Monday, July 07

News News

April 20, 2023

Shamwari Yangu Wadya Here Maitt Zvatooneka Maida kuita Ketty Dhaka Bhoyi Kuda kumushandisa But Masomera Sisters Yakugona Ketty Aramba Kuitiswa Abvvisa worksuit Yehudhakaboy

Shamwari yangu wadya here Haa yawazoitwa ne Masonera Sisters ndoinonxi unjodo unjodo makako edatya kumaona hunger rapidiguka. Joyo Dhaka boy ketty akurura uniform apfeka suit chaiyo manje akuudza hu toxic mmh this life zvanhasi togumira pano.  

April 20, 2023

Maitt Waituka Nyika Yese Kuti Hamuna Mari Seat Down Iwe Utori Tsuro Yemubook Kuzviroora Nemari Yemufi Yakupfuka Hauna Nyadzi Ipa Tete Mildred Mari

Feli do you still remember uchituka chero munhu uchingoti ibvapaa hauna mari we all though kuti for sure unayo mari maparties uchiita ,matruck uchiita ,madhouse uchivhura adi nhasi wakutuka tete Mildred vakakubatsira. Tokumbirawo udzose mari yemufi unoxviroodza nemari yemufi hauna nyadxi

April 19, 2023

Vanhu Voti Cake Rebirthday Ra Madamboss Ndomacake Emunhu AKakwana Not Maitt Aye Ekucheka Negidi Nemiseve

Fans are now comparing the 2 famous biggest  Zimbabwean socialites Maitt and Madamboss boss birthday 🎂 cakes. Vamhu voti cake Ramadamboss ndoma cake evanhu vakakwsn not a Maitt aichekwa negidi nemiseve munhu avhishandisa mari yezvikwereti kuonererwa.

April 19, 2023

Kikky Baddas Single Married Divorced Pictures Oshamisa Vanhu Kikky Arimbuya Muderere Kuroorwa Kunochembedza Uri Mwana Mudiki Mungamuziva Here Kikky Apo Izvezvi Amugake Manje

Kikky Baddas  Single Married Divorced 🤪🤪🤣🤣pictures oshamisa vanhu vakawanda kuroorwa kunochembedza vanhu kiky ari mbuya muderere izvezvi hamungambomuziva Musi weroora day vakaridzirwa ramba murume tinwe hwahwa vacation ewo ndofirei zvangu mumarriage isu toti aiwa wakagona check your before and after.

April 19, 2023

Snake Family Is Concerned Kuti Madamboss Vakabvisirei Ring Yemuchato Wavo Na Ngoni Mumwe Oti I'm Stressed Ini Dzorai Ring 💍 Muite Semukadzi Wemunhu

Madam boss is known to be married to Ngoni munetsiwa mhofela .Ever-increasing their relationship shoelaces hatina kuzomboona picture ravo vane 💍 ring yemuchato. Snake family madam boss fans voti we are stress why mai vecu vasina ring madam boss we are worried tokudai and Toda mhinduro.

April 19, 2023

Vanhu Vemarounds Voti Vabereki VaMaitt Ngavasadziya Moto Wembavha Ndivo Vakadya Mari Dzevanhu Ngavatengese Imba Vaoe Vanhu Mari Dzavaidya Dzekuba Vachiganza

Munyori oti Vabereki vebenzu Havana mufaro I kno you no longer want anything to do with felistas benzi renyu makageza maoko.Asi inzwaika sevanhu vanoziva mwari. Mwana wenyu akatora mari yevanhu akakuoai mukadya achiti ndeyeroora mwana akaita makwikwi ne social media kuti anzio Ave nemurume kwakunoparamura Zvikwereti saka servo chokwadi chavepo kuti akazviroora imi chidxosai mari.

April 19, 2023

Doreen Kettinas Sister Kuita Simba Rekuita Live Nyaya Dzemaround AMaitt Wapiwa Information NaKetina Zizungairwa Tete Midhu Vasiyei

Munyori oti Iwe Doreen Zizungairwa remunhu kutumwa na Ketina tete Mildred didn't contact Tatelicious homwe yenyika. Tatelicious ndiye akafonera tete Mildred watenga hondo ya Tatelicious na Ketina nxa  Usada kuhwanda kuvhara kuti maghost handidi content yako inobva panontaura chokwadi kuti kuzvipa simba kuita live yemaround yafelistas wapiwa information na Ketty.

April 19, 2023

Ketina Ototukira Tete Mildred Mari Yavo Hanzi Facebook Or Tatelicious Vachakupai Mari Yenyu Udzai Vanhu Zvakaita Mublokwe NaMaitt Chembere Isinganyare Pakuzoenda zkwaGurundoro

Ketina and Maitt Bullying tete Mildred kuti "mari yenyu muchapiwa ne Facebook or Gurundoro Tatelicious. Facebook inosolver nyaya here or inozviitisa worse udzai vanhu nyaya yese yakitika kuti mublokwe first zvazokutsamwisai kuti muzotamga kuita madimikira munekakunyepa makamboti mari yakakweretwa na Tinashe feli asingazive. Ehe chikwereti imari yenyu chiudzau reason yamakablojwa morondedzera pakuzoenda kwaGurundoro muchitaura nyaya muchisiya mamwe ma piece.chikwereti chiripo but why all of a sudden kuchinja magear . Admin toti votadza juchinja sei munhu aruda nari yake give her her money stop this nonsense .

April 19, 2023

Maitt Tells Tete Mildred Pihwayi Mari Yenyu Nagurundoro Tatelicious Ndobheja Kusvika Muguva Unless Mandiroya Handisikuzoibhadhara Mari Yenyu Majaira Kuroyaa

Maitt Diaries voudza tete Mildred kuti mari yenyu yezvikwereti pihwau na Gurundoro Tatelicious izvi ndozvandinoita ndinobheja kusvika muguva manje .unless mandiroya since muri muroyi majaira mushonga. Maott ngavasadaro mukadzi uyu chii naye chokwadi kurotujira munhu mari yake anojairira nonsense zvavanoita izvi zvichavapfukira .

April 18, 2023

Olinda Kana Uchipa Vanhu Zvinhu Don't Do For Social Media Ngazvibve Pamoyo Wakuudza Vanhu Kuti Wakapa Tatelicious Your Old Wardrobe Wawabvunzwa Here Nhai Saka Uda Tite Seiko

Olinda Kana uchipa munhu zvinhu ngazvibve pamoyo not kupa zve clout chasing and Don't Do it for Social media. Wakuudza vanhu vese kuti Wakapa Tatelicious Homwe yemadzitateguru your old Wardrobe Wawabvunzwa Here Nhai  saka ukuda tiite sei tikutende Here kwana mukula

399 400 401 402 403