Wednesday, November 12

News News

August 08, 2023

CCC Madzibaba Veshanduko Vochemedza Vakadzi Vakawanda Nekuda Kwemuzvambarara Uri Mubhurugwa Mavo Mayouth E CCC Akarongeka

Madzibaba vakatakura kurema 🙏 Kunge banana ratiza pamusika yellow 🟡 yacho kana yazara muviri wese kudai zvavachadyiwa vachifamba   Wow nephone ine cover ye Yellow ,yah ndopakati CCC ngapinde hake mukomanaHanditi yakazo dhonzwa nema CIO kuHarare here paye pavaka shungurudzwa saka mu underwear haichakwani   Blambi rakaita kurara nedivi yooh 🤣Kkkkk havangatadze kutakura kurema vakati yakambosungirirwa chidhinha ne opposite part hanzi pakuita wiwi pakutonetsa ndakamboona imwe interview vachidara   Yuwii mnh abva ada yellow kusvika kupoach yefon ,everything is yellow ndiwo maLoyal CCC ayaHavana chero pant zvayo, zvakaoma, anyway ku CCC hanzi dzinoshanda chose nhengo idzo pamwe kuzvimbiswa lula lula, ndakanzwa vamwe mai veccc vachidaro pa

August 08, 2023

Faith Candy Senyika Tamutadza Pakupfeka Zvaitoda Maitt Pavaimbomupfekedza Munhu Ziva Body Yako

Uyu kupfeka zvoenderana ne body yake hatode. Most of the time anenge akangoporonga badzi Kupfeka Seka toddler, kureva kuti chiuno chatova pasi pemazamo zveeKana une chimimba mutekwe this dressing is not for you Kenduza ndapota hangu wadireiko kuda kuti tinzi tine pamuromo    Wakanyatsotarisa pamirror uchibuda mumba ukazviti wakachena here?😂🤣🤣🤣musamudaro,ini anondinzwisa tsitsi, face yake anenge angori worryUyu kupfeka zvoenderana ne body yake hatode. Most of the time anenge akangoporonga badzi

August 08, 2023

Zimbabwean Varoyi Vatanga Konofukunura Ma X Boyfriend Emukadzi Wa Enzol Ishal

Varoyi vaye vatanga.They go bring your lovers from grade1 when you get married🤣🤣Once they see you happy they will start telling people what you did in 1996   Infact a real man is not supposed to be angry or feel funny about his woman’s ex because logic should tell you that the current guy is the king and the current guy should be proud that he snatched a Woman from another guy and that the woman finally chose you and left the rubbish ex behind..Infact ma ex boyfriends and ex girlfriends or ex husbands etc ndivo vanotofa ne stress and jelousy kuona ex woman wake achinokwirwa by a new guy.. The current husband or boyfriend of ANY woman is the real king the champion ,the charmer not an ex hubby,not a ex boyfriend.When they see your relationship doing well the

August 08, 2023

Kupinda Kwakaita Madamboss Pakati Pa Lorain Na Makhadzi Hushamwari Hwevawiri Ava Wakabva Waparara Vamwe Voti Lorain Akange Atorera Umwe Chikomba

But Lorraine Guyo what really happened to you and Makhadzi?.Friendship yenyu yaidadisa chose .Chii chakanyatsoitika?. Senyika you owe us an explanation.Hanzi kwayi akadanana ne boyfriend ya makhadzi her kudi kudii wee apa makhadzi asingazvizivi hanzi makhadzi akavhunza sisi vedu Lolo hanzi vakati ndanga ndichazokuudzayi besty hanzi apa vedu sisi Lolo vanga vasingazive kut boyfriend Yamakhadzi ndoreva master kg🙄🙄🙄   Rorini is a threat to makhadzi nekuti akati nakei kwaizonyanya kutariswa iye instead of khadzinatorPakangosvika tyra zvakabva zvadhakwaSiyanai namai Dzabu...saka munhu akatamba nemunhu wawaimbotamba naye ,,ndiye afurira here. Imi shamwari dzenyu dzamaitamba nadzo muchirikutaudzana here. kwanai,,,Love you Madam Boss❤️❤ï

August 08, 2023

Zimbabwean Men In SouthAfrica Vochema Chokwadi Vakadzi Vekumusha Kupa Ma Cooler Nema India Bota Isu Tichifa Nekubonyora

Vakadzi denga muchaita rokugoogler shuwa mungaita basa rokupa makula bota isu vana vokumusha kwenyu tine nzara Regai vana Rajesh vadye ngeliver hauzoshaye zvima noddles nezvifish zvake exiperManje kana varima Indians ,vanorovesa sodoma& Gommora,ini zwangu mamwe marudzi ndakatadza, takatosiyana,tsika dzedu, magariro, mabeliefs, culture.chikafu, religionUnovapa chisewo here iwe?   Hanzvadzi dzedu dzikutoponeswa nana chimwene mutuma spaza itwu, zvinouyu akange nane abviroenda hake kuna boss pada angawanewo, twimazimba nge kokokora. 😉😉😉Ini handiiti vanhu vanonhuwa garlic vanombouya pabasa pangu akashandisa toilet chete room yese yosara ichinhuwa garlic

August 08, 2023

Why In Zimbabwe We See Marriage As An Archivement Ruvheneko Onzi Zvaatochembera Asina Kuroorwa

Basa murikungoenda kumarora day evamwe every month.Koiwe unororwa rinhi nhai Ruveneko??  Nekunaka kwese uko ukushaya anorora here ,nhaiwe usabva wanyanyodzirwa kunge kateenager nguva yafamba  Ende wakanaka shame ❤️❤️❤️❤️Kuroorwa hakusi kwemunhu wese tiri kudzungaira mumaStreets of Zimbabwe umu kwaaaa😂😂😂 This is bad veduwee Ruvheneko was married akarambana nemurume and lost her twins give her a break...Welcome to Zimbabwe where marriage is an achievement and if you ain't married you are a society laughing and bashing stock .....#sadnationMusatuke munhu ne situation yaari. What if she has no control over it? Ochizvibvisira roora racho here? hanzi seka urema wafa. pazvichazoitika kumwana wako urangarire

August 06, 2023

Mafans Evatatu Ava Vanomira Navo Kusvika Muguva Especially Va WinkyD And Maitt Ungati Hadzimo

Mai Tt vaba mari dzemaround-  Feli fans: vanhu vacho vaivapirei mari she is innocent   Madam Boss ane sextape- Tyra fans: hatinei nazvo nyangwe mukauya yakanyura haasiriye.   Gaffa aridza 1hour chete-  Gaffa fans: nyangwe akaridza 30seconds hatinei nazvo gaffa igaffa.   🙌🙌🙌🙌🙌🙌🙌Vanhu ava vakaromba chete.Hakuna vanhu vane defense force inodarika ava huye bodo.Kana wafunga hondo navo wotosunga dzisimbe 🙌🙌🙌🙌🙌🙌🙌Ini madam Boss naBigmam chero mukavati vakandiisa muhari handimbosvotwiGafa igaffa boyyyzzz chero akasura pa stage obva aenda hatitimbovhare mhino, totoshama tichichimedza tchiti ngoma rakaipaMai titi vabvisei cuz njuga dza

August 06, 2023

Zanupf Tino Machakaire Endorsing Rapist Munhu Anobata Vana Chibharo Chokwadi Ndomashura Aya Nekuti Akati Ed Huchi Atiburitsa Mujeri

😷True reflection of what the party stands for😷😷😷😷Uyu wekubata vana chibharo Zim leadership will make you sick to the stomach🤬🤬🤬🤬🤬🤬 Ndivo vatungamiriri vedu zvavanoita pamberi peedu so tinoti tirikuendepi ne zvakadai sure sureGore rino vanhu varikuBleswa nekutumidza vanhu mazita shuwa last month dzabu ,this month ed huchi ,regai nditotumidzewo CCC, hakuna chinomisa Chamisa Kuti ave president weduKana usati vambotadza tora imbwe uteme mukadzi ainge apomba asi hanzi pakashaikwa shoko rinodaro tese tinotadza iye akanamata kuna Mwari akayeukwa zvibvunze kuty vakangi vanofamba nevanhu vane mari kana iye mutunga mirirri ve nyika asanga navangani vama situations akasiyanasiyana asi iye jesu anoita minana kana ada ha

August 06, 2023

NGOCHANI Inomirira Zimbabwe Yese Mwana Wa Locadia And Tsvangirai Senyika Todada Naye Not Team Rimwe Iiro

Transgender manyamaNdikubzwei futi muchiti Nigeria has bobrisky … Zimbabwe has swagger is tina representative kudai lolpane this thing yekulifter macheekbones and maziso even the mum it doesnt sit well with me kamwe ka evil feeling so ameno guys   Zvinoita sevarpi or mavampire zvingori satanic shuwaKO swaga nhai imiKaren Mandaza kaya kakono ketsambara futa kaye😂😂😂

August 06, 2023

Maitt Vanodzoka Aroorwa Morepower Wasu Chine Freedom Haasi Kugara Pasi Mumvunzo Why Vakadzi Veku UK Vasingagone Kupfeka

Wasu chine freedom mazuvano chikuzvinzwa. Kuzoona 9 months dzopera tinenge tati ekeKamuchacha paanodzoka Wasu anenge aroorwa chete haasi kugara pasiImiwe kuchando nyatsotiudzaiwo kuti zvinenge zvakamira seiko  Dress iri rakatokwira ndege here iri it’s not make sure it’s giving Humpty Dumpty vibes  Nwae tongoti makorokoto mai nhanha zvimwe ityai uchenjere kutorerwa murume naWasu

437 438 439 440 441