Ana Melly 😂😂makaenda kokwesha ma2zvy nekuti zvinhu zvakatopresa paRasitenibegi usarambe uchitinyaudza kuti wakaendera vana.Vane mari vana vavo vanoenda kuchando as international students not kuenda nemaCOS. Wazviita mbinga nhasi urikugwesha nawo madhodhi kuchando apa hauna kana mota.Gara pasi sit down mazimhino.Truth be told. Vane Mari they don’t come on COS for children uni what what . There are kids in the UK who have parents sponsoring them from Africa and Zim. Sis Melly should just accept that things were tight for her , otherwise if she was good , she would have stayed ikoko. Sis Melly , she should learn kutsiurwa , ndiye ega anoda kutsiura
Mukomana uyu anonzi Samson natshel maundukuse anoti anobva kutanganda mu village yekwa hwapera ,, kna Paine anozivawo hama dzake ndokumbiraw muvaudz kt mukomana uyu arikurwara zve srs arikugara kuno ku Limpopo burgasfort arikuzvimba kumeso zvese nemusoro nepahuro So mhuri yezimbabwe fambisai shoko risvik kuhama dzake chimiro chine mukomana uyu hachiite ,, ndinotenda kune vachatibatsira kutsvaga hama dzake . Kune vachati batsira number dzedu dzoti Call 0840530335 App 0652519024
Maid finds employer's son dead in bedroom 37-YEAR-OLD Bindura maid got the shock of her life after she discovered a dead body in one of the rooms she wanted to clean in Bindura on Saturday. Cynthia Tambudzai was shocked to discover the body of Dexter Emmanuel Mushoriwa hanging from the roof trusses after he committed suicide by hanging.The maid who came at her employer's house around 10 discovered the corpse when she wanted to clean Mashonaland Central province police spokesperson Inspector Milton Mundembe confirmed the case. Mundembe said investigations are still ongoing since no one knows the cause of Mushoriwa's death. "Investigations are still unde
Toziva varivo vachiposter stereki vafi mu Capetown ko wazuro we suicide how far asi zvaisaonana here🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣 Pane post yatakabetsera BaJudy kutuka kanzenza ako 🤣🤣🤣🤣🤣 vaimbozvida here baba Judy zvema bhishu kkkkk Vakabukana mazuva ema elections bajudy vakadenha faffy post hamuna kuiona here 😂😂😂😂😂😂 Mazuvano Ari take take neuyu anozviti boss Andile ushingi wacho akurara Mumba meumwe mkadzi pabed rake ..joina funeral policy musikana wakutambira kunonyudza...
Chadonha Investigator Kudakwashe Chidawa Asungwa NeNyaya Yekuba Toyota Hilux Ku South Africa Akayi Smuggler PaBoarder Akaitengesera Munhu MuZimbabwe Unconfirmed reports are saying Tafadzwa Chidawa has been arrested for car stealing. Veruzhinji were surprised kuti Tafadzwa aidziziva sei mbavha idzi dzaaitevera for 1 hr dzisati dzaba kusvika dzazoba. Vamwe varikuti mushure meku shaiswa mufaro mu Tonas vamwe vakabva vamutengesa kumapurisa. Police release the boy aite basa ramakakonewa. The former cop appeared in court yesterday accused of stealing a vehicle worth US$12 000 from South Africa and smuggling it into Zimbabwe. He was remanded in custody to Friday for his bail hear
Are we all suprised ??? Kelly Khumalo arikunzi ndiye akatuma mbavha dzakauraya SenzoSinger Kelly Khumalo has been implicated as the person who allegedly gave instructions to kill her then-boyfriend and father of her child Senzo Meyiwa in a Vosloorus home on October 26 2014. This emerged when another statement by the lead investigator in the murder trial, Brig Bongani Gininda, was read in the high court in Pretoria on Wednesday. Meyiwa was shot dead in Khumalo's presence at her mother's home in Vosloorus. Also present at the time of the murder were Kelly's sister Zandile, her boyfriend, Longwe Twala, the women's mother Ntombi Khumalo and two of Meyiwa's friends visiting from KwaZu
Tafadzwa Chidawa, also known as Detective Kedha on social media, as he is now facing theft charges. Detective Kedha is popular for viral videos in which he targets and ‘apprehends’ thieves in the Harare CBD. The former cop appeared in court yesterday accused of stealing a vehicle worth US$12 000 from South Africa and smuggling it into Zimbabwe. He was remanded in custody to Friday for his bail hearing. He has two other pending fraud cases.The State said Detective Kedha stole a Toyota Hilux double cab from South Africa and smuggled it into the country in December 2022. It accused him of fraudulently registering the vehicle and ensuring that it had Zi
The United Kingdom has long been a destination for individuals seeking new opportunities and a fresh start. For Zimbabweans aspiring to move to the UK, understanding the certification of sponsorship process is a crucial step in the immigration journey. The certification of sponsorship is a key component of the UK's Points-Based System, designed to attract skilled workers from around the world. If you are a Zimbabwean considering relocating to the UK, here's a brief guide to help you navigate this process. Job Offer from a UK Employer: To begin the certification of sponsorship process, you must first secure a job offer from a UK employer. This
Rita Ouraiwa Ne 2 Nigerian Guys Kuchekwa Chekwaa
Munhu anozviuraya anopenga handina kana basa netsvina ini rest in peace kudii akamama murume Mukuru kuzviurara ndochii ichocho Munhu anozviuraya haanzwise tsitsi tese tinawo matambudziko wani ukaona munhu anozviuraya haana basa nemunhu atori nehumbimbindogaHaaa izvo hazviña ndakapenga izvi kana ariwo mafiro acho unotongofa chete cos hazvishamise ari mumhepo akatogaya kuti ndazviitirei ...asi zvisisabatsiri..suicide inokonzerwa nedepression woshaya anokudzikamisa idi vamwe mudzimba umu varikuita suicide zvatisingazive kabisira unozongonzwa kuti astroker umwe angofuma akafa iri depression iyoyo .. KUNGOTI VARUME HAVANA MOYO YAKASIMBA DAI VAKADZI VESE