition cows came home hakuna anokukanda pakichen.
Vakadzi va Fa faa fantan hwanda zvivindi muri kuzviwana kupi by 2024 dumb rinenge ravhara blambi.
Nox Guni beautiful new girlfriend uyu ndiye size yako not Ana mai Gamu and Tallyn zvifarire zvako .
Vanhu votinKetina kana adhakwa hazvina kumira mushe .Ketina anenge ngozi ya Rebecca ya Rebecca weku Malawi uyaa. Inwai muchidira mvura.
Vanhu vosekaxvakadzi vaTinashe Mugabe and Tinashe Mutarisi hanzi Varune tsvagai mari musati maroora ukaita vice versa unozoona kuti wakaita dzungu risina basa.