Quonfuzed choice hadzina zvadzo. Kurambwa kwaakaitwa naMoana kwakabva kwaita ashaye confidence dzakungokumba kuTik Tok 😂😂😂 Varume vakanaka kazhinji vanorora zvibage even kudanana nazvo. Plus qounfuzed akanaka hake kutodarika vakadzi vakawanda kusanganisa neni. Ndiwe zvako Wauya neGhost account Natasha Nyemba tiri kukuziva hedu ndiwe waida Qounfuzed ukapihwa bendekete rakatonhora wakuda kutsvaga mbiri neZita rake dzikama Imboita zvekutamba kuma tik tok live usina kupfeka Moyo muti unomera paunoda it shows kuti hasi munhu anotsvinya like ka mudiwa kenyu
No to body shaming but sis vanozonyanya kuzvifonera zvawo. Firita kunaka here zviya😀Haaa zvekuti fresh tinganyeberane zvedu🤓and those nasolabial lines ain't making shuwa ðŸ˜Guloko kumusoro uku fanike upper hand irikuita kunge ye55 yo chaiyo. Zvasangana nekahuimproper fraction haaaa fresh haisi kubuda 🙅Hakuna fresh inenge mukadzi waTombodho 🎎 akashota machira pakusonwa kudai never😂 Yes she's clean and fresh but masistran vanozonyanya kuzvifonera kwacho 🙄😂😂😂🤣the face is not facing even the hand is saying mhai makazenge mataurirana nani izvozvo nhaiKkkk anozvifonera Orinda those arms though madam pliz take a chill hapana fresh apo 🤣🤣🤣.Shuwa O
Ndachimwa nhasi handina kumboona kushata kwakadero Seh Calaz Music🎶 wakashinga Nyangwe Zvichinzi huBrand Ambassador hwacho hwekungozozadza Zvikambucha pose pose here ....ko avawo nezvidress zvinobuditsa zvitumbu ....itawo zvine class mhani iwe Calaz kambucha. Woudzira munhu class akapiwa GD6 coz of kambucha,kambucha itori class kwaari....imimi neuclass hwenyu mukufamba netsoka ..iye ari muGD6 nekambucha kake....Marketing strategies comes in different ways yaCalaz is kind of aggressive marketing iya yekuti usingade uchida unotoona chete and it's God for the brand
Unenge wakumbira maCollabo Southern Africa yacho, Shasha, DJ Tira, Master KG, Makhadzi Then Nominee roenda kune akuimba naEnzo naTocky😂😂😂😂 life is not fair Uyu anorema uyu🙌 musamufananidze🤣🤣🤣 kushamisira nemaAwards asiri international If you like comparing much and can’t appreciate our artists when they win you should know JP has an MTV award dzikamai kana musingazive MTV award you can google 🥱🤣🙌ðŸ¼ðŸ™ŒðŸ¼Why do u guys have to compare winky naJP...these 2 are both great in their genres. Smh🙄😡 hamusati makuziva music imi sit downImagine murume wako achinyora post yekurumbidza mumwe
Nhamo yakaoma .Apa imari dzenyu dzirikubiwa dzaanoshaina nadzo achigovera ma2cents kuvaromboHaisi mari yangu asi vanhu kwangu,mazimari ese ayo kuda kubatsirwa Nani🤨poki enda kuma Ghetto mari dzanyorwa idzo dzinobhadharira vana50 pachikoro,kuendesa mwana wako chikoro che1000 kuratidza kuti unozvigona kaa makupemha chii xaa Mari dzenyika dzakukupengesa steki muromo unenge bottle fishVanoda kubatsirwa chaivo havana kana data rekupinda online havana kana oda kubatsira chaiko achavatsaga hake apa akumbotsvaga malikesKkkk Kunogara nherera havakuzivi here. Ngaende kuzvikoro anopihwa list yevana vanotambura kwete kutsvaga dzvene pasocial media
Tyra content chaiyo haana akato simuka through Chikiti uya,Akuda kutokwana kwana nezuro aposter Nijo Rapererwa Ngundu nezuro raiposta Kiti ririkuvhima ma reunion.Tyra anozembera naanyone anenge achirira time iyoyo to her own advantage Ngarege vanhu vaite shine vega it’s their time iye ngazive zvekuyamwisa Dzabu Mhosva akamusiya pakuita brand ambassador wetalk chat 😂😂😂😂😂😂 and akaisa ana Gezi Umm tyra wadii waita steady siya vana varire inguva yavo waona kaa kuti mhosva apera wakuda kunozemberana neteam iyi haudi kukundwa ndiyo problem yako imboita zvekuyamwisa mwana uko usiye vana vazviitire zvinhu zvavo ipapa wakuda kutonova joiner dzikama Mhosva aperei ndiye munhu a
Mukangoziva kuti Fungisai is a bully mumobatsirika atori murwere wepfungwa kabisira uyeNgaaite wake Fungisai atumedze zvaanoda. Akamuudza kuti riri pabirth certificate ndiyani. Magamhira mudenga mhahaaata yengavi. Vabereki vaksbvyma nickname yemwana mapenzi here. Ngaakwane. She should bring $20k to remove the name Zvapindirwa naTeo Events soon tirikutamba muchato wavo.Mwari vanosimudzira zvakasvoreka havo vakarangarirwa nedenga.Zvishoma izvozvo zvavaitirwa tinotenda. Godmother naGodfather vaDzabu vakapihwa mari refu nekuda kwezita ravakapa Dzabu wozonzwa kamwe koti hazvichaite kuti anzi Dzabu. Stay clearance Fungisai.Anyway beautiful couple.🔥🔥🔥🔥🔥Ozonzwa murume achituka mukadzi anoswera pasoci
Attention seeking she has no content🙄🙄🙄🙄Kana wati you want to be far away from everyone nekuti you feel emotionally drained iwe wokanda futi mapost kuvanhu vauri kuti urikutiza vacho votangazve kukutukira dish iro rakanamwa namwa wopindanazve neimwe stress hauone kuti chaunenge wagona hapana here nhai Lolo? Anyways hugs kwacho🤦♀ï¸ðŸ«‚🤦♀ï¸ðŸ«‚🥰Munhu arikuenda kuchikoro here uyu kubvira paakakumbira mbolisto yaThomas Chizhanje akapiwa paya? To me it looks like she is getting more and more dull kubvira kwaMakadzi kuya kwaakamboita soonyengwazve. Hameno!🤣😂😂haaa takufanira kudzidzira kuzvinyaradza mumoyo shuwa 🤣😂🤣😂 it t
Mai Shadaya vakashinga havo🤣🤣 if it was me I’d have dumped that misogynist a long time ago Dei musikana wa Shadaya atoita Brand Ambassador.. Akutoitwa celeb ka sekutamba sekuseka dei atoita ride on this free publicity kuita mari pa side 🤣🤣🤣🤣 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤷ðŸ½â™€ï¸This is serious. Izvi zvavakutoda go fund me ambo pinda pa program yekunyatsodya zvinovaka muviri. She looks very hungry and malnourished.Ndinaro randakatenga mu legit 320 for 2 aripa special so varikuti 2 usa umm hameno Ngaatukwe ,inga isu nehama dzedu tongotukwawo nashadhaya wake. Dai achiwanzawo kumutengera mapotato nedovi Dai mati plus wrong cho
Elivs Mathe aka Ma Elly member of Insimbi Zezhwane has passed Away may His soul rest in Peace Its sad as a Zimbabwean to notice that ma Artists eku Matebeland we don't celebrate them ,uyu vazhinji tazomuziva afa asi ana AKA taiita kuvazadza pama status veku Joni kwatisachadiwe ....ðŸ˜Hamba Kahle Mfowethu Anga asinga gone kuimba chete dai aigona taimuziva. Ana Sandra ndebele, Lovemore Majaivana, Solomon Skhuza vanozikanwa wani." Artists eku Matebeland" you trying to blackmail people by using the tribe card. It will not work, if your music doesn't appeal to the masses you won't go anywhere simple as that 🤷ðŸ¿.Post your story without talking about race. Me i dont even know him. May his soul rest in Peace our Zim Artist