Baba Harare mutori mboko infact mutongoriwo gongomutoto chairo.Munoisa post muchitenda vanhu ava kuti hee dai musipo ndisiri chinhu kukanganwa kwamakabva.Muskana uyu anonzi Laura ndiye munhu akakumaketai pano muchiri kuimba zvana gonzo kuwainira kiti nanaguzuzu vanhu vakawanda vasati vatomboonemafacebook.Magogodera epano pasosho vanondipupurira kuti ndiri kutaura chokwadi .Fanika imi Auntie Jenny munonyatsomuziva Laura uyu ndimi makamhanya nemadrama ake mazuva acho. Masongs aBaba Harare akapushwa naLaura uyu she deserves recognition kwete zvenyu zvekushaina kuti hee asipo tag them nywee nywee. SEI ASIPO PALIST IRI??????????. He fo
‼ï¸â€¼ï¸â€¼ï¸â€¼ï¸Chiziviso Nyika yose yeZimbabwe🇿🇼 Hazvinei kuti uri we Zanupf. CC.C. Mwonzora UZA UANC etc. kana mamwe mapato andisina kudoma nemazita. Musi wa7th October 2023 Nyika yose ikuratidzira chikonzero isu taimira nemusangano kuno kuGokwe, Masvingo, Mutare, Kwekwe, Zvishavane Guruve, Mvurwi, Mutoko, Murehwa Chinhoyi, Karoi Kadoma Shurugwi etc asi zvaitwa nava Mnangagwa zvaratidza kuti azviitira iye kwete Zimbabwe nokuti hazvireve kuti munyika hamuna vanhu vanedzidzo yakadarika vana vembwa iyi here vedu.â€¼ï¸ The whole entire family yatora zvigaro. Uyo aitwa Vice Finance Minister asi asina
Rwendo rwaBaba Harare kubva kuMasvingo netsoka vachienda kuSozibheri vachiridza wayiresi yejiti munhava💕😮😮
Si Tanya vazobuda pachena kuti Spa yavo - Essential by Tanya vakavhurigwa naBaba vavari kudanana navo. Vati ivo imimi munodyiwa motengegwa KFC ivo vanovhura ma Spa nekuendeswa on expensive holidays and shopping Sprees. Tati tingoonesana Kuti vakazonyepa vachiti vakatanga business neSipo yegorosi yoga tozovaite remaindi. Zvekuti you worked hard and built your business you are my inspiration muchazvirega, imari dzemusana idzi nedzekusvisvina magaka. Endai mohwa zvizere kuInstagram TwaaCommunityIt's one thing kupihwa Mari it's another to run and maintain a business Vamwe mopihwa mari motenga mabrazilian Ngaaudze vanhu Madhara acho anopa mari dze start aripi ne n'anga dzake. Kw
Aiwa vaMunetsi vanomira nesu as Zimbabweans zvakanyanya , Mwari vamuitire zvakanaka mkomanaMai Princess vanga vari kucourt nhasi and the culprits vazonzi vakasungwa zviri pamutemo so vakuita bail application. Zvavo zvavaida kuti vanzi vabuditswe because vakasungwa zvisiri pamutemo zvarambwa izvo. Great Hope thank you .Bail havariwane havo they are a flight risk munomacho vanema paper here vadii kungoiswa pa deportation sezvakaitwa nandipha na Bester nhayi
Open letter to Tatelicious Christopher karigambe baba Tanya whatever u call yourself:: I come in Peace, but usiyane naChamisa, haanei newe, unorotomoka chaizvo uchitaura zvekwausina kuswera, vanokusekerera ndovanokukanganisa, unotaura kuti Chamisa is Zanu pf, heee arikudya neZanu pf, heee aregerera Job Sikhala, unoda kuti aite Sei? CHAMISA haana kurambidzwa kuenda kuuChikurubi here? MaCourt emuZimbabwe unoaziva here? Indava uchitaura shit about Chamisa? Haisi mhosva yako. Pfungwa dzakachekwa pamwechete nemasvada. Kana usingade kupindurwa siyana naChamisa Gadzirisa Jojo tank rako, waiseka Olinda hezvo nhasi rako rave Zijojo tank chairo.kana wasvotwa huya
Mai komiki is slowly replacing pokelloâ¤ï¸â¤ï¸Not lady sqanda here Kunaka hakudyiwe anhuwoye everyone is beautiful in the eyes of the Lord....plus tese tochererwa kana tafa hapana anoomeswa
Wazogaya kaaa apa nhasi wagona kunyora Zita rake waimbotadza kutaura kaaa paya Remind her winkyvahayimbe mchongoyo or sungura nenge yake achiti mhino se greenpaper akwane Kutsvaka kuda kusvitswa shoko manje winky hanongereri zvemu bin hokoyo nema cane ikoko
This boy Kudakwashe Mnangagwa was imposed as SEC President at Lupane University just 2 years ago…we understand the youth quota but hey….finance needs someone who understands a bit of numbers The 600000 aren't part of the ownership structure of ZANU PF. They're just like football fans in a stadium, their presence is enough...So out of all the 600 000 ZANU supporters the drone was showing us at each rally, they could not find a deputy minister of finance and tourism?Zimbabwe is his father's game park Zimbabwe is his father's farm ...and that magistrate is one of his father's employees ZimDaily He is positioning h
ðŸ˜ðŸ˜Tadii taitira Buterfly go fund zvanyanya izvi.Kuzoona munhu overenga 13 tumasojeji tutiki tiki itotu shuwa mhuri kurarira 2 tumasoseji itotuðŸ˜.Masoseji anodawo ari 5 or 6 pamunhu plus ari mahombe.Zvakaoma hazvo Buterfly nhamo yazomusvuuraðŸ˜ðŸ˜Wadii waendawo kumaCOS nhai iwe wasiya zvekungodzengerera nanaShugeta ava marombe enyikaPa Zimbabwe it's normal kudya sadza nema veg asina nyama , straight up mbida like that , sausage iyo it's luxe kune majority of the population ndakazvifungawo paakaposta kkkkk kuti dai arega make anyway ndozviripo in most families dai asina kutaura kuti ndozvevanhu vangani🤣🤣🤣🤣ðŸ¤