Stunner Dziva Desmond Chideme bvumawo wakura our 45 year old teenager achibata zvake magaro emwana kubhawa. The Legend
Kune vanhu vari selfish Mambo dhuterere and wife ndimi munoimba gospel kutadza kubatsirawo Mesi Paradzai .
Ndimika musiri kuziva baba muridzi wemimba ya Zuva urban tete ndivo avo.
Vanhu voti mai Saudi mai vana Mhosva TV vakasekwa nedenga vana vavo vakomana vese majaha vopera kupfeka marokwe .
Mukadzi Nemurume June akapera kwasara kuchata mhosva mukosho wadhambiswa na handsome Gudo .
Lorain Guyo sis vanozivikanwa nemakore ekubhora vapei makore avo chaiyo because kuti ndewa 2000 that's a lie 23years old makore acho anoverengwa achirova kumashure saka panic iro alive ne 4 years zveee.
Kamuchacha iro Dhakaboy iro potential Dhakaboy svideni arikukanda cv akuto replacer Ketty.He said Maitt Diaries we are with you as cat Family we kno that you are working so hard to cover all debt.
Chero mukati Tyra anorumira muvhu but ndiko kutingwara ikokohauone achinyora zvisinei naye. Mukadzi wamhofu akangwara wakanyanya
Felistas Murata maitt ukumuona Dhaka boy wako munhowanianga ari busy kulive YaDoreen nexuro achiisa hake ma Laughing 😃 😀 😄 emoji aitonakirwq uchitukwa.Rega nhasi uti zvemashamwari bodo.
Thomas chizhanje is 39 Lorraine Guyo ndewa 2000 she is 23 makore ekubhora zvawo kkkkkk .Age difference yavo is 26years but many people vari kuti vakafitana. Age difference ine basa here mumarriage?